Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Sadza Kwenyu

๐Ÿ‘ค Tocky Vibes โ€ข ๐ŸŽผ Chamakuvangu โ€ข โฑ๏ธ 5:06
๐ŸŽต 2656 characters
โฑ๏ธ 5:06 duration
๐Ÿ†” ID: 16346671

๐Ÿ“œ Lyrics

Well, well, smile, smile, smile
Meno mazino pazhe, zvese nema-speaker
Ndiri kutozvionerawo Ndandi vasvika, Ndandi vasvika
Woyoyoyoi hey yeye ndinoti kwaziwai kwaziwai

Kuona tasvika tokuzivai tokudai, mhanzi tokupai
Sando ndaona chidhindo ndikaziva muri vemuno
Apa vanhu vambosvika nekunwa, mafirimu achashutwa maihwe zangu
Uyo mukuru waramba camera zvikahi handizi wezera

Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
Munotimakisa imi apfanha imi
Nhasi kumbofara rarara (takafarisa)

Asi ndinofunga kuti izvi zvinoda humbowo
Tozoona musi nhamo yati tisvikewo kuti takambofara rarara
Pasi rino zvarakazara nemiteyo, aaa ndoreva nzvimbo ino ine mutsiyo
Hapana akaonda pane vandaona

Everybody is smiling, smile, smile, smile
Nyemwerera kana kuzhinya smile, smile, smile
Nyemwerera smiling, smile, smile, smile
Kana kuzhinya smile, smile, smile (iweiwe, imwimwi Mhizha)

Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
Munotimakisa imi apfanha imi
Nhasi kumbofara rarara (takafarisa)

(Ngriii) handina kupengeswa ini ndakwaniswa nemhanzi eeh
Kwana kwana ini ndakwaniswa nemhanzi eehh
Inziyo yafayisa, ini ndakwaniswa nemhanzi eehh
Fire, fire ini ndakwaniswa nemhanzi eehh

Everybody is smiling, smile, smile, smile
Nyemwerera kana kuzhinya smile, smile, smile
Nyemwerera smiling, smile, smile, smile
Kana kuzhinya smile, smile, smile (iweiwe imwimwi)

Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
Munotimakisa imi apfanha imi
Nhasi kumbofara rarara (takafarisa)

Vamu-dresser mu-Bachelor's, Vialee hiwe, hiwe
Meno mazino pazhe zvese nema-speaker
Ndiri kutozvionerawo Ndandi vasvika, Ndandi vasvika
Woyoyoyoi hey yeye ndinoti kwaziwai kwaziwai

Kuona tasvika tokuzivai tokudai, mhanzi tokupai
Sando ndaona chidhindo ndikaziva muri vemuno
Apa vanhu vambosvika nekunwa, mafirimu achashutwa maihwe zangu
Uyo mukuru waramba camera kukahi handizi wezera

Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
Munotimakisa imi apfanha imi
Nhasi kumbofara rarara (takafarisa)

Asi ndinofunga kuti izvi zvinoda humbowo
Tozoona musi nhamo yati tisvikewo kuti takambofara rarara
Pasi rino zvarakazara nemiteyo, aaa ndoreva nzvimbo ino ine mutsiyo
Hapana akaonda pane vandaona

Everybody is smiling, smile, smile, smile
Nyemwerera kana kuzhinya smile, smile, smile
Nyemwerera smiling, smile, smile, smile
Kana kuzhinya smile, smile, smile (iweiwe imwimwi Mhizha)

Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
Munotimakisa imi apfanha imi

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:02.92] Well, well, smile, smile, smile
[00:09.38] Meno mazino pazhe, zvese nema-speaker
[00:12.79] Ndiri kutozvionerawo Ndandi vasvika, Ndandi vasvika
[00:16.50] Woyoyoyoi hey yeye ndinoti kwaziwai kwaziwai
[00:22.13] Kuona tasvika tokuzivai tokudai, mhanzi tokupai
[00:26.16] Sando ndaona chidhindo ndikaziva muri vemuno
[00:30.96] Apa vanhu vambosvika nekunwa, mafirimu achashutwa maihwe zangu
[00:35.80] Uyo mukuru waramba camera zvikahi handizi wezera
[00:39.72] Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
[00:45.88] Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
[00:51.08] Munotimakisa imi apfanha imi
[00:56.46] Nhasi kumbofara rarara (takafarisa)
[01:01.23] Asi ndinofunga kuti izvi zvinoda humbowo
[01:03.73] Tozoona musi nhamo yati tisvikewo kuti takambofara rarara
[01:11.55] Pasi rino zvarakazara nemiteyo, aaa ndoreva nzvimbo ino ine mutsiyo
[01:16.67] Hapana akaonda pane vandaona
[01:20.05] Everybody is smiling, smile, smile, smile
[01:24.79] Nyemwerera kana kuzhinya smile, smile, smile
[01:29.88] Nyemwerera smiling, smile, smile, smile
[01:35.63] Kana kuzhinya smile, smile, smile (iweiwe, imwimwi Mhizha)
[01:40.96] Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
[01:47.10] Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
[01:52.37] Munotimakisa imi apfanha imi
[01:57.78] Nhasi kumbofara rarara (takafarisa)
[02:00.01] (Ngriii) handina kupengeswa ini ndakwaniswa nemhanzi eeh
[02:06.97] Kwana kwana ini ndakwaniswa nemhanzi eehh
[02:11.00] Inziyo yafayisa, ini ndakwaniswa nemhanzi eehh
[02:16.95] Fire, fire ini ndakwaniswa nemhanzi eehh
[02:21.65] Everybody is smiling, smile, smile, smile
[02:26.15] Nyemwerera kana kuzhinya smile, smile, smile
[02:31.37] Nyemwerera smiling, smile, smile, smile
[02:37.17] Kana kuzhinya smile, smile, smile (iweiwe imwimwi)
[02:42.54] Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
[02:48.67] Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
[02:53.67] Munotimakisa imi apfanha imi
[02:59.18] Nhasi kumbofara rarara (takafarisa)
[03:08.93] Vamu-dresser mu-Bachelor's, Vialee hiwe, hiwe
[03:18.23] Meno mazino pazhe zvese nema-speaker
[03:21.48] Ndiri kutozvionerawo Ndandi vasvika, Ndandi vasvika
[03:25.66] Woyoyoyoi hey yeye ndinoti kwaziwai kwaziwai
[03:31.02] Kuona tasvika tokuzivai tokudai, mhanzi tokupai
[03:35.17] Sando ndaona chidhindo ndikaziva muri vemuno
[03:39.72] Apa vanhu vambosvika nekunwa, mafirimu achashutwa maihwe zangu
[03:44.66] Uyo mukuru waramba camera kukahi handizi wezera
[03:48.80] Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
[03:54.77] Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
[04:00.03] Munotimakisa imi apfanha imi
[04:05.46] Nhasi kumbofara rarara (takafarisa)
[04:09.96] Asi ndinofunga kuti izvi zvinoda humbowo
[04:12.61] Tozoona musi nhamo yati tisvikewo kuti takambofara rarara
[04:20.59] Pasi rino zvarakazara nemiteyo, aaa ndoreva nzvimbo ino ine mutsiyo
[04:25.23] Hapana akaonda pane vandaona
[04:28.82] Everybody is smiling, smile, smile, smile
[04:33.87] Nyemwerera kana kuzhinya smile, smile, smile
[04:38.92] Nyemwerera smiling, smile, smile, smile
[04:44.74] Kana kuzhinya smile, smile, smile (iweiwe imwimwi Mhizha)
[04:49.84] Nyaya dzedu mozodzisevesa sadza kwenyu, sadza kwenyu
[04:56.33] Munotisekesa nevekwenyu vanoudza vekwedu
[05:01.59] Munotimakisa imi apfanha imi
[05:05.29]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings