Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Survivor

๐Ÿ‘ค Winky D โ€ข ๐ŸŽผ Gafa Life Kickstape โ€ข โฑ๏ธ 3:55
๐ŸŽต 3073 characters
โฑ๏ธ 3:55 duration
๐Ÿ†” ID: 15462595

๐Ÿ“œ Lyrics

Takumiririra vanhu kunge Steve Biko
Ukaona Bigman ukaona Shinso
Varipo hobho vanenge isusu vane zvipo
Maghetto youth gozha
Anomhanya mic, anotamba bhora
But hapana zviripo (but hapana zviripo)

Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa
Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata
Shinsoman the dancehall father ndabatwa
Biggy kuCentral Police ndavata

Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor
Isu tiri ma survivor
Ende futi tine nharo tinenge Macgyver
Isu tinenge Macgyver
Saka Shinsoman na the Biggy man
Tiri paghetto hatishaiwe plan
Saka Bigman neni Shinsoman
Paghetto hatishaiwe plan

Mukadzi nemwana vakamirira kumba
Baba vachadzoka kubasa
Ini ndabatwa ndakandwa mukati asi
Tariro handife ndakarasa
Ndichangoramba ndichishingirira
I one day ratichabudirira
Chirega kuchema Gaffa nekuti musodzi
Haife yakachovha ndima
Handingaburitse zino baba Devante
Vachikohwa pandakarima

Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa
Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata
Shinsoman the dancehall father ndabatwa
Biggy kuCentral Police ndavata

Zvakaoma kudaro
Tiri masurvivor isu tiri masurvivor
Ende futi tine nharo tinenge Macgyver
Isu tinenge Macgyver
Saka Shinsoman na the Big man
Tiri paghetto hatishaiwe plan
Saka Big man neni Shinso man
Paghetto hatishaiwe plan

Vakatiwona taka leza pakona
Vanoti hatina zvatinogona
Kuma ghetto youth mikana ishoma
Hakuna ghetto youth risina zvarinogona
Saka Shinso (gafa) ndonzi aniko?

Kuzama paghetto but hakuna iriko
Takumiririra vanhu kunge Steve Biko
Ukaona Bigman ukaona Shinso
Varipo hobho vanenge isusu vane zvipo
Maghetto youth gozha
Anomhanya mic, anotamba bhora
But hapana zviripo

Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa
Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata
Shinsoman the dancehall father ndabatwa
Biggy kuCentral Police ndavata

Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor
Ende futi tine nharo
Tinenge Macgyver
Isu tinenge Macgyver
Saka Shinsoman na the Biggy man
Tiri pa ghetto hatishaiwe plan
Saka Bigman neni Shinsoman
Paghetto hatishaiwe plan

Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor
Ende futi tine nharo tinenge Macgyver isu tinenge Macgyver
Saka Shinsoman na the Biggy man
Tiri pa ghetto hatishaiwe plan
Saka Bigman neni Shinsoman
Paghetto hatishaiwe plan

Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor
Ende futi tine nharo
Tinenge Macgyver
Isu tinenge Macgyver
Saka Shinsoman na the Biggy man
Tiri paghetto hatishaiwe plan
Saka Bigman neni Shinsoman
Pa ghetto hatishaiwe plan

Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor
Ende futi tine nharo
Tinenge Macgyver
Isu tinenge Macgyver
Saka Shinsoman na the Biggy man
Tiri paghetto hatishaiwe plan
Saka Bigman neni Shinsoman
Pa ghetto hatishaiwe plan

Yoh Lion
Oskid (Ke Nako Music) gafa kusvika ndafa
Igwe
Paghetto zvinhu azvina kumira mushe this time, no no no
Asi chichemo changu kumayouths ahikonai kumixer necrime, no no no
Misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma, akandwa boma
Tiri kutryer but hapana kana chiri kufaya and hamusati maona

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:00.30] Takumiririra vanhu kunge Steve Biko
[00:02.79] Ukaona Bigman ukaona Shinso
[00:04.66] Varipo hobho vanenge isusu vane zvipo
[00:06.98] Maghetto youth gozha
[00:08.37] Anomhanya mic, anotamba bhora
[00:10.32] But hapana zviripo (but hapana zviripo)
[00:11.92] Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa
[00:16.27] Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata
[00:20.36] Shinsoman the dancehall father ndabatwa
[00:22.84] Biggy kuCentral Police ndavata
[00:24.86] Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor
[00:27.91] Isu tiri ma survivor
[00:29.56] Ende futi tine nharo tinenge Macgyver
[00:32.58] Isu tinenge Macgyver
[00:33.96] Saka Shinsoman na the Biggy man
[00:36.65] Tiri paghetto hatishaiwe plan
[00:38.34] Saka Bigman neni Shinsoman
[00:41.54] Paghetto hatishaiwe plan
[00:43.50] Mukadzi nemwana vakamirira kumba
[00:45.98] Baba vachadzoka kubasa
[00:47.84] Ini ndabatwa ndakandwa mukati asi
[00:50.39] Tariro handife ndakarasa
[00:52.23] Ndichangoramba ndichishingirira
[00:54.08] I one day ratichabudirira
[00:56.61] Chirega kuchema Gaffa nekuti musodzi
[00:59.26] Haife yakachovha ndima
[01:00.95] Handingaburitse zino baba Devante
[01:03.76] Vachikohwa pandakarima
[01:05.82] Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa
[01:09.85] Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata
[01:14.23] Shinsoman the dancehall father ndabatwa
[01:16.93] Biggy kuCentral Police ndavata
[01:18.54] Zvakaoma kudaro
[01:20.30] Tiri masurvivor isu tiri masurvivor
[01:23.20] Ende futi tine nharo tinenge Macgyver
[01:26.01] Isu tinenge Macgyver
[01:27.82] Saka Shinsoman na the Big man
[01:30.53] Tiri paghetto hatishaiwe plan
[01:32.19] Saka Big man neni Shinso man
[01:35.28] Paghetto hatishaiwe plan
[01:36.77] Vakatiwona taka leza pakona
[01:39.35] Vanoti hatina zvatinogona
[01:41.20] Kuma ghetto youth mikana ishoma
[01:43.63] Hakuna ghetto youth risina zvarinogona
[01:45.84] Saka Shinso (gafa) ndonzi aniko?
[01:50.26] Kuzama paghetto but hakuna iriko
[01:52.09] Takumiririra vanhu kunge Steve Biko
[01:54.78] Ukaona Bigman ukaona Shinso
[01:56.10] Varipo hobho vanenge isusu vane zvipo
[01:59.29] Maghetto youth gozha
[02:00.36] Anomhanya mic, anotamba bhora
[02:02.44] But hapana zviripo
[02:03.99] Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa
[02:07.99] Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata
[02:12.14] Shinsoman the dancehall father ndabatwa
[02:15.10] Biggy kuCentral Police ndavata
[02:17.06] Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor
[02:21.79] Ende futi tine nharo
[02:23.38] Tinenge Macgyver
[02:24.50] Isu tinenge Macgyver
[02:26.14] Saka Shinsoman na the Biggy man
[02:29.00] Tiri pa ghetto hatishaiwe plan
[02:30.62] Saka Bigman neni Shinsoman
[02:33.70] Paghetto hatishaiwe plan
[02:34.91] Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor
[02:39.52] Ende futi tine nharo tinenge Macgyver isu tinenge Macgyver
[02:44.10] Saka Shinsoman na the Biggy man
[02:47.03] Tiri pa ghetto hatishaiwe plan
[02:48.35] Saka Bigman neni Shinsoman
[02:51.80] Paghetto hatishaiwe plan
[02:52.82] Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor
[02:57.52] Ende futi tine nharo
[02:59.15] Tinenge Macgyver
[03:00.22] Isu tinenge Macgyver
[03:01.76] Saka Shinsoman na the Biggy man
[03:04.80] Tiri paghetto hatishaiwe plan
[03:06.79] Saka Bigman neni Shinsoman
[03:09.55] Pa ghetto hatishaiwe plan
[03:10.78] Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor
[03:15.49] Ende futi tine nharo
[03:17.05] Tinenge Macgyver
[03:18.44] Isu tinenge Macgyver
[03:19.84] Saka Shinsoman na the Biggy man
[03:22.84] Tiri paghetto hatishaiwe plan
[03:24.44] Saka Bigman neni Shinsoman
[03:27.68] Pa ghetto hatishaiwe plan
[03:32.74] Yoh Lion
[03:34.11] Oskid (Ke Nako Music) gafa kusvika ndafa
[03:38.57] Igwe
[03:40.02] Paghetto zvinhu azvina kumira mushe this time, no no no
[03:43.72] Asi chichemo changu kumayouths ahikonai kumixer necrime, no no no
[03:48.34] Misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma, akandwa boma
[03:51.56] Tiri kutryer but hapana kana chiri kufaya and hamusati maona
[03:54.47]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings