Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mai Vangu Baba Vangu

๐Ÿ‘ค Shingisai โ€ข ๐ŸŽผ Tatenda Taona โ€ข โฑ๏ธ 5:05
๐ŸŽต 792 characters
โฑ๏ธ 5:05 duration
๐Ÿ†” ID: 16358669

๐Ÿ“œ Lyrics

Ndoitora nguva ino
Yekuti ndikutendei
Ndokutendai naMai
Ivo Mai makandipa
Ndaiwana nguva zvino
Yekuti ndikutendei
Ndokutendai naMai
Mai Vangumakandipa
NdivoMai Vangu chete
Kundiranga kundirera
Kuti ndigobudirira
Nhasi uno ndiri pano
Zuva riye vakanditi
Usasiye Mwari wako
Munamate nguva dzose
Usabva panzira dzake
Mai Vangu
Mai vangu
Mai Vangu
Mai Vangu
Mai vangu
Mai vangu
Mai Vangu
Makandipa
Mai Vangu
Mai vangu
Mai Vangu
Mai Vangu
Mai vangu
Mai vangu
Mai Vangu
Makandipa
Ndoitora nguva ino
Yekuti ndikutendei
Ndokutendei naBaba
Ivo Baba makandipa
Ndoitora nguva zvino
Yekuti ndikutendei
Ndokutendai naBaba
Baba Vangu makandipa
Ndivo Baba Vangu chete
Kurudziro yavo ndiyo
Kuti ugobudirira
Shandisawo pfungwa dzako
Zuva riye vakanditi
Usafurirwa nenyika
Verenga mazuva ako
Uzova vakachenjera

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings