Bho Yangu
๐ต 2445 characters
โฑ๏ธ 3:30 duration
๐ ID: 16339322
๐ Lyrics
Kurara kupa mhandu mukana (bho yangu)
Oskid, manje pane Gafa hapana (bho yangu)
Kubva nhasi handicharara, ndiri kuchengetedza bho yangu
Uchandisvikira ndakagara, ndiri kurindira bho yangu
Varipo hobho vakanditeya, kuda kudonhedza bho yangu
Varikunyangira varipamweya, kuda kudhiritsa bho yangu
But bho yangu, no nebho yangu
Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu)
Bho yangu, no nebho yangu
Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu)

Haikona kuita so pabho yangu (bho yangu, bho yangu)
Vadakutosvika husiku kuda kunyangira, vachasvika Gafa rakavagarira
Ndaiti inhema ndichivarambira, ndazopepuka zvino ndangwarira
Variko vanoshereketa (havahwine, havahwine)
Muhupenyu hwako ngavasapenetreta (havapinde, havapinde)
Handicharara ndavakungoresta, zvese zvavanoronga ndirikugeta
Vanoshuwira kuti zvigondinetsa, but i-time yavarikuwesta

Haikona kuitaso pabho yangu (bho yangu, bho yangu)
Kukotsira kunokoka matsotsi, ukangorara chete havapotsi
Vanokutrayisa wofunga kuti, zvimwe washandisirwa muti
Vanokupazira door remba, wozopepuka bho yaenda
Unosara wodemba, but pafeya bho yaenda
Handichafuga gumbeze kurota zviroto, ndakurifuga kuoneswa zvimoto
Zvavarikuronga vari ikoko, ndatozvioneswa saka bhasopo

Bho yangu, bho yangu

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:01.06] Kurara kupa mhandu mukana (bho yangu)
[00:04.53] Oskid, manje pane Gafa hapana (bho yangu)
[00:09.42] Kubva nhasi handicharara, ndiri kuchengetedza bho yangu
[00:14.23] Uchandisvikira ndakagara, ndiri kurindira bho yangu
[00:19.31] Varipo hobho vakanditeya, kuda kudonhedza bho yangu
[00:24.17] Varikunyangira varipamweya, kuda kudhiritsa bho yangu
[00:28.62] But bho yangu, no nebho yangu
[00:31.63] Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu)
[00:34.13] Bho yangu, no nebho yangu
[00:36.58] Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu)
[00:39.25] But bho yangu, no nebho yangu
[00:41.39] Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu)
[00:44.04] Bho yangu, no nebho yangu
[00:46.49] Haikona kuita so pabho yangu (bho yangu, bho yangu)
[00:49.17] Vadakutosvika husiku kuda kunyangira, vachasvika Gafa rakavagarira
[00:54.18] Ndaiti inhema ndichivarambira, ndazopepuka zvino ndangwarira
[00:59.28] Variko vanoshereketa (havahwine, havahwine)
[01:04.00] Muhupenyu hwako ngavasapenetreta (havapinde, havapinde)
[01:08.83] Handicharara ndavakungoresta, zvese zvavanoronga ndirikugeta
[01:13.47] Vanoshuwira kuti zvigondinetsa, but i-time yavarikuwesta
[01:18.76] Kubva nhasi handicharara, ndiri kuchengetedza bho yangu
[01:24.16] Uchandisvikira ndakagara, ndiri kurindira bho yangu
[01:28.51] Varipo hobho vakanditeya, kuda kudonhedza bho yangu
[01:33.64] Varikunyangira varipamweya, kuda kudhiritsa bho yangu
[01:38.12] But bho yangu, no nebho yangu
[01:40.87] Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu)
[01:43.01] Bho yangu, no nebho yangu
[01:45.95] Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu)
[01:48.08] But bho yangu, no nebho yangu
[01:50.73] Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu)
[01:52.89] Bho yangu, no nebho yangu
[01:55.85] Haikona kuitaso pabho yangu (bho yangu, bho yangu)
[01:58.56] Kukotsira kunokoka matsotsi, ukangorara chete havapotsi
[02:03.31] Vanokutrayisa wofunga kuti, zvimwe washandisirwa muti
[02:07.98] Vanokupazira door remba, wozopepuka bho yaenda
[02:13.27] Unosara wodemba, but pafeya bho yaenda
[02:17.89] Handichafuga gumbeze kurota zviroto, ndakurifuga kuoneswa zvimoto
[02:23.42] Zvavarikuronga vari ikoko, ndatozvioneswa saka bhasopo
[02:28.20] Kubva nhasi handicharara, ndiri kuchengetedza bho yangu
[02:33.32] Uchandisvikira ndakagara, ndiri kurindira bho yangu
[02:38.19] Varipo hobho vakanditeya, kuda kudonhedza bho yangu
[02:43.27] Varikunyangira varipamweya, kuda kudhiritsa bho yangu
[02:47.52] But bho yangu, no nebho yangu
[02:50.13] Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu)
[02:52.85] Bho yangu, no nebho yangu
[02:55.20] Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu)
[02:57.61] But bho yangu, no nebho yangu
[03:00.04] Usade kuita bho, nebho yangu (bho yangu, bho yangu)
[03:02.40] Bho yangu, no nebho yangu
[03:05.14] Haikona kuita so, pabho yangu (bho yangu, bho yangu)
[03:07.52] Bho yangu, bho yangu
[03:13.97] Bho yangu, bho yangu
[03:19.61] Bho yangu, bho yangu
[03:24.63] Bho yangu, bho yangu
[03:28.92]