Musiye
๐ต 2164 characters
โฑ๏ธ 3:10 duration
๐ ID: 14774896
๐ Lyrics
Anoti anokuda asi attitude yaanokuratidza
Ndeye kuti I don't care
Usamumanikidze pazvinhu zvake
Ita yako iye oita yake (oh no)
Ungatambe nezvimwe asi kwete nema feelings emumwe usa joke
Usamumanikidze pazvinhu zvake ita yako iye aite yake
Ano ku ignore uchitaura (musiye)
Nyangwe anoku blueticker (musiye)
Anoti anokuda achinyepa (musiye)
Kumanikidza ah ah (musiye)
Anoti ukafona ano kata (musiye)
Zuva rese asina kukutsvaga (musiye)
Wako anokuda haadaro (zvizive)
Kumanikidza ah ah
Relationship ndeye vanhu two kwete one
Woita izvi ndoita izvi ngatichinjane
Iwe nekoko ini nekoko titambidzane
Ndozheti pazvinhu zvacho tisarwisane
Kuita sendino danana ndega hazvishande
Ndipo patinoti pachi gallis hatiitwe
Izvozvo ngaite nyama nemweya zvibalance
Wakati unomuda saka mude
Warrior tell dem
Anoku ignore uchitaura (musiye)
Nyangwe anoku blueticker (musiye)
Anoti anokuda achinyepa (musiye)
Kumanikidza ah ah (musiye)
Anoti ukafona anokata (musiye)
Zuva rese asina kukutsvaga (musiye)
Wako anokuda haadaro (zvizive)
Kumanikidza ah ah
Relationship ngai balance
Kana kuri kudanana ngati danane
Kana pasisina rudo ngatirambane
I two way street kwete one way
Pakati pecheater achakujamuka saPeter
Unomu treata zvese zvese ndiwe unoita
Ey lif-guard
What ever relation that
Paanoyptaura newe anochema pizza
Now its too late kunge Bieber
Ndaifunga unondida manyepo uchibika
Connection yawakandipa handichaida
Kunge sextape rudo rwedu rwaleaker
Anoku ignore uchitaura (musiye)
Nyangwe anoku blueticker (musiye)
Anoti anokuda achinyepa (musiye)
Kumanikidza ah ah (musiye)
Anoti anokuda asi atittude yaanokuratidza ndeyekuti IDC

Kumanikidza ah
(Anoku ignore uchitaura) musiye
(Anoti anokuda achinyepa) musiye
(Anoti ukafona anokata) musiye
(Wako anokuda haadaro) zvizive

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:16.55] Anoti anokuda asi attitude yaanokuratidza
[00:18.26] Ndeye kuti I don't care
[00:20.81] Usamumanikidze pazvinhu zvake
[00:23.08] Ita yako iye oita yake (oh no)
[00:25.57] Ungatambe nezvimwe asi kwete nema feelings emumwe usa joke
[00:29.09] Usamumanikidze pazvinhu zvake ita yako iye aite yake
[00:33.01] Ano ku ignore uchitaura (musiye)
[00:37.70] Nyangwe anoku blueticker (musiye)
[00:39.13] Anoti anokuda achinyepa (musiye)
[00:40.79] Kumanikidza ah ah (musiye)
[00:42.46] Anoti ukafona ano kata (musiye)
[00:45.02] Zuva rese asina kukutsvaga (musiye)
[00:47.13] Wako anokuda haadaro (zvizive)
[00:49.45] Kumanikidza ah ah
[00:51.30] Relationship ndeye vanhu two kwete one
[00:53.31] Woita izvi ndoita izvi ngatichinjane
[00:55.64] Iwe nekoko ini nekoko titambidzane
[00:57.90] Ndozheti pazvinhu zvacho tisarwisane
[01:00.34] Kuita sendino danana ndega hazvishande
[01:02.52] Ndipo patinoti pachi gallis hatiitwe
[01:04.97] Izvozvo ngaite nyama nemweya zvibalance
[01:07.21] Wakati unomuda saka mude
[01:08.83] Warrior tell dem
[01:10.42] Anoku ignore uchitaura (musiye)
[01:12.23] Nyangwe anoku blueticker (musiye)
[01:14.41] Anoti anokuda achinyepa (musiye)
[01:16.44] Kumanikidza ah ah (musiye)
[01:18.58] Anoti ukafona anokata (musiye)
[01:20.80] Zuva rese asina kukutsvaga (musiye)
[01:23.08] Wako anokuda haadaro (zvizive)
[01:25.28] Kumanikidza ah ah
[01:27.45] Relationship ngai balance
[01:29.54] Kana kuri kudanana ngati danane
[01:31.29] Kana pasisina rudo ngatirambane
[01:33.84] I two way street kwete one way
[01:36.01] Pakati pecheater achakujamuka saPeter
[01:38.49] Unomu treata zvese zvese ndiwe unoita
[01:40.65] Ey lif-guard
[01:42.12] What ever relation that
[01:43.12] Paanoyptaura newe anochema pizza
[01:44.94] Now its too late kunge Bieber
[01:47.28] Ndaifunga unondida manyepo uchibika
[01:49.64] Connection yawakandipa handichaida
[01:51.88] Kunge sextape rudo rwedu rwaleaker
[01:53.94] Anoku ignore uchitaura (musiye)
[01:56.54] Nyangwe anoku blueticker (musiye)
[01:58.89] Anoti anokuda achinyepa (musiye)
[02:01.19] Kumanikidza ah ah (musiye)
[02:15.05] Anoti anokuda asi atittude yaanokuratidza ndeyekuti IDC
[02:18.04] Usamumanikidze pazvinhu zvake
[02:20.11] Ita yako iye oita yake (oh no)
[02:23.13] Ungatambe nezvimwe asi kwete nema feelings emumwe usa joke
[02:25.36] Usamumanikidze pazvinhu zvake ita yako iye aite yake
[02:28.75] Ano ku ignore uchitaura (musiye)
[02:33.05] Nyangwe anoku blueticker (musiye)
[02:35.10] Anoti anokuda achinyepa (musiye)
[02:37.47] Kumanikidza ah ah (musiye)
[02:39.60] Anoti ukafona ano kata (musiye)
[02:42.00] Zuva rese asina kukutsvaga (musiye)
[02:44.16] Wako anokuda haadaro (zvizive)
[02:46.48] Kumanikidza ah
[02:49.97] (Anoku ignore uchitaura) musiye
[02:52.52] (Anoti anokuda achinyepa) musiye
[02:57.42] (Anoti ukafona anokata) musiye
[03:01.87] (Wako anokuda haadaro) zvizive
[03:06.46]