Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ndomira Pamuri

๐Ÿ‘ค Janet Manyowa โ€ข ๐ŸŽผ 10 Years of Janet โ€ข โฑ๏ธ 5:38
๐ŸŽต 1525 characters
โฑ๏ธ 5:38 duration
๐Ÿ†” ID: 16346557

๐Ÿ“œ Lyrics

Mandipa rugare, mandipa rufaro
Mamuri ndinowana zvese zvandoshuwira
Chiedza mune rima, Ishe muri simba rangu
Iro shoko renyu, Ishe rondisimbisa

Ndomira pamuri, ndomira pamuri
Ini ndichamira nekuti ndovimba nemi
Mhepo ivhuvhute ndishaiwe zano
Ndomira pamuri, ndomira pamuri Ishe

Ooh ndomira, ooh

Matipa rugare (matipa rugare) matipa rufaro
Ooh mamuri tazowana zvose zvatoshuwira
Chiedza (chiedza mune rima)
Ishe muri simba redu, patinokundikana toziva motisimbisa

(Tomira pamuri) tomira pamuri (tomira pamuri) tomira pamuri
Ishe tichamira nekuti tovimba nemi
Mhepo ivhuvhute (mhepo ivhuvhute) tishaiwe zano
Tomira pamuri, tomira pamuri Ishe

Muri chiyedza, uye muri simba (tomira pamuri)
Muri simba rangu (tomira pamuri), muri chokwadi oh yeah
(muri chokwadi) muri nzira (tomira pamuri) tomira pamuri Ishe

Yeah, yeah, yeah tomira
Yeah, yeah, yeah tomira, tomira, tomira pamuri Jesu
Zvinake sei (yeah, yeah, yeah tomira)
Zviwome sei (yeah, yeah, yeah tomira)
Tomira (tomira) tomira pamuri Jesu

Tomira pamuri, (yeah, yeah, yeah tomira)
Tomira pamuri, (yeah, yeah, yeah tomira)
Ishe tichamira nekuti tovimba nemi
Mhepo ivhuvhute (mhepo ivhuvhute) tishaiwe zano
Tomira (tomira) tomira pamuri Jesu

(Muri chiyedza) muri chiyedza Jesu
Muri simba (tomira pamuri), the way, the truth and the life
(Tomira pamuri Ishe) hakuna mumwe
(Muri chokwadi) hakuna mumwe
Muri nzira (tomira pamuri)
Tomira (tomira pamuri Ishe)

Ndomira pamuri, ndomira pamuri
Ishe ndichamira, nekuti ndovimba nemi
Ivhuvhute, ndishaiwe zano, ndomira, ndomira

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings