Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Varume Davirai

๐Ÿ‘ค Machanic Manyeruke and The Puritants โ€ข ๐ŸŽผ Ari Mandiri Jesu โ€ข โฑ๏ธ 5:12
๐ŸŽต 1523 characters
โฑ๏ธ 5:12 duration
๐Ÿ†” ID: 16347104

๐Ÿ“œ Lyrics

Varume
Varume
Varume
Varume
Varume davirai kuna Mwari muve vatungamiri vakanaka
Varume davirai kuna Mwari muve vatungamiri vakanaka
Varume davirai kuna Mwari muve vatungamiri vakanaka hoo
Hallelujah
Hallelujah
Hallelujah hoo
Hallelujah
Hallelujah
Varume davirai kuna Mwari muve vatungamiri vamangwana
Varume davirai kuna Mwarivo muve vatungamiri vakanaka

Varume davirai kuna Mwarivo muve vatungamiri vakanakaw
Hallelujah
Hallelujah
Hallelujah hoo
Hallelujah
Hallelujah
Mose mukadavira mukaziva kuti Mwari ndiani pakati penyu
Vese vanotungamirira vachava vatungamiriri vakanaka
Hatidi kuverenga vanhu mumapepa asi tinoda
kuti tiverenge neruda muvazhinji mukushanda
Dairai kuna Mwari kuti akuitirei zvakanaka
Varume davirai kuna Mwari muve vatungamiri vakanaka
Varume davirai kuna Mwari wenyu muve vatungamiri vakanaka
Varume zivai Mwari wenyu muve vatungamiri vamangwana
Varume zivai Mwari wenyu muve vatungamiri vakanaka hoo
Hallelujah
Hallelujah
Hallelujah hoo
Varume
Varume
Varume
Varume
Varume davirai kuna Mwari wenyu muve vatungamiri vakanaka hoo
Hallelujah
Hallelujah
Hallelujah hoo
Ndiri kutaura nenyaya yevarume nekuti ndivo vatungamiri mumabasa
Ndivo vatungamiri kuzvinhu zvakawanda
Asi vamwe tinovaverenga mumapepa vatadzira Mwari

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings