Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Not Nice

๐Ÿ‘ค Winky D โ€ข ๐ŸŽผ Gafa Life Kickstape โ€ข โฑ๏ธ 3:18
๐ŸŽต 2156 characters
โฑ๏ธ 3:18 duration
๐Ÿ†” ID: 15462535

๐Ÿ“œ Lyrics

(I'm not nice)
(KeNako Music)
(I'm, I'm not nice)
Gafa kusvika ndafa
Oskid

Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKeNako
Nekuti kapattan kanetsa patonaz kacho ndini ndinako
Gafa rapindira (Gafa rapindira)
Rakuvaimbira (rakuvaimbira)
Inzwa maungira

I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ngavatokaka dzisimbe

Hona chingoma chacho zvachaita vanhu vomhanya waya
Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
MaGafa obigga, zvimoko ndozvondikissa ndiri paflyer
Kunoku mangoma ndini ndomaita Yadah saMagaya
Inzwa mapunchline
Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
Dziri kutambiswa maClux mumasendiraini
Haikona mhani

I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ngavatokaka dzisimbe

Ndakasiya zvemabeef, saka haikona kunonditsvaga kuNyamachoma
Kana kuCSC vanokuudza kuti kunoku Igwe havasi customer
Pachigaro chengoma handibve, ndichabva Beenie Man ati ndamuShona
Kunge teacher varikumaka Shona, vonditi wagona (wagona)

Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKeNako
Nekuti kapattan kanetsa patonaz kacho ndini ndinako
Gafa rapindira (Gafa rapindira)
Rakuvaimbira (rakuvaimbira)
Inzwa maungira

I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ngavatokaka dzisimbe

Hona chingoma chacho zvachaita, vanhu vomhanya waya
Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
MaGafa obigga, zvimoko ndozvondikissa ndiri paflyer
Kunoku mangoma ndini ndomaita Yadah saMagaya
Inzwa mapunchline
Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
Dziri kutambiswa maClux mumasendiraini
Haikona mhani

Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini
Ngavatokaka dzisimbe

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.07] (I'm not nice)
[00:01.04] (KeNako Music)
[00:03.97] (I'm, I'm not nice)
[00:06.97] Gafa kusvika ndafa
[00:09.58] Oskid
[00:10.83] Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKeNako
[00:15.93] Nekuti kapattan kanetsa patonaz kacho ndini ndinako
[00:20.48] Gafa rapindira (Gafa rapindira)
[00:22.56] Rakuvaimbira (rakuvaimbira)
[00:25.32] Inzwa maungira
[00:28.07] I'm not nice
[00:29.12] Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
[00:34.16] Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
[00:38.71] Ndini, ndini, ndini, ndini
[00:41.37] Ndaita kuti zviite
[00:43.43] Ndini, ndini, ndini, ndini
[00:45.26] Ngavatokaka dzisimbe
[00:47.96] Hona chingoma chacho zvachaita vanhu vomhanya waya
[00:52.81] Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
[00:57.29] MaGafa obigga, zvimoko ndozvondikissa ndiri paflyer
[01:01.63] Kunoku mangoma ndini ndomaita Yadah saMagaya
[01:06.42] Inzwa mapunchline
[01:07.87] Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
[01:10.23] Dziri kutambiswa maClux mumasendiraini
[01:12.73] Haikona mhani
[01:13.84] I'm not nice
[01:15.63] Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
[01:20.10] Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
[01:24.69] Ndini, ndini, ndini, ndini
[01:27.39] Ndaita kuti zviite
[01:29.56] Ndini, ndini, ndini, ndini
[01:31.66] Ngavatokaka dzisimbe
[01:34.23] Ndakasiya zvemabeef, saka haikona kunonditsvaga kuNyamachoma
[01:38.54] Kana kuCSC vanokuudza kuti kunoku Igwe havasi customer
[01:42.84] Pachigaro chengoma handibve, ndichabva Beenie Man ati ndamuShona
[01:48.12] Kunge teacher varikumaka Shona, vonditi wagona (wagona)
[01:52.47] Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKeNako
[01:57.58] Nekuti kapattan kanetsa patonaz kacho ndini ndinako
[02:01.90] Gafa rapindira (Gafa rapindira)
[02:03.94] Rakuvaimbira (rakuvaimbira)
[02:06.40] Inzwa maungira
[02:09.07] I'm not nice
[02:11.36] Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
[02:15.47] Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
[02:19.98] Ndini, ndini, ndini, ndini
[02:22.73] Ndaita kuti zviite
[02:25.10] Ndini, ndini, ndini, ndini
[02:27.03] Ngavatokaka dzisimbe
[02:29.70] Hona chingoma chacho zvachaita, vanhu vomhanya waya
[02:34.63] Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
[02:39.13] MaGafa obigga, zvimoko ndozvondikissa ndiri paflyer
[02:43.64] Kunoku mangoma ndini ndomaita Yadah saMagaya
[02:47.94] Inzwa mapunchline
[02:49.41] Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
[02:51.86] Dziri kutambiswa maClux mumasendiraini
[02:53.98] Haikona mhani
[02:57.46] Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
[03:02.29] Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right"
[03:06.77] Ndini, ndini, ndini, ndini
[03:09.45] Ndaita kuti zviite
[03:11.98] Ndini, ndini, ndini, ndini
[03:13.74] Ngavatokaka dzisimbe
[03:16.42]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings