Hatiperekedzane
๐ต 1934 characters
โฑ๏ธ 4:25 duration
๐ ID: 16339429
๐ Lyrics
Ini newe
Tiri vamwe
Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa
Inini newe
Tiri vamwe
Ichasvika nguva yatichatsvagana
Mumwe achashaikwa
Saka tambanudza ruoko
Wondivhurira moyo
Ichasvika nguva, mumwe achashaikwa
Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
Haiwa, ungava shamwari
Asi kuda ka kwaMwari
Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
Ngatipanane rudo nhasi
Ramangwana harine nyanzvi
Zvakaipa tokanda pasi
Chakanaka chitakure nyadzi
Varipo vatakatadza kuda
Havasisipo pasirino
Pasi angova mapfupa
Mupfungwa dzava ndangariro
Oskid ndauya neyambiro
Hapana achaziva mafambiro (-fambiro)
Irwendo rwusina kuoneka
Mhinduro tongoti yawonekwa

Chakanaka chichakure nyadzi
Saka mabaya moyo wangu, imi
Mabaya moyo wangu, hoyoyo
Mandibaya panodzimba
Ndati mabaya moyo wangu, imi
Mabaya moyo wangu, hoyoyo
Mandibaya panodzimba
Haha
Ini newe
Tiri vamwe
Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa
Inini newe
Tiri vamwe
Ichasvika nguva yatichatsvagana, mumwe achashaikwa

Ngatiyeuchidzane
Ungava shamwari

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:01.05] Ini newe
[00:03.60] Tiri vamwe
[00:06.43] Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa
[00:11.54] Inini newe
[00:14.46] Tiri vamwe
[00:17.69] Ichasvika nguva yatichatsvagana
[00:20.28] Mumwe achashaikwa
[00:22.80] Saka tambanudza ruoko
[00:25.59] Wondivhurira moyo
[00:27.96] Ichasvika nguva, mumwe achashaikwa
[00:31.44] Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
[00:37.29] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[00:40.29] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[00:43.13] Haiwa, ungava shamwari
[00:45.40] Asi kuda ka kwaMwari
[00:48.36] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[00:51.29] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[00:54.07] Ngatipanane rudo nhasi
[00:56.69] Ramangwana harine nyanzvi
[00:59.14] Zvakaipa tokanda pasi
[01:01.80] Chakanaka chitakure nyadzi
[01:15.52] Varipo vatakatadza kuda
[01:19.29] Havasisipo pasirino
[01:22.01] Pasi angova mapfupa
[01:24.92] Mupfungwa dzava ndangariro
[01:27.90] Oskid ndauya neyambiro
[01:30.33] Hapana achaziva mafambiro (-fambiro)
[01:32.85] Irwendo rwusina kuoneka
[01:35.60] Mhinduro tongoti yawonekwa
[01:38.42] Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
[01:42.92] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[01:45.95] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[01:49.02] Haiwa, ungava shamwari
[01:51.76] Asi kuda ka kwaMwari
[01:54.40] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[01:57.29] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[01:59.85] Ngatipanane rudo nhasi
[02:02.58] Ramangwana harine nyanzvi
[02:05.39] Zvakaipa tokanda pasi
[02:08.15] Chakanaka chichakure nyadzi
[02:11.04] Saka mabaya moyo wangu, imi
[02:14.14] Mabaya moyo wangu, hoyoyo
[02:18.34] Mandibaya panodzimba
[02:21.74] Ndati mabaya moyo wangu, imi
[02:24.69] Mabaya moyo wangu, hoyoyo
[02:28.84] Mandibaya panodzimba
[02:32.91] Haha
[02:34.77] Ini newe
[02:37.42] Tiri vamwe
[02:40.42] Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa
[02:45.94] Inini newe
[02:48.86] Tiri vamwe
[02:51.17] Ichasvika nguva yatichatsvagana, mumwe achashaikwa
[02:56.59] Saka tambanudza ruoko
[02:59.28] Wondivhurira moyo
[03:01.92] Ichasvika nguva, mumwe achashaikwa
[03:05.82] Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
[03:10.58] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[03:13.48] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[03:16.20] Haiwa, ungava shamwari
[03:18.90] Asi kuda ka kwaMwari
[03:21.66] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[03:24.73] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[03:27.76] Ngatipanane rudo nhasi
[03:29.72] Ramangwana harine nyanzvi
[03:32.75] Zvakaipa tokanda pasi
[03:35.55] Chakanaka chitakure nyadzi
[04:00.58] Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
[04:08.37] Ngatiyeuchidzane
[04:11.76] Ungava shamwari
[04:14.07] Asi kuda ka kwaMwari
[04:16.76] Hatiperekedzane
[04:19.72] Ngatiyeuchidzane
[04:23.51]