Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ndovimba Nemi

๐Ÿ‘ค Minister Michael Mahendere โ€ข ๐ŸŽผ The Spow (Secret Place of Worship) โ€ข โฑ๏ธ 10:14
๐ŸŽต 2864 characters
โฑ๏ธ 10:14 duration
๐Ÿ†” ID: 15164726

๐Ÿ“œ Lyrics

Ndovimba Nemi
Ndovimba nemi Mwariwe
Ndovimba Nemi
Munondichengeta

Hey
Zvandisingazive
Zvandisingaone Baba
Zvakavanzika
Ndinofara munondiratidza

Zvandarongerwa ndisipo
Vandigarira matare kani Mwariwe
Ndinofara kuti
Munondichenjedza

Ndosaka ndichivimba nemi
Ndovimba nemi Mwariwe
Ndovimba Nemi
Makatendeka

Muri Mwari
Nguva dzose kani
Imi
Hamusi munhu
Hamurevi nhema

Saka regaiwo ndivimbe nemi
Ah ah, nhai Mwari
Regaiwo ndigotemba nemi kani
Regaiwo ndidade nemi
Nokuti makatendeka

(Tongues)

Masikati
Namadekwana kani Mwari
Naiwo mangwanani
Munondichengeta

Zvandisingazive wo

Zvandisingazive
Zvandisingaone
Zvakavanzika
Munondiratidza

Zvandisingazive
Zvandisingaone
Zvakavanzika
Munondiratidza

Mangwanani
Namasikati
Namadekwana
Munondichengeta
Richibuda zuva mangwanani kani
Mangwanani
Namasikati
Namadekwana
Munondichengeta

Ndosaka ndichivimba nemi

Ndovimba nemi
Jehovah Ndovimba Nemi
Ndovimba nemi
Ndovimba nemi
Munondichengeta
Jehovah Ndovimba Nemi kani

Ndovimba nemi
Jehovah Ndovimba Nemi
Ndovimba nemi
Ndovimba nemi
Munondichengeta

Jehovah Ndovimba Nemi wo
Ndovimba Nemi
Ndovimba nemi
Ndovimba nemi
Munondichengeta

Handisati ndambomuona mumwe munhu
Ndovimba Nemi
Ane maitiro enyu Mwariwe
Ndovimba Nemi
Pakuvimbika makatendeka Mwari
Ndovimba Nemi
Munondichengeta

Vanhu vanoshanduka
Vanhu vanoshanduka kani
Asi imi hamushanduke Mwariwe (Ndovimba Nemi)
Ndovimba Nemi
Munondichengeta

Let's go, hande!

Hama dzangu dzinovimba nemi
Ndovimba Nemi
Vana vangu ndavadzidzisa kuvimba nemi
Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi
Munondichengeta

Mhuri yangu inovimba nemi
Ndovimba Nemi
Business rangu rinovimba nemi
Ndovimba Nemi
Zimbabwe vimbaiwo naye
Ndovimba Nemi
Munondichengeta

Munhu wese ngaavimbe nemiwo
Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi
Makatendeka kani Mwariwe
Ndovimba Nemi
Munondichengeta

Vakaropafadzwa vanovimba nemi Mwari
Inga zvavo vanovimba nemi
Makorokoto kune vanovimba naye Mwari uyu
Nokuti akatendeka

Ndinovachiva vanovimba nemi Mwari
Inga zvavo vanovimba nemi
Vakakuitaiwo hutiziro hwavo
Havanyadziswe
Nokuti makatendeka

Jehovah Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi
Munondichengeta

Jehovah Ndovimba Nemi wo
Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi
Imi Baba
Imi Baba (Ndovimba Nemi)
Munondichengeta

Jehovah Ndovimba Nemi wo
Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi Mwariwe
Ndovimba Nemi Mwariwe
Imi Baba
Imi Baba
Munondichengeta

One more time

Let's go
C'mon, maoko

Ndinovimba Nemi
Ndinovimba Nemi

Mwari wangu ndovimba nemi
Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi
Ndovimba Nemi
Munondichengeta

