Muripo
๐ต 1291 characters
โฑ๏ธ 7:13 duration
๐ ID: 16346940
๐ Lyrics
Maziso angu achatarisa kudenga
Ooo kwamuri Muponesi
Muchengeti wemweya wangu
Nenzeve dzangu dzichaterera kwamuri
Oooo mandiropafadza
Mamuri ndawana rwiyo
Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiye ndega
Ooo Ishe wangu
Nemoyo wangu uchatsvaga Imi
Moga
Ooo hapana chingatore
Nzvimbo yekuvepo kwenyu
Ishe mamuri ndawana
Zvose zvandoshuwira
Ooo kubva panguva ino
Ndaziva muripo
Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiye ndega
Ooo Ishe wangu
Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandida
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandipa
Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandipa
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichenesa
Mandida
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichenesa
Mandipa
Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandipa
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandida
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandipa
Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuna kundisiya, hamuna kundisiya
Hamuna kundisiya ndega
Pakufara pakuchema
Ishe muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiya ndega
Ooo Ishe
Ooo Ishe wangu
Muripo
Ooo kwamuri Muponesi
Muchengeti wemweya wangu
Nenzeve dzangu dzichaterera kwamuri
Oooo mandiropafadza
Mamuri ndawana rwiyo
Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiye ndega
Ooo Ishe wangu
Nemoyo wangu uchatsvaga Imi
Moga
Ooo hapana chingatore
Nzvimbo yekuvepo kwenyu
Ishe mamuri ndawana
Zvose zvandoshuwira
Ooo kubva panguva ino
Ndaziva muripo
Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiye ndega
Ooo Ishe wangu
Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandida
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandipa
Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandipa
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichenesa
Mandida
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichenesa
Mandipa
Mandizodza
Manditungamira
Mandichengeta
Mandipa
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandida
Mandisimudzira
Kundiropafadza
Mandichengeta
Mandipa
Pakufara nepakuchema muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuna kundisiya, hamuna kundisiya
Hamuna kundisiya ndega
Pakufara pakuchema
Ishe muripo
Hamuna kundisiya ndega
Ooo Ishe wangu
Ndichamira ndichiziva muripo
Hamuzombondisiya ndega
Ooo Ishe
Ooo Ishe wangu
Muripo
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:12.49] Maziso angu achatarisa kudenga
[00:25.68] Ooo kwamuri Muponesi
[00:30.72] Muchengeti wemweya wangu
[00:39.22] Nenzeve dzangu dzichaterera kwamuri
[00:49.18] Oooo mandiropafadza
[00:55.08] Mamuri ndawana rwiyo
[01:02.40] Pakufara nepakuchema muripo
[01:13.91] Hamuna kundisiya ndega
[01:20.06] Ooo Ishe wangu
[01:29.13] Ndichamira ndichiziva muripo
[01:38.96] Hamuzombondisiye ndega
[01:45.02] Ooo Ishe wangu
[01:53.85] Nemoyo wangu uchatsvaga Imi
[02:00.65] Moga
[02:03.48] Ooo hapana chingatore
[02:07.97] Nzvimbo yekuvepo kwenyu
[02:18.16] Ishe mamuri ndawana
[02:23.18] Zvose zvandoshuwira
[02:27.06] Ooo kubva panguva ino
[02:31.82] Ndaziva muripo
[02:42.12] Pakufara nepakuchema muripo
[02:51.55] Hamuna kundisiya ndega
[02:57.64] Ooo Ishe wangu
[03:06.58] Ndichamira ndichiziva muripo
[03:15.95] Hamuzombondisiye ndega
[03:23.69] Ooo Ishe wangu
[03:31.22] Mandizodza
[03:34.88] Manditungamira
[03:38.23] Mandichengeta
[03:40.98] Mandida
[03:44.25] Mandisimudzira
[03:47.23] Kundiropafadza
[03:50.27] Mandichengeta
[03:53.17] Mandipa
[03:56.45] Mandizodza
[03:59.16] Manditungamira
[04:02.46] Mandichengeta
[04:05.45] Mandipa
[04:07.96] Mandisimudzira
[04:11.52] Kundiropafadza
[04:14.89] Mandichenesa
[04:17.43] Mandida
[04:19.95] Mandisimudzira
[04:24.04] Kundiropafadza
[04:27.08] Mandichenesa
[04:29.53] Mandipa
[04:32.22] Mandizodza
[04:35.54] Manditungamira
[04:39.00] Mandichengeta
[04:41.89] Mandipa
[04:44.57] Mandisimudzira
[04:48.32] Kundiropafadza
[04:51.33] Mandichengeta
[04:54.12] Mandida
[04:56.51] Mandisimudzira
[05:00.49] Kundiropafadza
[05:03.71] Mandichengeta
[05:06.23] Mandipa
[05:08.97] Pakufara nepakuchema muripo
[05:18.56] Hamuna kundisiya ndega
[05:23.22] Ooo Ishe wangu
[05:30.62] Ndichamira ndichiziva muripo
[05:42.48] Hamuna kundisiya, hamuna kundisiya
[05:48.79] Hamuna kundisiya ndega
[05:57.60] Pakufara pakuchema
[06:03.43] Ishe muripo
[06:06.56] Hamuna kundisiya ndega
[06:12.46] Ooo Ishe wangu
[06:21.99] Ndichamira ndichiziva muripo
[06:29.92] Hamuzombondisiya ndega
[06:37.48] Ooo Ishe
[06:45.18] Ooo Ishe wangu
[06:52.06] Muripo
[06:58.63]
[00:25.68] Ooo kwamuri Muponesi
[00:30.72] Muchengeti wemweya wangu
[00:39.22] Nenzeve dzangu dzichaterera kwamuri
[00:49.18] Oooo mandiropafadza
[00:55.08] Mamuri ndawana rwiyo
[01:02.40] Pakufara nepakuchema muripo
[01:13.91] Hamuna kundisiya ndega
[01:20.06] Ooo Ishe wangu
[01:29.13] Ndichamira ndichiziva muripo
[01:38.96] Hamuzombondisiye ndega
[01:45.02] Ooo Ishe wangu
[01:53.85] Nemoyo wangu uchatsvaga Imi
[02:00.65] Moga
[02:03.48] Ooo hapana chingatore
[02:07.97] Nzvimbo yekuvepo kwenyu
[02:18.16] Ishe mamuri ndawana
[02:23.18] Zvose zvandoshuwira
[02:27.06] Ooo kubva panguva ino
[02:31.82] Ndaziva muripo
[02:42.12] Pakufara nepakuchema muripo
[02:51.55] Hamuna kundisiya ndega
[02:57.64] Ooo Ishe wangu
[03:06.58] Ndichamira ndichiziva muripo
[03:15.95] Hamuzombondisiye ndega
[03:23.69] Ooo Ishe wangu
[03:31.22] Mandizodza
[03:34.88] Manditungamira
[03:38.23] Mandichengeta
[03:40.98] Mandida
[03:44.25] Mandisimudzira
[03:47.23] Kundiropafadza
[03:50.27] Mandichengeta
[03:53.17] Mandipa
[03:56.45] Mandizodza
[03:59.16] Manditungamira
[04:02.46] Mandichengeta
[04:05.45] Mandipa
[04:07.96] Mandisimudzira
[04:11.52] Kundiropafadza
[04:14.89] Mandichenesa
[04:17.43] Mandida
[04:19.95] Mandisimudzira
[04:24.04] Kundiropafadza
[04:27.08] Mandichenesa
[04:29.53] Mandipa
[04:32.22] Mandizodza
[04:35.54] Manditungamira
[04:39.00] Mandichengeta
[04:41.89] Mandipa
[04:44.57] Mandisimudzira
[04:48.32] Kundiropafadza
[04:51.33] Mandichengeta
[04:54.12] Mandida
[04:56.51] Mandisimudzira
[05:00.49] Kundiropafadza
[05:03.71] Mandichengeta
[05:06.23] Mandipa
[05:08.97] Pakufara nepakuchema muripo
[05:18.56] Hamuna kundisiya ndega
[05:23.22] Ooo Ishe wangu
[05:30.62] Ndichamira ndichiziva muripo
[05:42.48] Hamuna kundisiya, hamuna kundisiya
[05:48.79] Hamuna kundisiya ndega
[05:57.60] Pakufara pakuchema
[06:03.43] Ishe muripo
[06:06.56] Hamuna kundisiya ndega
[06:12.46] Ooo Ishe wangu
[06:21.99] Ndichamira ndichiziva muripo
[06:29.92] Hamuzombondisiya ndega
[06:37.48] Ooo Ishe
[06:45.18] Ooo Ishe wangu
[06:52.06] Muripo
[06:58.63]