Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Sarai

๐Ÿ‘ค Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Chitubu โ€ข โฑ๏ธ 3:55
๐ŸŽต 2164 characters
โฑ๏ธ 3:55 duration
๐Ÿ†” ID: 15084909

๐Ÿ“œ Lyrics

Haaya, haaya

Ndinomboringa kumabvazuva, zuva parinobuda
Ndinokaruka rava rimwe zuva pasina andipindura
Dzakaenda dzakarova hama, hakuna akadzoka
Takangodyara hama kunge mbeu dzisingazombobuda

Makatativimbisa kuti tikauya muchatigarisa kune ndarama
Nyama ichaorera muguva mweya uchasimudzira nguva (makativimbisa kuti tikauya muchatigarisa kune ndarama, asi tichaenda tisina kuonekana)

Famba zvakanaka mweya wakachena
Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga

Famba zvakanaka, mweya wakachena
Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga

Inzwai waro, inzwai mhere kurira, inzwai waro
Inzwai waro, inzwai mhere kurira,inzwai waro
Musiyano uri pazuva rekufa, musiyano
Musiyano uri pazuva rekufa, musiyano (takangomirira nguva)
Tinamatire (takamirira nguva) nguva handizive (takangomirira nguva)
Samatemga kana mauya (takamirira nguva)
Monditora ndirere (takangomirira nguva)
Muripo pachigaro cheushe (takamirira nguva)
Ndokuonai mugere (takangomirira nguva)
Ahh ishe (takamirira nguva) nguva handizive
Dzingori ngoni dzinoburuka kudai, nguva handizive
Dzingori ngoni dziniburuka kudai asi nguva handizive

Famba zvakanaka mweya wakachena
Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga

Famba zvakanaka mweya wakachena
Sarai zvakanaka tosangana, pakudenga

Ishe mukatora vana vangu dzichingori pwere mandiramba
Shamhu yamunenge mandirova nayo ine minzwa inobaya
Zvamunenge mandipinza mudziva remisodzi humwaya mwaya
Zvamunenge mandinyudza pfumo muhana hubaya-baya

(kumbira) Ndokumbira mazuva changamire (kumbira)
Handeha ndeya ndeya (kumbira)
Ndipei makore changamire (kumbira)
Handeha ndeya ndeya (kumbira)
Zuva rekuenda richauya (kumbira)
Ndachangokusiyawo uchindida (kumbira)
Vachanongedzerana vakauraya (kumbira)
Kana wandisiya ndichikuda (kumbira)

Uvataurire vachandiroya kuti kuchauya vachavaroya
Asi uvaudze vachandibaya kuti kune pfumo richavabaya

Famba zvakanaka mweya (mweya-a) wakachena
Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga

Famba zvakanaka
Mweya (mweya) wakachena
Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga

Makativimbisa kuti tikauya muchatigarisa kune ndarama
Asi tichaenda tisina kuonekana
Makativimbisa kuti tikauya muchatigarisa kune ndarama asi tichaenda tisina kuonekana

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:02.81] Haaya, haaya
[00:10.97] Ndinomboringa kumabvazuva, zuva parinobuda
[00:15.89] Ndinokaruka rava rimwe zuva pasina andipindura
[00:20.40] Dzakaenda dzakarova hama, hakuna akadzoka
[00:26.29] Takangodyara hama kunge mbeu dzisingazombobuda
[00:30.72] Makatativimbisa kuti tikauya muchatigarisa kune ndarama
[00:36.43] Nyama ichaorera muguva mweya uchasimudzira nguva (makativimbisa kuti tikauya muchatigarisa kune ndarama, asi tichaenda tisina kuonekana)
[00:51.58] Famba zvakanaka mweya wakachena
[00:56.65] Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga
[01:01.74] Famba zvakanaka, mweya wakachena
[01:06.80] Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga
[01:11.69] Inzwai waro, inzwai mhere kurira, inzwai waro
[01:16.92] Inzwai waro, inzwai mhere kurira,inzwai waro
[01:22.08] Musiyano uri pazuva rekufa, musiyano
[01:26.75] Musiyano uri pazuva rekufa, musiyano (takangomirira nguva)
[01:32.22] Tinamatire (takamirira nguva) nguva handizive (takangomirira nguva)
[01:36.81] Samatemga kana mauya (takamirira nguva)
[01:39.02] Monditora ndirere (takangomirira nguva)
[01:41.69] Muripo pachigaro cheushe (takamirira nguva)
[01:44.27] Ndokuonai mugere (takangomirira nguva)
[01:47.25] Ahh ishe (takamirira nguva) nguva handizive
[01:51.14] Dzingori ngoni dzinoburuka kudai, nguva handizive
[01:56.81] Dzingori ngoni dziniburuka kudai asi nguva handizive
[02:02.85] Famba zvakanaka mweya wakachena
[02:07.90] Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga
[02:12.78] Famba zvakanaka mweya wakachena
[02:17.96] Sarai zvakanaka tosangana, pakudenga
[02:23.38] Ishe mukatora vana vangu dzichingori pwere mandiramba
[02:27.94] Shamhu yamunenge mandirova nayo ine minzwa inobaya
[02:32.38] Zvamunenge mandipinza mudziva remisodzi humwaya mwaya
[02:38.12] Zvamunenge mandinyudza pfumo muhana hubaya-baya
[02:43.46] (kumbira) Ndokumbira mazuva changamire (kumbira)
[02:46.36] Handeha ndeya ndeya (kumbira)
[02:48.91] Ndipei makore changamire (kumbira)
[02:51.25] Handeha ndeya ndeya (kumbira)
[02:53.95] Zuva rekuenda richauya (kumbira)
[02:56.53] Ndachangokusiyawo uchindida (kumbira)
[02:59.08] Vachanongedzerana vakauraya (kumbira)
[03:01.74] Kana wandisiya ndichikuda (kumbira)
[03:04.49] Uvataurire vachandiroya kuti kuchauya vachavaroya
[03:09.32] Asi uvaudze vachandibaya kuti kune pfumo richavabaya
[03:14.14] Famba zvakanaka mweya (mweya-a) wakachena
[03:19.48] Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga
[03:24.55] Famba zvakanaka
[03:27.23] Mweya (mweya) wakachena
[03:29.63] Sarai zvakanaka, tosangana pakudenga
[03:34.88] Makativimbisa kuti tikauya muchatigarisa kune ndarama
[03:40.05] Asi tichaenda tisina kuonekana
[03:45.25] Makativimbisa kuti tikauya muchatigarisa kune ndarama asi tichaenda tisina kuonekana
[03:54.37]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings