Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mvura Dzabvongodzwa (Live)

๐Ÿ‘ค Hannah Mapepeta โ€ข ๐ŸŽผ Mwari Vanotaura Chokwadi (Live) โ€ข โฑ๏ธ 5:59
๐ŸŽต 2008 characters
โฑ๏ธ 5:59 duration
๐Ÿ†” ID: 16346484

๐Ÿ“œ Lyrics

Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda

Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda

Ndotora mufaro wangu
Ndotora hutano hwangu
Ndotora simba rangu
Ndotora kutenda kwekubvutwa
Ndotora mufaro wangu
Hutano hwangu
Dzabvongodzwa ndinopinda

Pinda umo
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda

Vavhangeri vaibvongodza
Vafundisi vaibvongodza
Mutumwa wechinomwe waibvongodza
Dzabvongodzwa ndinopinda

Mutumwa wechinomwe waibvongodza
Mutumwa wechinomwe waibvongodza
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda

Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda

The angel has troubled the waters jump in
The angel had stirred the waters jump in
The angel has troubled the waters jump into the water
Dzabvongodzwa ndinopinda

Let the weak the blind the lame
Jump into the water
Let the poor the sick the halt
Jump into the waters
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa ndinopinda

Varombo varwere vakaneta
Pindai mumvura
Varombo vakaneta
Varwere murikushevedzwa
Pindai mumvura umo
Dzabvongodzwa
Dzabvongodzwa
Dzabvongodzwa ndinopinda

Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda

Kune zhowe zhowe Bethesda
Kune zhowe Bethseda
Ndati zhowe paBethseda mukoma
Dzabvongodzwa ka ndinopinda

Ndati kune zhowe zhowe Bethesda uko
Hakudanwi anonzwa Bethesda
Kune zhowe zhowe Bethesda
Dzabvongodzwa ndinopinda

Usatarire ari parutivi
Pinda mumvura umo
Usatarise varikumativi
Pinda mumvura umo
Dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa ndinopinda

Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:25.63] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[00:30.67] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[00:36.26] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[00:40.85] Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda
[00:46.53] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[00:51.35] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[00:56.14] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[01:01.50] Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda
[01:06.36] Ndotora mufaro wangu
[01:08.47] Ndotora hutano hwangu
[01:11.11] Ndotora simba rangu
[01:13.48] Ndotora kutenda kwekubvutwa
[01:16.25] Ndotora mufaro wangu
[01:19.11] Hutano hwangu
[01:21.83] Dzabvongodzwa ndinopinda
[01:26.41] Pinda umo
[01:27.67] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[01:31.69] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[01:37.09] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[01:41.99] Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda
[01:46.92] Vavhangeri vaibvongodza
[01:52.13] Vafundisi vaibvongodza
[01:57.18] Mutumwa wechinomwe waibvongodza
[02:02.35] Dzabvongodzwa ndinopinda
[02:07.44] Mutumwa wechinomwe waibvongodza
[02:12.40] Mutumwa wechinomwe waibvongodza
[02:17.89] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[02:22.82] Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda
[02:27.08] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[02:33.15] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[02:37.93] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[02:43.31] Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda
[02:49.14]
[03:07.92] The angel has troubled the waters jump in
[03:14.49] The angel had stirred the waters jump in
[03:19.27] The angel has troubled the waters jump into the water
[03:24.45] Dzabvongodzwa ndinopinda
[03:29.84] Let the weak the blind the lame
[03:33.01] Jump into the water
[03:35.15] Let the poor the sick the halt
[03:37.80] Jump into the waters
[03:40.78] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[03:45.16] Dzabvongodzwa ndinopinda
[03:49.18] Varombo varwere vakaneta
[03:51.24] Pindai mumvura
[03:53.28] Varombo vakaneta
[03:55.32] Varwere murikushevedzwa
[03:57.85] Pindai mumvura umo
[04:00.86] Dzabvongodzwa
[04:03.31] Dzabvongodzwa
[04:05.85] Dzabvongodzwa ndinopinda
[04:08.95] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[04:15.63] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[04:20.29] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[04:25.24] Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda
[04:29.49] Kune zhowe zhowe Bethesda
[04:35.22] Kune zhowe Bethseda
[04:40.54] Ndati zhowe paBethseda mukoma
[04:46.58] Dzabvongodzwa ka ndinopinda
[04:50.36] Ndati kune zhowe zhowe Bethesda uko
[04:56.63] Hakudanwi anonzwa Bethesda
[05:01.84] Kune zhowe zhowe Bethesda
[05:06.48] Dzabvongodzwa ndinopinda
[05:12.06] Usatarire ari parutivi
[05:14.15] Pinda mumvura umo
[05:17.07] Usatarise varikumativi
[05:19.82] Pinda mumvura umo
[05:22.31] Dzabvongodzwa ndinopinda
[05:26.41] Dzabvongodzwa ndinopinda
[05:30.64] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[05:36.76] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[05:42.12] Mvura dzabvongodzwa ndinopinda
[05:46.52] Dzabvongodzwa mvura idzo ndinopinda
[05:50.77]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings