Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Tidzidzisei Kunamata

๐Ÿ‘ค Shingisai & Joystreet Choir โ€ข ๐ŸŽผ Fara Zvakadaro โ€ข โฑ๏ธ 5:40
๐ŸŽต 1737 characters
โฑ๏ธ 5:40 duration
๐Ÿ†” ID: 16346552

๐Ÿ“œ Lyrics

Patinouya paye moyo izere neshungu
Tinoda kunamata
Patopfugama paye ne mabvi anodedera
Tinoda kunamata

Zvirwere, zvivi zvinorema zvingakundwe sei?
Tidzidzisei kunamata
Rugare, rudo, runyararo runouya sei?
Tidzisisei kunamata

Tidzidzisei kunamata
Ishe mitoro yacho yakarema
Hupenyu hwakaoma
Toda kunamata

Tidzidzisei kunamata
Ishe mabvi edu akaneta
Simba zvoropera
Toda kunamata

Baba vedu vari kudenga
Zita renyu ngarikudzwe
Tidzidzisei kunamata
Umambo hwenyu ngauuye
Kuda kwenyu ngakuitwe
Tidzidzisei kunamata

Tidzidzisei kunamata
Ishe mitoro yacho yakarema (yakarema)
Hupenyu hwakaoma
Toda kunamata

Mabvi edu odedera
Ishe mabvi edu akaneta (nyama yakaneta)
Simba zvoropera
Toda kunamata

Tipei nhasi kudya kwedu kwamazuva namazuva
Tidzidzisei kunamata
Tiregererei zvivi zvedu sezva tinoregerera vamwe
Tidzidzisei kunamata

Tidzidzisei kunamata
Ishe mitoro yacho yakarema (yakarema)
Hupenyu hwakaoma
Toda kunamata

(Moyo yedu ine shungu)
Ishe mabvi edu akaneta (honaiwo)
Simba zvoropera
Toda kunamata

Patinouya paye
Ishe mitoro yacho yakarema (ndinorevesa)
Hupenyu hwakaoma
Toda kunamata

(Mitoro inorema)
Ishe mabvi edu akaneta (moyo inoda)
Simba zvoropera
Toda kunamata

Tidzidzisei kunamata
Ishe mitoro yacho yakarema (tarisai)
Hupenyu hwakaoma
Toda kunamata

Tidzidzisei kunamata
Ishe mabvi edu akaneta
Simba zvoropera
Toda kunamata

Moyo yedu inoda
Ishe mitoro yacho yakarema (tarisai)
Hupenyu hwakaoma
Toda kunamata

Mitoro inorema
Ishe mabvi edu akaneta
Simba zvoropera (Mwari wangu)
Toda kunamata

Ishe mitoro yacho yakarema
Hupenyu hwakaoma
Toda kunamata

Ishe mabvi edu akaneta
Simba zvoropera
Toda kunamata

Ishe mitoro yacho yakarema
Hupenyu hwakaoma
Toda kunamata

Ishe mabvi edu akaneta
Simba zvoropera
Toda kunamata

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:37.09] Patinouya paye moyo izere neshungu
[00:44.42] Tinoda kunamata
[00:48.04] Patopfugama paye ne mabvi anodedera
[00:56.08] Tinoda kunamata
[00:58.95] Zvirwere, zvivi zvinorema zvingakundwe sei?
[01:06.84] Tidzidzisei kunamata
[01:10.63] Rugare, rudo, runyararo runouya sei?
[01:18.38] Tidzisisei kunamata
[01:22.25] Tidzidzisei kunamata
[01:25.05] Ishe mitoro yacho yakarema
[01:29.27] Hupenyu hwakaoma
[01:31.82] Toda kunamata
[01:34.21] Tidzidzisei kunamata
[01:36.71] Ishe mabvi edu akaneta
[01:41.04] Simba zvoropera
[01:43.56] Toda kunamata
[01:46.46]
[01:56.82] Baba vedu vari kudenga
[01:59.72] Zita renyu ngarikudzwe
[02:04.43] Tidzidzisei kunamata
[02:08.01] Umambo hwenyu ngauuye
[02:11.37] Kuda kwenyu ngakuitwe
[02:16.12] Tidzidzisei kunamata
[02:20.33] Tidzidzisei kunamata
[02:23.14] Ishe mitoro yacho yakarema (yakarema)
[02:27.18] Hupenyu hwakaoma
[02:29.75] Toda kunamata
[02:32.19] Mabvi edu odedera
[02:34.34] Ishe mabvi edu akaneta (nyama yakaneta)
[02:38.59] Simba zvoropera
[02:41.37] Toda kunamata
[02:43.93]
[02:54.68] Tipei nhasi kudya kwedu kwamazuva namazuva
[03:02.38] Tidzidzisei kunamata
[03:06.10] Tiregererei zvivi zvedu sezva tinoregerera vamwe
[03:13.63] Tidzidzisei kunamata
[03:18.37] Tidzidzisei kunamata
[03:21.06] Ishe mitoro yacho yakarema (yakarema)
[03:25.06] Hupenyu hwakaoma
[03:27.61] Toda kunamata
[03:29.64] (Moyo yedu ine shungu)
[03:32.52] Ishe mabvi edu akaneta (honaiwo)
[03:36.77] Simba zvoropera
[03:39.11] Toda kunamata
[03:41.56] Patinouya paye
[03:44.28] Ishe mitoro yacho yakarema (ndinorevesa)
[03:48.13] Hupenyu hwakaoma
[03:50.89] Toda kunamata
[03:53.16] (Mitoro inorema)
[03:55.47] Ishe mabvi edu akaneta (moyo inoda)
[03:59.71] Simba zvoropera
[04:02.29] Toda kunamata
[04:04.57] Tidzidzisei kunamata
[04:07.19] Ishe mitoro yacho yakarema (tarisai)
[04:11.11] Hupenyu hwakaoma
[04:13.90] Toda kunamata
[04:16.03] Tidzidzisei kunamata
[04:18.89] Ishe mabvi edu akaneta
[04:22.76] Simba zvoropera
[04:25.43] Toda kunamata
[04:27.73] Moyo yedu inoda
[04:30.35] Ishe mitoro yacho yakarema (tarisai)
[04:34.40] Hupenyu hwakaoma
[04:37.11] Toda kunamata
[04:39.05] Mitoro inorema
[04:42.00] Ishe mabvi edu akaneta
[04:46.04] Simba zvoropera (Mwari wangu)
[04:48.52] Toda kunamata
[04:53.28] Ishe mitoro yacho yakarema
[04:56.71] Hupenyu hwakaoma
[05:00.13] Toda kunamata
[05:05.03] Ishe mabvi edu akaneta
[05:09.04] Simba zvoropera
[05:11.71] Toda kunamata
[05:16.45] Ishe mitoro yacho yakarema
[05:20.79] Hupenyu hwakaoma
[05:23.30] Toda kunamata
[05:28.19] Ishe mabvi edu akaneta
[05:32.29] Simba zvoropera
[05:34.85] Toda kunamata
[05:38.55]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings