Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Chitekete

๐Ÿ‘ค Winky D โ€ข ๐ŸŽผ Njema โ€ข โฑ๏ธ 3:43
๐ŸŽต 1850 characters
โฑ๏ธ 3:43 duration
๐Ÿ†” ID: 15109912

๐Ÿ“œ Lyrics

Gafa zvekare, Oskid, Oskid

Kutorerwa moyo kuri easy so (hayii hayii)
Ini wangu moyo wakabiwa ndiri Grade Four
Tiri kuchikoro pa-Civics
Penge pakawanda ma-activity
Ndakabata maputi ne-Freezit
Tiri pa-Civics taizivikanwa nema-tricks
Happy, happy tichitamba chipisi

Mwanasikana waitamba zvinobata moyo
Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo"

Chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete

Ndakakakwazisa, "Ndeipi yako?"
Iyi ndoSong yangu pamuchato
Ndakakabvunza, "Unoda upi musambo?"
Kakati, "Ndongoda kunzwa Mbuya Mlambo"
Ndabva ndazviona kuti ndekenyambo
Ndikakaudza nezveSimba and Jumbo

Kakabva katanga kubata kumeso kachinyara
Kakanditi, "Iwe usandidaro"
PaBreak time ndichakutengera chi-Candy cake
Ndodya pane flour iwewe wodya Candy chete
Ndakamuti, "Kamutambiro kako, ukakura wakafita kutamba muBand chete"

Waitamba zvinobata moyo
Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo (iyoyo)"

Chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete

Takasanganiswa kwapera makore gumi neshanu (shanu)
Takatarisana maziso, yakabva yarova hana yangu
Ndikati, "Babie nda-remember, tichiri vadiki, nda-remember
Babie nda-remember, ndakura ndava paCheecky ndazvitemba

Mupfungwa dzangu ndakagaya ndavaka musha
Hana yangu yakarova, bva ndatanga kutya
Rudo, kubva ndiri mudiki, rwaramba kufa
Nhasi handimbokusiya ndingaku-loser

Mwanasikana waitamba zvinobata moyo
Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo"

Chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:04.72] Gafa zvekare, Oskid, Oskid
[00:11.41] Kutorerwa moyo kuri easy so (hayii hayii)
[00:16.75] Ini wangu moyo wakabiwa ndiri Grade Four
[00:20.64] Tiri kuchikoro pa-Civics
[00:22.98] Penge pakawanda ma-activity
[00:24.95] Ndakabata maputi ne-Freezit
[00:27.09] Tiri pa-Civics taizivikanwa nema-tricks
[00:30.62] Happy, happy tichitamba chipisi
[00:32.68] Mwanasikana waitamba zvinobata moyo
[00:36.93] Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
[00:41.68] Dzokorora nziyo iyoyo"
[00:44.35] Chitekete, chitekete, chitekete
[00:49.03] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[00:54.27] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[00:59.77] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[01:07.35] Ndakakakwazisa, "Ndeipi yako?"
[01:09.96] Iyi ndoSong yangu pamuchato
[01:12.76] Ndakakabvunza, "Unoda upi musambo?"
[01:15.25] Kakati, "Ndongoda kunzwa Mbuya Mlambo"
[01:18.36] Ndabva ndazviona kuti ndekenyambo
[01:20.92] Ndikakaudza nezveSimba and Jumbo
[01:23.89] Kakabva katanga kubata kumeso kachinyara
[01:26.93] Kakanditi, "Iwe usandidaro"
[01:29.35] PaBreak time ndichakutengera chi-Candy cake
[01:32.34] Ndodya pane flour iwewe wodya Candy chete
[01:34.98] Ndakamuti, "Kamutambiro kako, ukakura wakafita kutamba muBand chete"
[01:40.73] Waitamba zvinobata moyo
[01:43.82] Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
[01:48.44] Dzokorora nziyo iyoyo (iyoyo)"
[01:51.40] Chitekete, chitekete, chitekete
[01:55.88] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[02:01.57] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[02:07.22] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[02:13.83] Takasanganiswa kwapera makore gumi neshanu (shanu)
[02:18.92] Takatarisana maziso, yakabva yarova hana yangu
[02:23.61] Ndikati, "Babie nda-remember, tichiri vadiki, nda-remember
[02:29.89] Babie nda-remember, ndakura ndava paCheecky ndazvitemba
[02:34.62] Mupfungwa dzangu ndakagaya ndavaka musha
[02:37.63] Hana yangu yakarova, bva ndatanga kutya
[02:40.67] Rudo, kubva ndiri mudiki, rwaramba kufa
[02:43.35] Nhasi handimbokusiya ndingaku-loser
[02:46.52] Mwanasikana waitamba zvinobata moyo
[02:50.82] Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
[02:55.58] Dzokorora nziyo iyoyo"
[02:58.39] Chitekete, chitekete, chitekete
[03:02.90] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[03:08.53] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[03:14.16] Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
[03:19.86]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings