Ndimi
๐ต 1526 characters
โฑ๏ธ 5:35 duration
๐ ID: 16346568
๐ Lyrics
Nyika nekuzara kwayo, makasika Mega
Mega pasina anobatsira
Ndokudurura Mweya wenyu, Mega
Kuratidza, aiwa Ndimi Mwari
Aiwa munesimba, aiwa munogona, narinhi
Munoratidza nzira, pakaoma
Munovheneka nyika, inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi
Makatuma mwana wenyu, ega
Kuzonunura nyika inerima
Mukamupa simba pamusoro pazvose
Kuratidza, aiwa Munotonga (aiwa Munotonga)
Aiwa Munobwinya (aiwa Munobwinya)
Ishe Samasimba (Ishe Samasimba) narinhi
Munoratidza nzira, pakaoma
Munovheneka nyika, inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (aah Ndimi)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (aah Ndimi)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Muri Mwari wanguwo)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi
(Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi
(Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi Mwari wangu Ishe
(Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi yeah
(Oh-oh-oh, oh-oh-oh)
Munoratidza nzira (Munoratidza nzira, pakaoma)
Munovhenekera (Munovheneka nyika, inerima)
Munosimudzira (Munosimudzira moyo yakaneta)
(Makagara muripo)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Makafanira mbiri)
(Hakuna mumwe, Ndimi) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Hamuyenzaniswe)
Hamufananidzwe, aah Ndimi (aah Ndimi)
Muri Mwari wangu, aah Ndimi
Oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Munoratidza nzira)
Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Munovhenekera)
Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Mwari, Mwari, oh) oh-oh-oh

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:26.37] Nyika nekuzara kwayo, makasika Mega
[00:34.03] Mega pasina anobatsira
[00:39.16] Ndokudurura Mweya wenyu, Mega
[00:47.16] Kuratidza, aiwa Ndimi Mwari
[00:52.01] Aiwa munesimba, aiwa munogona, narinhi
[01:04.09] Munoratidza nzira, pakaoma
[01:10.53] Munovheneka nyika, inerima
[01:16.62] Munosimudzira moyo yakaneta
[01:22.97] Makagara muripo
[01:26.62] Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
[01:33.03] Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
[01:39.34] Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu)
[01:45.63] Muri Mwari wangu, aah Ndimi
[01:55.19] Makatuma mwana wenyu, ega
[02:02.79] Kuzonunura nyika inerima
[02:07.89] Mukamupa simba pamusoro pazvose
[02:15.76] Kuratidza, aiwa Munotonga (aiwa Munotonga)
[02:20.66] Aiwa Munobwinya (aiwa Munobwinya)
[02:23.83] Ishe Samasimba (Ishe Samasimba) narinhi
[02:32.54] Munoratidza nzira, pakaoma
[02:38.84] Munovheneka nyika, inerima
[02:45.12] Munosimudzira moyo yakaneta
[02:51.47] Makagara muripo
[02:54.78] Muri Mwari wangu, aah Ndimi (aah Ndimi)
[03:01.30] Muri Mwari wangu, aah Ndimi (aah Ndimi)
[03:07.64] Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Muri Mwari wanguwo)
[03:13.90] Muri Mwari wangu, aah Ndimi
[03:22.47] (Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi
[03:28.76] (Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi Mwari wangu Ishe
[03:34.87] (Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi yeah
[03:41.17] (Oh-oh-oh, oh-oh-oh)
[03:45.13] Munoratidza nzira (Munoratidza nzira, pakaoma)
[03:51.40] Munovhenekera (Munovheneka nyika, inerima)
[03:58.73] Munosimudzira (Munosimudzira moyo yakaneta)
[04:07.10] (Makagara muripo)
[04:10.62] Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Makafanira mbiri)
[04:16.04] (Hakuna mumwe, Ndimi) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Hamuyenzaniswe)
[04:23.44] Hamufananidzwe, aah Ndimi (aah Ndimi)
[04:29.64] Muri Mwari wangu, aah Ndimi
[04:36.52] Oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh
[04:50.76] Oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh
[05:03.58] Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Munoratidza nzira)
[05:10.06] Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Munovhenekera)
[05:15.99] Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Mwari, Mwari, oh) oh-oh-oh
[05:29.97]