Finhu Finhu
๐ต 1836 characters
โฑ๏ธ 4:05 duration
๐ ID: 16339441
๐ Lyrics
Oskid
Tafunga kuti tifare
Misodzi inyare
ChiExtra
ChiGafa, chiGafa, chiGafa
Rega ndifinhure
Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura
Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura
Nhasi handina basa nemunhu wenyama
Ndichapombonoka zvakanyanya
Uchidhinhiwa o pyjama
Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana
Usatume Vharazipi haisi dhirama
'Dakuburitsa mari yese iri muchikwama
Hand'awandonyara, kunyangwe hama
Ndadya chikanganwahama
Hapana kana arikuridza tsamwa
Mahappy face chete hakuna akatsamwa
Saka imimi mababy, chauya chidaddy
Sheka zvawakapihwa namhamha
Rega ndifinhure
Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura
Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura
Ndasvika panzvimbo pakazara masisita (masisita)
Ndipe machine bhegi panapa pari kukika (pari kukika)
Pano hapachabudika
Hona chipatani chatakuita
Pane ngozi dai zvenyu maripa
Mombonakidzwa zvatiri kuita
Hapana kana ari kuridza tsamwa
Mahappy face chete hakuna akatsamwa
Saka imimi mababy, chauya chidaddy
Sheka zvawakapihwa namhamha
Rega ndifinhure
Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura
Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura
Rega ndifinhure
Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndirikufinhura
Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura
Tafunga kuti tifare
Misodzi inyare
ChiExtra
ChiGafa, chiGafa, chiGafa
Rega ndifinhure
Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura
Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura
Nhasi handina basa nemunhu wenyama
Ndichapombonoka zvakanyanya
Uchidhinhiwa o pyjama
Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana
Usatume Vharazipi haisi dhirama
'Dakuburitsa mari yese iri muchikwama
Hand'awandonyara, kunyangwe hama
Ndadya chikanganwahama
Hapana kana arikuridza tsamwa
Mahappy face chete hakuna akatsamwa
Saka imimi mababy, chauya chidaddy
Sheka zvawakapihwa namhamha
Rega ndifinhure
Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura
Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura
Ndasvika panzvimbo pakazara masisita (masisita)
Ndipe machine bhegi panapa pari kukika (pari kukika)
Pano hapachabudika
Hona chipatani chatakuita
Pane ngozi dai zvenyu maripa
Mombonakidzwa zvatiri kuita
Hapana kana ari kuridza tsamwa
Mahappy face chete hakuna akatsamwa
Saka imimi mababy, chauya chidaddy
Sheka zvawakapihwa namhamha
Rega ndifinhure
Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndiri kufinhura
Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura
Rega ndifinhure
Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
Usanditsiure
Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndirikufinhura
Saka, finhu, finhu, finhu
Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
Finhu, finhu, finhu
Ndiri kufinhura
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:01.25] Oskid
[00:03.14] Tafunga kuti tifare
[00:05.41] Misodzi inyare
[00:07.23] ChiExtra
[00:09.36] ChiGafa, chiGafa, chiGafa
[00:15.75] Rega ndifinhure
[00:18.05] Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
[00:23.90] Usanditsiure
[00:26.36] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
[00:31.90] Ukaona ndodaiso
[00:34.30] Kana ndodaiso
[00:36.36] Usandibvunze
[00:38.68] Ndiri kufinhura
[00:40.77] Saka, finhu, finhu, finhu
[00:42.82] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
[00:45.32] Finhu, finhu, finhu
[00:46.87] Ndiri kufinhura
[00:48.66] Nhasi handina basa nemunhu wenyama
[00:50.64] Ndichapombonoka zvakanyanya
[00:52.76] Uchidhinhiwa o pyjama
[00:54.21] Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana
[00:56.96] Usatume Vharazipi haisi dhirama
[00:58.88] 'Dakuburitsa mari yese iri muchikwama
[01:00.86] Hand'awandonyara, kunyangwe hama
[01:02.65] Ndadya chikanganwahama
[01:05.03] Hapana kana arikuridza tsamwa
[01:08.84] Mahappy face chete hakuna akatsamwa
[01:12.90] Saka imimi mababy, chauya chidaddy
[01:17.68] Sheka zvawakapihwa namhamha
[01:21.14] Rega ndifinhure
[01:23.79] Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
[01:29.53] Usanditsiure
[01:31.18] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
[01:37.31] Ukaona ndodaiso
[01:39.76] Kana ndodaiso
[01:41.15] Usandibvunze
[01:44.36] Ndiri kufinhura
[01:46.32] Saka, finhu, finhu, finhu
[01:48.35] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
[01:50.43] Finhu, finhu, finhu
[01:52.22] Ndiri kufinhura
[01:54.24] Ndasvika panzvimbo pakazara masisita (masisita)
[01:58.30] Ndipe machine bhegi panapa pari kukika (pari kukika)
[02:02.40] Pano hapachabudika
[02:03.91] Hona chipatani chatakuita
[02:06.02] Pane ngozi dai zvenyu maripa
[02:08.13] Mombonakidzwa zvatiri kuita
[02:10.79] Hapana kana ari kuridza tsamwa
[02:14.48] Mahappy face chete hakuna akatsamwa
[02:18.67] Saka imimi mababy, chauya chidaddy
[02:23.26] Sheka zvawakapihwa namhamha
[02:26.70] Rega ndifinhure
[02:29.44] Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
[02:34.94] Usanditsiure
[02:37.56] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
[02:43.19] Ukaona ndodaiso
[02:45.48] Kana ndodaiso
[02:47.50] Usandibvunze
[02:49.99] Ndiri kufinhura
[02:51.96] Saka, finhu, finhu, finhu
[02:53.94] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
[02:56.69] Finhu, finhu, finhu
[02:58.09] Ndiri kufinhura
[02:59.93] Rega ndifinhure
[03:02.20] Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
[03:07.96] Usanditsiure
[03:10.39] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
[03:15.87] Ukaona ndodaiso
[03:18.19] Kana ndodaiso
[03:20.54] Usandibvunze
[03:22.50] Ndirikufinhura
[03:24.51] Saka, finhu, finhu, finhu
[03:26.89] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
[03:29.41] Finhu, finhu, finhu
[03:30.82] Ndiri kufinhura
[03:31.86]
[00:03.14] Tafunga kuti tifare
[00:05.41] Misodzi inyare
[00:07.23] ChiExtra
[00:09.36] ChiGafa, chiGafa, chiGafa
[00:15.75] Rega ndifinhure
[00:18.05] Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
[00:23.90] Usanditsiure
[00:26.36] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
[00:31.90] Ukaona ndodaiso
[00:34.30] Kana ndodaiso
[00:36.36] Usandibvunze
[00:38.68] Ndiri kufinhura
[00:40.77] Saka, finhu, finhu, finhu
[00:42.82] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
[00:45.32] Finhu, finhu, finhu
[00:46.87] Ndiri kufinhura
[00:48.66] Nhasi handina basa nemunhu wenyama
[00:50.64] Ndichapombonoka zvakanyanya
[00:52.76] Uchidhinhiwa o pyjama
[00:54.21] Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana
[00:56.96] Usatume Vharazipi haisi dhirama
[00:58.88] 'Dakuburitsa mari yese iri muchikwama
[01:00.86] Hand'awandonyara, kunyangwe hama
[01:02.65] Ndadya chikanganwahama
[01:05.03] Hapana kana arikuridza tsamwa
[01:08.84] Mahappy face chete hakuna akatsamwa
[01:12.90] Saka imimi mababy, chauya chidaddy
[01:17.68] Sheka zvawakapihwa namhamha
[01:21.14] Rega ndifinhure
[01:23.79] Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)
[01:29.53] Usanditsiure
[01:31.18] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
[01:37.31] Ukaona ndodaiso
[01:39.76] Kana ndodaiso
[01:41.15] Usandibvunze
[01:44.36] Ndiri kufinhura
[01:46.32] Saka, finhu, finhu, finhu
[01:48.35] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
[01:50.43] Finhu, finhu, finhu
[01:52.22] Ndiri kufinhura
[01:54.24] Ndasvika panzvimbo pakazara masisita (masisita)
[01:58.30] Ndipe machine bhegi panapa pari kukika (pari kukika)
[02:02.40] Pano hapachabudika
[02:03.91] Hona chipatani chatakuita
[02:06.02] Pane ngozi dai zvenyu maripa
[02:08.13] Mombonakidzwa zvatiri kuita
[02:10.79] Hapana kana ari kuridza tsamwa
[02:14.48] Mahappy face chete hakuna akatsamwa
[02:18.67] Saka imimi mababy, chauya chidaddy
[02:23.26] Sheka zvawakapihwa namhamha
[02:26.70] Rega ndifinhure
[02:29.44] Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
[02:34.94] Usanditsiure
[02:37.56] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
[02:43.19] Ukaona ndodaiso
[02:45.48] Kana ndodaiso
[02:47.50] Usandibvunze
[02:49.99] Ndiri kufinhura
[02:51.96] Saka, finhu, finhu, finhu
[02:53.94] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
[02:56.69] Finhu, finhu, finhu
[02:58.09] Ndiri kufinhura
[02:59.93] Rega ndifinhure
[03:02.20] Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
[03:07.96] Usanditsiure
[03:10.39] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)
[03:15.87] Ukaona ndodaiso
[03:18.19] Kana ndodaiso
[03:20.54] Usandibvunze
[03:22.50] Ndirikufinhura
[03:24.51] Saka, finhu, finhu, finhu
[03:26.89] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu
[03:29.41] Finhu, finhu, finhu
[03:30.82] Ndiri kufinhura
[03:31.86]