Shirî Ngainaiwe (feat. Voltz JT)
🎵 2254 characters
⏱️ 2:49 duration
🆔 ID: 15010049
📜 Lyrics
I'm on the beat Jay
Taimbo-baser nawo taimbovatemba
Takambo-tryer kushanda navo zvikazoramba kusenza
Takava-truster vanhu ava vakazotibhemba
Now takuzvitinya hatichadaire vakatisheedza
Takumbochinja maitiro ezvinhu takumbo switcher
Takumbomira kudeepisa zvinhu takumbo sticker
Taimbopinda nemoyo izvezvi uri ku-bleeder
Saka takadzidza (four)
Munhu ari rough kusvika level rekuti shiri ngainaiwe (ngainaiwe)
Jesu ngauraiwe (ngauraiwe) mbudzi ngaibaiwe (ngaibaiwe)
Kana zviri pa-up ndopavanofona vachiti, "Ngaadaire" (ngaadaire)
Zviri pa-down ndopa vanozvitinya vachiti, "Ngaajaire" (ngaajaire)
Ndosaka mazuvano ndaku-minder business rangu
Ne-emotions handikuratidze weakness yangu
Ndikushanda ne-target ndodawo level raWicknell wangu
Zvima-gadgets level raWicknell wangu
Nyaya yacho idiki diki haidi kunyanyorebeswa
Mari yacho kana iripo haidi kunyanya kuchengetwa
Ehe munu ndewako but hazvidi kunyanya kuchengera
Kuita kurembera chando kudedera (umm)

Saka takadzidza
JT
Zvikadhakwa ndonomhanyisa maDP two
Zvinodhakwa ndikamu-texter, "I miss you too"
Ukundisaiza ukundibvunza kuti, "Who are you?"
Big-up boys dzeSamora, I'll be seeing you
Ko mazuvano ndakuzviridzira music yangu
Kakawanda kacho inini ndini enemy yangu
Or its either uri opposite or side rangu (JT)
Either uri we-paraffin or we-gas
But still kupisa kunotosiyana
Mukudhibhana mazita pakutaurwa madhiri
But still kuma drinks mukukokana
Mukudhibha kuti nyika haina ZESA
Imimi busy nemheni kuChipinge muchisotana
When we talk about links, connects, network
Pafair mauya pano kuzofeyana (kuzofeyana)
Tell my people kuti haufe waita master usiri mastermind (maya)

Likee

⏱️ Synced Lyrics
[00:07.07] I'm on the beat Jay
[00:10.13] Taimbo-baser nawo taimbovatemba
[00:12.80] Takambo-tryer kushanda navo zvikazoramba kusenza
[00:15.57] Takava-truster vanhu ava vakazotibhemba
[00:18.35] Now takuzvitinya hatichadaire vakatisheedza
[00:20.92] Takumbochinja maitiro ezvinhu takumbo switcher
[00:23.70] Takumbomira kudeepisa zvinhu takumbo sticker
[00:26.35] Taimbopinda nemoyo izvezvi uri ku-bleeder
[00:29.11] Saka takadzidza (four)
[00:31.47] Munhu ari rough kusvika level rekuti shiri ngainaiwe (ngainaiwe)
[00:34.12] Jesu ngauraiwe (ngauraiwe) mbudzi ngaibaiwe (ngaibaiwe)
[00:36.66] Kana zviri pa-up ndopavanofona vachiti, "Ngaadaire" (ngaadaire)
[00:39.39] Zviri pa-down ndopa vanozvitinya vachiti, "Ngaajaire" (ngaajaire)
[00:42.19] Ndosaka mazuvano ndaku-minder business rangu
[00:44.97] Ne-emotions handikuratidze weakness yangu
[00:47.20] Ndikushanda ne-target ndodawo level raWicknell wangu
[00:50.33] Zvima-gadgets level raWicknell wangu
[00:52.61] Nyaya yacho idiki diki haidi kunyanyorebeswa
[00:55.31] Mari yacho kana iripo haidi kunyanya kuchengetwa
[00:57.98] Ehe munu ndewako but hazvidi kunyanya kuchengera
[01:00.70] Kuita kurembera chando kudedera (umm)
[01:03.85] Taimbo-baser nawo taimbovatemba
[01:06.65] Takambo-tryer kushanda navo zvikazoramba kusenza
[01:09.25] Takava-truster vanhu ava vakazotibhemba
[01:12.05] Now takuzvitinya hatichadaire vakatisheedza
[01:14.59] Takumbochinja maitiro ezvinhu takumbo switcher
[01:17.32] Takumbomira kudeepisa zvinhu takumbo sticker
[01:20.02] Taimbopinda nemoyo izvezvi uri ku-bleeder
[01:22.53] Saka takadzidza
[01:24.08] JT
[01:25.03] Zvikadhakwa ndonomhanyisa maDP two
[01:27.60] Zvinodhakwa ndikamu-texter, "I miss you too"
[01:30.42] Ukundisaiza ukundibvunza kuti, "Who are you?"
[01:32.93] Big-up boys dzeSamora, I'll be seeing you
[01:35.88] Ko mazuvano ndakuzviridzira music yangu
[01:38.47] Kakawanda kacho inini ndini enemy yangu
[01:41.25] Or its either uri opposite or side rangu (JT)
[01:44.09] Either uri we-paraffin or we-gas
[01:46.33] But still kupisa kunotosiyana
[01:48.37] Mukudhibhana mazita pakutaurwa madhiri
[01:51.16] But still kuma drinks mukukokana
[01:53.95] Mukudhibha kuti nyika haina ZESA
[01:55.83] Imimi busy nemheni kuChipinge muchisotana
[01:59.25] When we talk about links, connects, network
[02:02.14] Pafair mauya pano kuzofeyana (kuzofeyana)
[02:04.40] Tell my people kuti haufe waita master usiri mastermind (maya)
[02:08.26] Taimbo-baser nawo taimbovatemba
[02:10.98] Takambo-tryer kushanda navo zvikazoramba kusenza
[02:13.41] Takava-truster vanhu ava vakazotibhemba
[02:16.58] Now takuzvitinya hatichadaire vakatisheedza
[02:18.85] Takumbochinja maitiro ezvinhu takumbo switcher
[02:21.61] Takumbomira kudeepisa zvinhu takumbo sticker
[02:24.13] Taimbopinda nemoyo izvezvi uri ku-bleeder
[02:27.01] Saka takadzidza
[02:34.37] Likee
[02:48.19]