Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Josefa

๐Ÿ‘ค Mechanic Manyeruke and The Puritants โ€ข ๐ŸŽผ The Very Best Of โ€ข โฑ๏ธ 5:17
๐ŸŽต 1480 characters
โฑ๏ธ 5:17 duration
๐Ÿ†” ID: 16347070

๐Ÿ“œ Lyrics

Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa
Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa
Ndiani angaite izvi Mambo?
Ndiani angaite izvi Tenzi?
Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho

Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa
Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa
Ndiani angaite izvi woo?
Ndiani angaite izvi Mambo?
Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho

Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo
Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo
Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?

Wakanditemndera kubata zvose, nokuchengeta vashandi
Wakanditemndera kubata zvose, nokuchengeta vashandi
Wakandirambidza imimi, nokuti muri mukadzi wake
Wakandirambidza imimi, nokuti muri mukadzi wake

Vamwe vakatadza kuparidza nokuda kwenyaya iyi varume
Vamwe vakatadza kuparidza nokuda kwenyaya iyi varume
Ndiani angaite izvi Mambo?
Ndiani angaite izvi Tenzi?
Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho

Wakamushevedza mukadzi waPotifa, "Huya, huya urare neniwo"
Ndiyani wakaita saiye?
Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?
Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho

Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo
Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo
Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?
Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:24.15] Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa
[00:29.81] Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa
[00:35.63] Ndiani angaite izvi Mambo?
[00:38.41] Ndiani angaite izvi Tenzi?
[00:41.37] Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho
[00:47.42]
[00:52.69] Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa
[00:58.49] Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa
[01:04.19] Ndiani angaite izvi woo?
[01:06.92] Ndiani angaite izvi Mambo?
[01:10.04] Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho
[01:16.91]
[01:33.08] Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo
[01:38.55] Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo
[01:44.34] Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?
[01:50.00] Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?
[01:55.89] Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho
[02:02.98]
[02:18.72] Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?
[02:24.68] Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?
[02:30.45] Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho
[02:36.43] Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho
[02:42.78]
[02:53.21] Wakanditemndera kubata zvose, nokuchengeta vashandi
[02:58.82] Wakanditemndera kubata zvose, nokuchengeta vashandi
[03:04.79] Wakandirambidza imimi, nokuti muri mukadzi wake
[03:16.27] Wakandirambidza imimi, nokuti muri mukadzi wake
[03:27.55] Vamwe vakatadza kuparidza nokuda kwenyaya iyi varume
[03:33.44] Vamwe vakatadza kuparidza nokuda kwenyaya iyi varume
[03:39.21] Ndiani angaite izvi Mambo?
[03:42.05] Ndiani angaite izvi Tenzi?
[03:44.70] Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho
[03:51.91]
[04:19.38] Wakamushevedza mukadzi waPotifa, "Huya, huya urare neniwo"
[04:27.96] Ndiyani wakaita saiye?
[04:30.78] Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?
[04:36.64] Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho
[04:48.08] Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo
[04:53.73] Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo
[04:59.55] Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?
[05:05.36] Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho
[05:17.41]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings