Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Kudza Jehovah

๐Ÿ‘ค Minister Michael Mahendere, Direct Worship โ€ข ๐ŸŽผ Getting Personal With God Vol. 4 โ€ข โฑ๏ธ 4:03
๐ŸŽต 1725 characters
โฑ๏ธ 4:03 duration
๐Ÿ†” ID: 16345663

๐Ÿ“œ Lyrics

Oh yes!

Kudza Jehovah, iwe mweya wangu
Nezvose zviri mandiri
Zvirumbidze zita rake

Vonga Jehovah, iwe mweya wangu
Urege kukanganwa makomborero ake

Ko inga wachengetwa
NaMwari yeah
Nokugoneswa
Pazvaisabvira

Ko inga wayambutswa
NaMwari yeah
Ndokubudirira
Pazvaisabvira

Vongai Jehovah, Baba naMai
Inyasha dzaMwari kuva muwanano

Vongai Jehovah, imi vana vaduku
Itai zvakanaka zvinofadza Mwari

Inga machengetwa
NaMwari yeah
Nokugoneswa
Pazvaisabvira

Ko inga mayambutswa
NaMwari yeah
Ndokubudirira
Pazvaisabvira

Vongai Jehovah vakomana nevasikana
Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
Vongai vana muzvinabhizimisi
Itai zvakanaka zvinofadza Mwari

Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari

Vonga Jehovah munhu wese kwauri ikoko
Ita zvakanaka zvinofadza Mwari
Vongai Jehovah vatendi vaKristu
Itai zvakanaka zvinofadza Mwari

Yeah

Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari

He he
Che che
(Ululating)
Nako kambo

Ahunde, ahunde
Ahunde, ahunde
Ahunde, ahunde
Ahunde

Iye anoramba
Ari Mwari
Iye anoramba iye iye
Ari Mwari
Anoripira vanomuda
Ndiye Mwari
Anoripira vanomutya
Ndiye Mwari
Iye anoramba iye iye
Ari Mwari
Iye anoramba iye iye
Ari Mwari
Anoripira basa rose rakanaka
Ndiye Mwari
Anoripira basa rose rakanaka
Ndiye Mwari

Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisanete, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
Tichawana mibairo kubva kuna Mwari

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:05.68] Oh yes!
[00:15.39] Kudza Jehovah, iwe mweya wangu
[00:19.68] Nezvose zviri mandiri
[00:21.70] Zvirumbidze zita rake
[00:23.34] Vonga Jehovah, iwe mweya wangu
[00:27.08] Urege kukanganwa makomborero ake
[00:30.67] Ko inga wachengetwa
[00:33.66] NaMwari yeah
[00:35.02] Nokugoneswa
[00:37.05] Pazvaisabvira
[00:38.02] Ko inga wayambutswa
[00:41.37] NaMwari yeah
[00:43.01] Ndokubudirira
[00:44.76] Pazvaisabvira
[00:46.48] Vongai Jehovah, Baba naMai
[00:50.73] Inyasha dzaMwari kuva muwanano
[00:54.49] Vongai Jehovah, imi vana vaduku
[00:58.45] Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
[01:01.76] Inga machengetwa
[01:04.71] NaMwari yeah
[01:06.18] Nokugoneswa
[01:08.17] Pazvaisabvira
[01:09.59] Ko inga mayambutswa
[01:12.41] NaMwari yeah
[01:14.11] Ndokubudirira
[01:15.53] Pazvaisabvira
[01:17.60] Vongai Jehovah vakomana nevasikana
[01:21.56] Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
[01:25.13] Vongai vana muzvinabhizimisi
[01:29.14] Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
[01:33.15] Tisanete, pakuita zvakanaka
[01:35.21] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[01:40.62] Tisanete, pakuita zvakanaka
[01:44.64] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[01:48.60] Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
[01:52.64] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[01:56.62] Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
[02:00.28] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[02:03.92] Vonga Jehovah munhu wese kwauri ikoko
[02:08.03] Ita zvakanaka zvinofadza Mwari
[02:11.92] Vongai Jehovah vatendi vaKristu
[02:15.64] Itai zvakanaka zvinofadza Mwari
[02:19.02] Yeah
[02:19.64] Tisanete, pakuita zvakanaka
[02:23.78] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[02:27.31] Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
[02:31.39] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[02:35.39] He he
[02:37.35] Che che
[02:40.05] (Ululating)
[02:43.80] Nako kambo
[02:50.04] Ahunde, ahunde
[02:54.32] Ahunde, ahunde
[02:58.10] Ahunde, ahunde
[03:01.76] Ahunde
[03:05.12] Iye anoramba
[03:08.42] Ari Mwari
[03:09.75] Iye anoramba iye iye
[03:12.19] Ari Mwari
[03:12.75] Anoripira vanomuda
[03:15.89] Ndiye Mwari
[03:16.45] Anoripira vanomutya
[03:19.74] Ndiye Mwari
[03:21.50] Iye anoramba iye iye
[03:23.49] Ari Mwari
[03:25.15] Iye anoramba iye iye
[03:27.74] Ari Mwari
[03:28.62] Anoripira basa rose rakanaka
[03:31.04] Ndiye Mwari
[03:32.06] Anoripira basa rose rakanaka
[03:35.05] Ndiye Mwari
[03:36.76] Tisanete, pakuita zvakanaka
[03:40.70] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[03:44.77] Tisanete, pakuita zvakanaka
[03:48.71] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[03:52.79] Tisaore mwoyo, pakuita zvakanaka
[03:56.47] Tichawana mibairo kubva kuna Mwari
[04:01.08]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings