Kumahumbwe
๐ต 2210 characters
โฑ๏ธ 4:09 duration
๐ ID: 15264812
๐ Lyrics
Rodney clean shizo (Millitary Touch)
Dai nguva yaidzoka shure
Ndaimbokumbira ndaimbodawo mukana mumwe
Dai hope dzandorota ndirere
Dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe
Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath (ah-ah)
Washinga here wapeka mamonaki? (Ndizvo here?)
Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath (ah-ah)
Koo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati
Taiti rure rure, tose kumahumbwe
Taienda tose kunochera makurwe
Taiti rure rure, tose kumahumbwe
Taienda tose kunochera makurwe
Mai Maria musande zvakatangira muzunde rashe
Tikasangana kutsime eh-eh, ndaiti simuka titambe
Haiwa putsa chirongo tiumbe chimwe
Chimwe tichadira doro renhimbe
Mudyari wenzimbe ndiye mwene wenzimbe
Usarambe wakati ndee, usandirindire
Mwedzi wati jee, nhonga kanyama tidye
Wozotanga waverenga tsamba yandanyora
Tsamba yandanyora, ndiyo tsamba yandanyora
Taiti rure rure, taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh-eh, kunochera makurwe
Taiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh-eh, kunochera makurwe
Mudiwa ndakusuwa, ndinongonzwa nemakuhwa kuti uriko moyo wangu unorwadza
Kudai ndakuona, ronda riya ringadai rapora
Moyo wangu wazoorora, chokwadi moyo wangu unorwadza
Dai nguva yaidzoka shure eh-eh
Ndaingokumbira, ndaimbodawo mukana mumwe
Dai hope dzandorota ndirere
Dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe
Chibhanan'ana chato simudza chibhebhen'ene
Chikatapira chikofamba n'a changamire
Darlie wangu ndirangarire padokodoko
Makarekare ataitamba chamupidigori eh
Taishuvira kuenda mberi eh
Zvakakona kana godobori eh
Zvose zvakaitaita mhidigari eh
Asi ndiani aizoziva zvataizove?
Ndiani aizoziva uchazondisiya?
Ndianiko aifungira zvingadaro zvikaguma?
Zvakadaro ndinoshuwa uwane rugare
Rure rure, taifamba tose kumahumbwe

Taiti rure, rure, rure, taifamba tose kumahumbwe
Taienda tose eh-eh kunochera makurwe

Taienda tose kwese, kunochera makurwe
Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath, ah-ah

Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath, ah-ah
Koo ndizvo here, zviri mumoyo, zviri mukati?
Senator Vibes and might everywhere

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:00.99] Rodney clean shizo (Millitary Touch)
[00:08.61] Dai nguva yaidzoka shure
[00:12.92] Ndaimbokumbira ndaimbodawo mukana mumwe
[00:17.70] Dai hope dzandorota ndirere
[00:22.43] Dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe
[00:27.15] Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath (ah-ah)
[00:31.80] Washinga here wapeka mamonaki? (Ndizvo here?)
[00:36.53] Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath (ah-ah)
[00:41.02] Koo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati
[00:45.45] Taiti rure rure, tose kumahumbwe
[00:50.02] Taienda tose kunochera makurwe
[00:54.76] Taiti rure rure, tose kumahumbwe
[00:59.20] Taienda tose kunochera makurwe
[01:06.00] Mai Maria musande zvakatangira muzunde rashe
[01:10.55] Tikasangana kutsime eh-eh, ndaiti simuka titambe
[01:14.49] Haiwa putsa chirongo tiumbe chimwe
[01:17.49] Chimwe tichadira doro renhimbe
[01:19.95] Mudyari wenzimbe ndiye mwene wenzimbe
[01:22.74] Usarambe wakati ndee, usandirindire
[01:25.34] Mwedzi wati jee, nhonga kanyama tidye
[01:27.14] Wozotanga waverenga tsamba yandanyora
[01:30.94] Tsamba yandanyora, ndiyo tsamba yandanyora
[01:33.78] Taiti rure rure, taifamba tose kumahumbwe
[01:38.54] Taienda tose eh-eh, kunochera makurwe
[01:43.11] Taiti rure rure taifamba tose kumahumbwe
[01:47.47] Taienda tose eh-eh, kunochera makurwe
[01:53.62] Mudiwa ndakusuwa, ndinongonzwa nemakuhwa kuti uriko moyo wangu unorwadza
[02:01.32] Kudai ndakuona, ronda riya ringadai rapora
[02:05.14] Moyo wangu wazoorora, chokwadi moyo wangu unorwadza
[02:11.36] Dai nguva yaidzoka shure eh-eh
[02:15.37] Ndaingokumbira, ndaimbodawo mukana mumwe
[02:20.00] Dai hope dzandorota ndirere
[02:24.58] Dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe
[02:29.52] Chibhanan'ana chato simudza chibhebhen'ene
[02:32.22] Chikatapira chikofamba n'a changamire
[02:34.58] Darlie wangu ndirangarire padokodoko
[02:36.98] Makarekare ataitamba chamupidigori eh
[02:40.50] Taishuvira kuenda mberi eh
[02:42.90] Zvakakona kana godobori eh
[02:44.96] Zvose zvakaitaita mhidigari eh
[02:47.83] Asi ndiani aizoziva zvataizove?
[02:52.66] Ndiani aizoziva uchazondisiya?
[02:57.42] Ndianiko aifungira zvingadaro zvikaguma?
[03:02.25] Zvakadaro ndinoshuwa uwane rugare
[03:06.65] Rure rure, taifamba tose kumahumbwe
[03:11.18] Taienda tose eh-eh, kunochera makurwe
[03:15.47] Taiti rure rure, taifamba tose kumahumbwe
[03:20.06] Taienda tose eh-eh, kunochera makurwe
[03:24.57] Taiti rure, rure, rure, taifamba tose kumahumbwe
[03:29.46] Taienda tose eh-eh kunochera makurwe
[03:33.82] Taiti rure, rure, rure, taifamba tose kumahumbwe
[03:38.41] Taienda tose kwese, kunochera makurwe
[03:43.25] Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath, ah-ah
[03:48.04] Washinga here wapeka mamonaki? (Ndizvo here?)
[03:52.68] Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath, ah-ah
[03:57.25] Koo ndizvo here, zviri mumoyo, zviri mukati?
[04:02.59] Senator Vibes and might everywhere
[04:06.02]