Chigayo
๐ต 2419 characters
โฑ๏ธ 3:34 duration
๐ ID: 14763423
๐ Lyrics
Soldier
Chibaa
Hagum
Gagum
So, so, so, so, Souljah Love (honouring)
Kusvika kwati ngwee
Ndovaimbira pungwee
Ndiri rwizi rusinga pwee
Ane nharo ngaati pwee
Rina manyanga hari putirwe
Chibaba ini handinga kurirwe
Ngoma yarira regai igarirwe
Kuti igadzirwe kuti ikachikirwe, vanhu vanakirwe
Vaudze nzou hairemerwe nenyanga dzayo
Chibaba-baba ndiri chigayo nekuti shiri ine muririro wayo
Sauro ndomaimbiro angu ndangoti
Hairemerwi nenyanga dzayo
Chibaba-baba ini ndiri chigayo
Shiri ine muririro wayo
Sauro ndomaimbiro angu
Chibaba
Ini ndati ndava vhura maveins
Kuvabata ma-pressure points
Ende kubva pandapuwha chance
Handimire ndongofaisa dance
Wagwaa
Chiita kunge kuseka
Nyangwe wakafa kunge Undertaker
Chiona wega, skiri yaChabuka
Kwanga kwakadoka ndichifamba netsoka
Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva arikurwara
Chibaba-baba
Ini ndoiziva ndega goma yarira ndobva ndaigarira
Vaudze nzou
Hairemerwi nenyanga dzayo
Chibaba-baba ndiri chigayo
Nekuti shiri ine muririyo wayo
Sauro ndomaimbiro angu
Nokuti hairemerwi nenyanga dzayo
Chibaba-baba ini ndiri chigayo
Shiri ine muririyo wayo
Sauro ndomaimbiro angu chibaba
Agiya-giya kumangoma handisi kunyutura
Chimuti chisina zita chavari kukutura
Vaudze ndosaka ndavakutura
Vamwe vavo havana kwekupotera
Vaudze ngoma dzavo isadza remu-bin
Vaudze vamire kusaiza iro dzinhi
Dai chiripo chimfinhu changu John
Vaibva vatonhora kuita kunge June
Kunamira pangoma kunge tsikidzi
Padzorira futi tisu varidzi
Ende chokwadi hatibate mhidzi
Saka savengi hazvivanakidze
Vaudze nzou
Hairemerwi nenyanga dzayo
Chibaba-baba ini ndiri chigayo
Nekuti shiri ine muririro wayo
Sauro ndomaimbiro angu nekuti
Hairemerwi nenyanga dzayo
Chibaba-baba ini ndiri chigayo
Shiri ine muririro wayo
Sauro ndomaimbiro angu
Ndomira-mira pese ndichirira-rira
Ivo vachi bira-bira nokuti vawira-wira
Vaudze chokwadi kwachena
Kwanga kwakasvibira
Ipena yandovagadzikira mamero
Vanondigandukira vandigumbukira
Ndongovarukira attack ndongorovera bhora muhondo
Kunge pasi parohwa nenyundo
Inini ndosiya vaona ndondo
Chibaba ndinotyora madondo
Vaudze nzou
Hairemerwi nenyanga dzayo
Chibaba-baba ini ndiri chigayo
Nekuti shiri ine muriro wayo
Sauro ndomaimbiro angu nokuti
Hairemerwi nenyanga dzayo
Chibaba-baba ini ndiri chigayo
Shiri ine muriro wayo
Sauro ndomaimbiro angu inini
(Hairemerwi)
(Ndiri chigayo)
(Ndomaimbiro angu inini)
(Hairemerwi)
(Ndiri chigayo)
(Ndomaimbiro angu inini)
Soul Jah, Soul Jah

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.25] Soldier
[00:02.79] Chibaa
[00:03.92] Hagum
[00:04.92] Gagum
[00:06.93] So, so, so, so, Souljah Love (honouring)
[00:09.26]
[00:12.88] Kusvika kwati ngwee
[00:14.73] Ndovaimbira pungwee
[00:16.60] Ndiri rwizi rusinga pwee
[00:19.12] Ane nharo ngaati pwee
[00:21.63] Rina manyanga hari putirwe
[00:23.38] Chibaba ini handinga kurirwe
[00:25.67] Ngoma yarira regai igarirwe
[00:27.95] Kuti igadzirwe kuti ikachikirwe, vanhu vanakirwe
[00:31.29] Vaudze nzou hairemerwe nenyanga dzayo
[00:34.93] Chibaba-baba ndiri chigayo nekuti shiri ine muririro wayo
[00:39.37] Sauro ndomaimbiro angu ndangoti
[00:42.26] Hairemerwi nenyanga dzayo
[00:43.95] Chibaba-baba ini ndiri chigayo
[00:46.33] Shiri ine muririro wayo
[00:48.45] Sauro ndomaimbiro angu
[00:48.94] Chibaba
[00:50.30] Ini ndati ndava vhura maveins
[00:53.26] Kuvabata ma-pressure points
[00:55.47] Ende kubva pandapuwha chance
[00:57.71] Handimire ndongofaisa dance
[00:59.98] Wagwaa
[01:00.55] Chiita kunge kuseka
[01:02.51] Nyangwe wakafa kunge Undertaker
[01:04.73] Chiona wega, skiri yaChabuka
[01:06.71] Kwanga kwakadoka ndichifamba netsoka
[01:09.57] Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva arikurwara
[01:13.09] Chibaba-baba
[01:14.40] Ini ndoiziva ndega goma yarira ndobva ndaigarira
[01:17.19] Vaudze nzou
[01:18.92] Hairemerwi nenyanga dzayo
[01:20.33] Chibaba-baba ndiri chigayo
[01:22.88] Nekuti shiri ine muririyo wayo
[01:25.25] Sauro ndomaimbiro angu
[01:27.44] Nokuti hairemerwi nenyanga dzayo
[01:29.70] Chibaba-baba ini ndiri chigayo
[01:31.99] Shiri ine muririyo wayo
[01:34.02] Sauro ndomaimbiro angu chibaba
[01:36.08] Agiya-giya kumangoma handisi kunyutura
[01:38.45] Chimuti chisina zita chavari kukutura
[01:40.63] Vaudze ndosaka ndavakutura
[01:43.31] Vamwe vavo havana kwekupotera
[01:45.32] Vaudze ngoma dzavo isadza remu-bin
[01:47.59] Vaudze vamire kusaiza iro dzinhi
[01:49.77] Dai chiripo chimfinhu changu John
[01:52.06] Vaibva vatonhora kuita kunge June
[01:54.34] Kunamira pangoma kunge tsikidzi
[01:56.62] Padzorira futi tisu varidzi
[01:58.95] Ende chokwadi hatibate mhidzi
[02:01.20] Saka savengi hazvivanakidze
[02:02.98] Vaudze nzou
[02:04.66] Hairemerwi nenyanga dzayo
[02:06.08] Chibaba-baba ini ndiri chigayo
[02:08.54] Nekuti shiri ine muririro wayo
[02:10.88] Sauro ndomaimbiro angu nekuti
[02:13.72] Hairemerwi nenyanga dzayo
[02:15.45] Chibaba-baba ini ndiri chigayo
[02:17.66] Shiri ine muririro wayo
[02:19.91] Sauro ndomaimbiro angu
[02:21.46] Ndomira-mira pese ndichirira-rira
[02:25.35] Ivo vachi bira-bira nokuti vawira-wira
[02:29.63] Vaudze chokwadi kwachena
[02:31.38] Kwanga kwakasvibira
[02:33.04] Ipena yandovagadzikira mamero
[02:36.09] Vanondigandukira vandigumbukira
[02:38.52] Ndongovarukira attack ndongorovera bhora muhondo
[02:42.04] Kunge pasi parohwa nenyundo
[02:44.38] Inini ndosiya vaona ndondo
[02:46.65] Chibaba ndinotyora madondo
[02:48.43] Vaudze nzou
[02:50.23] Hairemerwi nenyanga dzayo
[02:51.98] Chibaba-baba ini ndiri chigayo
[02:54.25] Nekuti shiri ine muriro wayo
[02:56.55] Sauro ndomaimbiro angu nokuti
[02:59.17] Hairemerwi nenyanga dzayo
[03:00.92] Chibaba-baba ini ndiri chigayo
[03:03.21] Shiri ine muriro wayo
[03:05.51] Sauro ndomaimbiro angu inini
[03:09.14] (Hairemerwi)
[03:11.36] (Ndiri chigayo)
[03:15.32] (Ndomaimbiro angu inini)
[03:18.22] (Hairemerwi)
[03:20.43] (Ndiri chigayo)
[03:24.51] (Ndomaimbiro angu inini)
[03:27.27] Soul Jah, Soul Jah
[03:27.36]