Fara Zvakadaro
๐ต 514 characters
โฑ๏ธ 5:15 duration
๐ ID: 16358830
๐ Lyrics
Munda ukasabereka kudya
Mbeu ikasatungira ruva
Mombe dzikashaikwa mumatanga
Mbudzi dzikapera
Makwai aparara
Nyangwe zvakadaro ndichafara
Kwazvo
Ndichava nemufaro munaMwari
Mufaro waShe wedu
Ndiro simba redu zvakadaro tichangofara
Mufaro waShe wedu
Ndiro simba redu zvakadaro tichangofara (zvakadaro)
Munda ukasabereka kudya
Mbeu ikasatungira ruva
Mombe dzikashaikwa mumatanga
Mbudzi dzikapera
Makwai aparara
Nyangwe zvakadaro ndichafara chete (ndichangofara, zvakadaro)
Fara zvakadaro ndati Fara (Ndiro simba redu)

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:23.31] Munda ukasabereka kudya
[00:28.38] Mbeu ikasatungira ruva
[00:33.57] Mombe dzikashaikwa mumatanga
[00:37.49] Mbudzi dzikapera
[00:39.51] Makwai aparara
[00:43.50] Nyangwe zvakadaro ndichafara
[00:47.32] Kwazvo
[00:48.69] Ndichava nemufaro munaMwari
[00:53.66] Mufaro waShe wedu
[00:55.92] Ndiro simba redu zvakadaro tichangofara
[01:03.83] Mufaro waShe wedu
[01:06.25] Ndiro simba redu zvakadaro tichangofara (zvakadaro)
[01:23.80] Munda ukasabereka kudya
[01:29.11] Mbeu ikasatungira ruva
[01:34.04] Mombe dzikashaikwa mumatanga
[01:37.70] Mbudzi dzikapera
[01:40.34] Makwai aparara
[01:45.12] Nyangwe zvakadaro ndichafara chete (ndichangofara, zvakadaro)
[02:15.48] Fara zvakadaro ndati Fara (Ndiro simba redu)
[05:15.81]