Ndovimba Nemi
(Tongues)
Munozviziva Ndovimba Nemi
Handigone Nemi
Nokuti makatendeka
(Tongues)
Ndati ramba uchivimba naye
Uchivimba naye Mwari uyu
Haambokusiye
Haambokusiye uriwoga
Tinovimba Nemi
Tinovimba Nemi
Tinovimba Nemi
Tinovimba Nemi Mwari
(Tongues)
Tinovimba
Tinomira Nemi
Tosimba Nemi
Takasimba Nemi
(Tongues)
Munondichengeta
Ndinochengetwa Nemi Jesus
(Tongues)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:17.31] Ndovimba Nemi
[00:22.33] Ndovimba nemi Mwariwe
[00:26.33] Ndovimba Nemi
[00:29.05] Munondichengeta
[00:33.35] Hey
[00:34.72] Zvandisingazive
[00:38.76] Zvandisingaone Baba
[00:43.19] Zvakavanzika
[00:45.47] Ndinofara munondiratidza
[00:51.60] Zvandarongerwa ndisipo
[00:55.17] Vandigarira matare kani Mwariwe
[00:59.85] Ndinofara kuti
[01:02.18] Munondichenjedza
[01:06.74] Ndosaka ndichivimba nemi
[01:12.23] Ndovimba nemi Mwariwe
[01:16.12] Ndovimba Nemi
[01:19.19] Makatendeka
[01:24.17] Muri Mwari
[01:28.44] Nguva dzose kani
[01:31.87] Imi
[01:32.75] Hamusi munhu
[01:35.84] Hamurevi nhema
[01:39.51] Saka regaiwo ndivimbe nemi
[01:42.87] Ah ah, nhai Mwari
[01:44.11] Regaiwo ndigotemba nemi kani
[01:47.87] Regaiwo ndidade nemi
[01:51.24] Nokuti makatendeka
[01:55.29] (Tongues)
[01:57.52] Masikati
[02:01.54] Namadekwana kani Mwari
[02:05.53] Naiwo mangwanani
[02:07.92] Munondichengeta
[02:11.97] Zvandisingazive wo
[02:13.56] Zvandisingazive
[02:17.65] Zvandisingaone
[02:21.52] Zvakavanzika
[02:24.98] Munondiratidza
[02:29.93] Zvandisingazive
[02:34.30] Zvandisingaone
[02:38.23] Zvakavanzika
[02:41.62] Munondiratidza
[02:46.67] Mangwanani
[02:50.70] Namasikati
[02:54.91] Namadekwana
[02:58.31] Munondichengeta
[03:00.93] Richibuda zuva mangwanani kani
[03:03.33] Mangwanani
[03:07.30] Namasikati
[03:11.70] Namadekwana
[03:14.67] Munondichengeta
[03:17.37] Ndosaka ndichivimba nemi
[03:19.64] Ndovimba nemi
[03:21.72] Jehovah Ndovimba Nemi
[03:24.07] Ndovimba nemi
[03:28.01] Ndovimba nemi
[03:31.33] Munondichengeta
[03:34.04] Jehovah Ndovimba Nemi kani
[03:36.74] Ndovimba nemi
[03:38.71] Jehovah Ndovimba Nemi
[03:40.36] Ndovimba nemi
[03:44.79] Ndovimba nemi
[03:47.74] Munondichengeta
[03:50.46] Jehovah Ndovimba Nemi wo
[03:53.06] Ndovimba Nemi
[03:57.10] Ndovimba nemi
[04:01.43] Ndovimba nemi
[04:04.46] Munondichengeta
[04:07.18] Handisati ndambomuona mumwe munhu
[04:09.45] Ndovimba Nemi
[04:11.46] Ane maitiro enyu Mwariwe
[04:13.70] Ndovimba Nemi
[04:15.87] Pakuvimbika makatendeka Mwari
[04:18.14] Ndovimba Nemi
[04:21.10] Munondichengeta
[04:23.57] Vanhu vanoshanduka
[04:25.16] Vanhu vanoshanduka kani
[04:27.82] Asi imi hamushanduke Mwariwe (Ndovimba Nemi)
[04:30.51] Ndovimba Nemi
[04:37.56] Munondichengeta
[04:57.71] Let's go, hande!
[05:13.07] Hama dzangu dzinovimba nemi
[05:15.71] Ndovimba Nemi
[05:17.07] Vana vangu ndavadzidzisa kuvimba nemi
[05:19.78] Ndovimba Nemi
[05:24.09] Ndovimba Nemi
[05:27.08] Munondichengeta
[05:29.71] Mhuri yangu inovimba nemi
[05:32.44] Ndovimba Nemi
[05:34.01] Business rangu rinovimba nemi
[05:36.42] Ndovimba Nemi
[05:38.18] Zimbabwe vimbaiwo naye
[05:40.80] Ndovimba Nemi
[05:43.46] Munondichengeta
[05:46.16] Munhu wese ngaavimbe nemiwo
[05:49.15] Ndovimba Nemi
[05:53.15] Ndovimba Nemi
[05:55.58] Makatendeka kani Mwariwe
[05:57.13] Ndovimba Nemi
[06:00.12] Munondichengeta
[06:52.64] Vakaropafadzwa vanovimba nemi Mwari
[06:56.68] Inga zvavo vanovimba nemi
[07:00.63] Makorokoto kune vanovimba naye Mwari uyu
[07:04.61] Nokuti akatendeka
[07:09.03] Ndinovachiva vanovimba nemi Mwari
[07:13.34] Inga zvavo vanovimba nemi
[07:17.08] Vakakuitaiwo hutiziro hwavo
[07:19.38] Havanyadziswe
[07:23.35] Nokuti makatendeka
[07:25.70] Jehovah Ndovimba Nemi
[07:28.44] Ndovimba Nemi
[07:32.37] Ndovimba Nemi
[07:36.77] Ndovimba Nemi
[07:39.75] Munondichengeta
[07:42.03] Jehovah Ndovimba Nemi wo
[07:44.76] Ndovimba Nemi
[07:49.15] Ndovimba Nemi
[07:51.40] Imi Baba
[07:52.46] Imi Baba (Ndovimba Nemi)
[07:56.17] Munondichengeta
[07:58.71] Jehovah Ndovimba Nemi wo
[08:01.78] Ndovimba Nemi
[08:03.35] Ndovimba Nemi Mwariwe
[08:05.71] Ndovimba Nemi Mwariwe
[08:07.34] Imi Baba
[08:08.72] Imi Baba
[08:12.78] Munondichengeta
[08:14.79] One more time
[08:31.10] Let's go
[08:32.89] C'mon, maoko
[08:38.93] Ndinovimba Nemi
[08:41.24] Ndinovimba Nemi
[08:48.28] Mwari wangu ndovimba nemi
[08:51.25] Ndovimba Nemi
[08:55.25] Ndovimba Nemi
[08:59.61] Ndovimba Nemi
[09:02.29] Munondichengeta
[09:08.92] Ndovimba Nemi
[09:10.98] (Tongues)
[09:12.96] Munozviziva Ndovimba Nemi
[09:17.63] Handigone Nemi
[09:20.62] Nokuti makatendeka
[09:24.32] (Tongues)
[09:25.70] Ndati ramba uchivimba naye
[09:27.07] Uchivimba naye Mwari uyu
[09:29.06] Haambokusiye
[09:30.64] Haambokusiye uriwoga
[09:33.31] Tinovimba Nemi
[09:34.75] Tinovimba Nemi
[09:36.30] Tinovimba Nemi
[09:38.38] Tinovimba Nemi Mwari
[09:42.76] (Tongues)
[09:47.48] Tinovimba
[09:49.34] Tinomira Nemi
[09:51.68] Tosimba Nemi
[09:53.73] Takasimba Nemi
[09:55.76] (Tongues)
[09:58.77] Munondichengeta
[10:04.92] Ndinochengetwa Nemi Jesus
[10:07.66] (Tongues)
[10:07.96]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings