Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Tomutenda Nei?

๐Ÿ‘ค Janet Manyowa โ€ข ๐ŸŽผ Grateful โ€ข โฑ๏ธ 4:29
๐ŸŽต 1926 characters
โฑ๏ธ 4:29 duration
๐Ÿ†” ID: 14932968

๐Ÿ“œ Lyrics

Oh, ho, ho
Ah, he-e

Zvishuwo zvemoyo yedu hona zvazadziswa
Haiwa Jehovah kubata kwenyu kunoshamisa
Nyasha dzaMwari dzinogara nekusingaperi
Taona, tatenda, tafara
Tomutenda neiko?

Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?
Watigonera

Oh tomutenda nei? Tomutenda neiko?
(Tomupei Mwari uya?) Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?
Watishamisa (hey)

Pakuchema wakatinyaradza (nyaradza)
Pakurwara wakatiporesa (poresa)
Akachengeta chitsidzo chake
Anonzi Jehovah (anonzi Jehovah)

Haazoshanduke (shanduke)
Mugari (rinhi narinhi) mugari rinhi narinhi
Tomutenda nei?
Tomutenda nei?

Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?

Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?
Watigonera
Ho-o ndomutenda nei?

Tomutenda neiko? (Ndomupei Mwari uyu?)
Tomutenda neiko? (Oh-h ndomutenda neiko?)
Tomutenda neiko?
Watishamisa (ho-o)

Akadai, akadai, akadai ashamisa
Akadai, akadai, akadai zvashamisa
Zvoshamisa, washamisa
Anonzi Jehovah

Akadai, akadai, akadai
Akadai, akadai, akadai ashamisa (ashamisa)
Akadai, akadai, akadai zvashamisa (oh ho-o oh)
Zvashamisa, woshamisa
Jehovah, Jehovah ndiyeye

Akadai, akadai, akadai ashamisa (ashamisa)
Akadai, akadai, akadai zvashamisa (zvashamisa) zvoshamisa (zvoshamisa)
Zvoshamisa (woshamisa)
Anonzi Jehovah

Ho-o ye-e ye-e ye-e
Kana uchimutenda iti, 'Amen!' (Amen!)
Kana uchimutenda iti, 'Ehe' (ehe)
Say, 'Ehe!' (Ehe!)
Iti, 'Ehe!' (Ehe!)

Hey, hey, hey, hey, hey, hey

Kana uchimutenda iti, 'Amen!' (Amen!)
Kana uchimutenda iti, 'Ehe!' (ehe)
Iti, 'Ehe!' (Ehe)
Iti, 'Ehe!' (Ehe)
Tomutenda nei?

Tomutenda neiko? (Nei?)
Tomutenda neiko? (Tomupei Mwari uyu?)
Tomutenda neiko? (Tomutenda neiko?)
Watigonera (oh watogonera!)

Tomutenda neiko? (Oh atichengetedza)
Tomutenda neiko? (Atikomborera)
Tenda nei? Tenda nei? Tenda nei? (Tomutenda neiko?) Ha-a!
Watishamisa (pukutai mawoko chete)

Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?
Watigonera

Tomutenda neiko?
Tomutenda neiko?

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:05.39] Oh, ho, ho
[00:09.17] Ah, he-e
[00:15.69] Zvishuwo zvemoyo yedu hona zvazadziswa
[00:22.04] Haiwa Jehovah kubata kwenyu kunoshamisa
[00:29.90] Nyasha dzaMwari dzinogara nekusingaperi
[00:38.11] Taona, tatenda, tafara
[00:41.39] Tomutenda neiko?
[00:44.81] Tomutenda neiko?
[00:48.92] Tomutenda neiko?
[00:52.70] Tomutenda neiko?
[00:56.63] Watigonera
[00:59.15] Oh tomutenda nei? Tomutenda neiko?
[01:03.20] (Tomupei Mwari uya?) Tomutenda neiko?
[01:07.92] Tomutenda neiko?
[01:12.12] Watishamisa (hey)
[01:16.45] Pakuchema wakatinyaradza (nyaradza)
[01:20.52] Pakurwara wakatiporesa (poresa)
[01:23.36] Akachengeta chitsidzo chake
[01:27.00] Anonzi Jehovah (anonzi Jehovah)
[01:30.89] Haazoshanduke (shanduke)
[01:35.15] Mugari (rinhi narinhi) mugari rinhi narinhi
[01:40.28] Tomutenda nei?
[01:41.39] Tomutenda nei?
[01:42.15] Tomutenda neiko?
[01:43.14] Tomutenda neiko?
[01:46.04] Tomutenda neiko?
[01:49.84] Tomutenda neiko?
[01:51.04] Tomutenda neiko?
[01:53.68] Tomutenda neiko?
[01:57.74] Watigonera
[01:59.51] Ho-o ndomutenda nei?
[02:01.37] Tomutenda neiko? (Ndomupei Mwari uyu?)
[02:04.92] Tomutenda neiko? (Oh-h ndomutenda neiko?)
[02:09.02] Tomutenda neiko?
[02:12.54] Watishamisa (ho-o)
[02:17.67] Akadai, akadai, akadai ashamisa
[02:21.37] Akadai, akadai, akadai zvashamisa
[02:24.79] Zvoshamisa, washamisa
[02:27.88] Anonzi Jehovah
[02:30.93] Akadai, akadai, akadai
[02:32.92] Akadai, akadai, akadai ashamisa (ashamisa)
[02:36.58] Akadai, akadai, akadai zvashamisa (oh ho-o oh)
[02:39.88] Zvashamisa, woshamisa
[02:42.80] Jehovah, Jehovah ndiyeye
[02:48.10] Akadai, akadai, akadai ashamisa (ashamisa)
[02:52.06] Akadai, akadai, akadai zvashamisa (zvashamisa) zvoshamisa (zvoshamisa)
[02:56.93] Zvoshamisa (woshamisa)
[02:58.76] Anonzi Jehovah
[03:00.32] Ho-o ye-e ye-e ye-e
[03:03.45] Kana uchimutenda iti, 'Amen!' (Amen!)
[03:07.35] Kana uchimutenda iti, 'Ehe' (ehe)
[03:10.68] Say, 'Ehe!' (Ehe!)
[03:12.77] Iti, 'Ehe!' (Ehe!)
[03:15.06] Hey, hey, hey, hey, hey, hey
[03:18.77] Kana uchimutenda iti, 'Amen!' (Amen!)
[03:22.66] Kana uchimutenda iti, 'Ehe!' (ehe)
[03:26.02] Iti, 'Ehe!' (Ehe)
[03:27.91] Iti, 'Ehe!' (Ehe)
[03:30.25] Tomutenda nei?
[03:32.74] Tomutenda neiko? (Nei?)
[03:36.58] Tomutenda neiko? (Tomupei Mwari uyu?)
[03:40.65] Tomutenda neiko? (Tomutenda neiko?)
[03:44.19] Watigonera (oh watogonera!)
[03:48.02] Tomutenda neiko? (Oh atichengetedza)
[03:51.58] Tomutenda neiko? (Atikomborera)
[03:55.13] Tenda nei? Tenda nei? Tenda nei? (Tomutenda neiko?) Ha-a!
[03:59.48] Watishamisa (pukutai mawoko chete)
[04:03.15] Tomutenda neiko?
[04:06.93] Tomutenda neiko?
[04:10.77] Tomutenda neiko?
[04:14.57] Watigonera
[04:18.15] Tomutenda neiko?
[04:22.06] Tomutenda neiko?
[04:26.96]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings