Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Chero Uchindida

๐Ÿ‘ค Marshal Munhumumwe โ€ข ๐ŸŽผ Kumawere โ€ข โฑ๏ธ 6:50
๐ŸŽต 1483 characters
โฑ๏ธ 6:50 duration
๐Ÿ†” ID: 15407437

๐Ÿ“œ Lyrics

Handina mhosva kana nani zvake
Handimbokendenga kana zvoita sei
Chero iwe mudiwa wangu uchindida iwe
Chero iwe mudiwa wangu usingandibhowe

Nzara yangu handiyekudya kwete
Inzara yekukusuwa iwe
Ndiani angapedza nzara iyoyi
Kunze kwako mudiwa wangu?

Maroto andinorota nezvako huchi
Mangwana acho fume ndakadekara
Muswere wose raki rega, rega
Uri chisipite chiri mugwenga

Une rudo runenge zuva mudiwa
Risingapinduke kubuda nekunyura

Handina mhosva kana nani zvake
Handimbokendenga kana zvoita sei
Chero iwe mudiwa wangu uchindida iwe
Chero iwe mudiwa wangu usingandibhowe

Nzara yangu handiyekudya kwete
Inzara yekukusuwa iwe
Ndiani angapedza nzara iyoyi
Kunze kwako iwe mudiwa wangu?

Maroto andinorota nezvako huchi
Mangwana acho fume ndakadekara
Muswere wose raki rega, rega
Uri chisipite chiri mugwenga

Une rudo runenge zuva mudiwa
Risingapinduke kubuda nekunyura

Iwe, iwe uri wangu
Kana neni, ini ndiri wako
Iwe, iwe uri wangu
Kana neni, ini ndiri wako

Handina mhosva kana nani zvake
Handimbokendenga kana zvoita sei
Chero iwe mudiwa wangu uchindida iwe
Chero iwe mudiwa wangu usingandibhowe

Nzara yangu handiyekudya kwete
Inzara yekukusuwa iwe
Ndiani angapedza nzara iyoyi
Kunze kwako mudiwa wangu?

Maroto andinorota nezvako huchi
Mangwana acho fume ndakadekara
Muswere wose raki rega, rega
Uri chisipite chiri mugwenga

Une rudo runenge zuva mudiwa
Risingapinduke kubuda nekunyura

Iwe, iwe uri wangu
Kana neni, ini ndiri wako
Iwe, iwe uri wangu
Kana neni, ini ndiri wako

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:31.33] Handina mhosva kana nani zvake
[00:35.43] Handimbokendenga kana zvoita sei
[00:38.65] Chero iwe mudiwa wangu uchindida iwe
[00:42.27] Chero iwe mudiwa wangu usingandibhowe
[00:46.85] Nzara yangu handiyekudya kwete
[00:49.79] Inzara yekukusuwa iwe
[00:54.08] Ndiani angapedza nzara iyoyi
[00:57.33] Kunze kwako mudiwa wangu?
[01:01.66] Maroto andinorota nezvako huchi
[01:04.60] Mangwana acho fume ndakadekara
[01:08.07] Muswere wose raki rega, rega
[01:12.68] Uri chisipite chiri mugwenga
[01:16.71] Une rudo runenge zuva mudiwa
[01:19.67] Risingapinduke kubuda nekunyura
[01:24.00] Handina mhosva kana nani zvake
[01:27.85] Handimbokendenga kana zvoita sei
[01:30.84] Chero iwe mudiwa wangu uchindida iwe
[01:34.45] Chero iwe mudiwa wangu usingandibhowe
[01:38.87] Nzara yangu handiyekudya kwete
[01:42.27] Inzara yekukusuwa iwe
[01:46.04] Ndiani angapedza nzara iyoyi
[01:49.67] Kunze kwako iwe mudiwa wangu?
[01:53.57] Maroto andinorota nezvako huchi
[01:57.28] Mangwana acho fume ndakadekara
[02:01.13] Muswere wose raki rega, rega
[02:04.73] Uri chisipite chiri mugwenga
[02:08.78] Une rudo runenge zuva mudiwa
[02:11.76] Risingapinduke kubuda nekunyura
[02:15.92] Iwe, iwe uri wangu
[02:19.37] Kana neni, ini ndiri wako
[02:23.52] Iwe, iwe uri wangu
[02:27.26] Kana neni, ini ndiri wako
[02:31.57]
[04:22.80] Handina mhosva kana nani zvake
[04:26.57] Handimbokendenga kana zvoita sei
[04:29.83] Chero iwe mudiwa wangu uchindida iwe
[04:33.36] Chero iwe mudiwa wangu usingandibhowe
[04:37.66] Nzara yangu handiyekudya kwete
[04:41.11] Inzara yekukusuwa iwe
[04:45.09] Ndiani angapedza nzara iyoyi
[04:48.33] Kunze kwako mudiwa wangu?
[04:52.12] Maroto andinorota nezvako huchi
[04:55.47] Mangwana acho fume ndakadekara
[04:59.52] Muswere wose raki rega, rega
[05:03.23] Uri chisipite chiri mugwenga
[05:07.14] Une rudo runenge zuva mudiwa
[05:10.03] Risingapinduke kubuda nekunyura
[05:14.89] Iwe, iwe uri wangu
[05:18.39] Kana neni, ini ndiri wako
[05:22.59] Iwe, iwe uri wangu
[05:26.07] Kana neni, ini ndiri wako
[05:29.46]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings