Home 🎬 Bollywood 🎵 Pakistani 🎤 English Pop

Chengetai

👤 Oliver “Tuku” Mtukudzi 🎼 Greatest Hits: The Tuku Years ⏱️ 3:54
🎵 831 characters
⏱️ 3:54 duration
🆔 ID: 16688757

📜 Lyrics

Chengetai mai nababa
Chengetai mai nababa vayaka
Chengetai mai nababa
(Chengetai mai nababa)
Chengetai mai nababa vayaka
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Ndokutsanya pagwirikwiti ukararama wani
(Chengetai mai nababa)

Chengetai mai nababa
(Chengetai mai nababa)
Chengetai mai nababa vayaka
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)

Chido chaMwari kuvanavo
Chido chaMwari kuvanavo
Chido chaMwari kuvanavo
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)

Vakakubvumbamira muhondo iwe
Ndokukubvumbamira pahondo

Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)

⏱️ Synced Lyrics

[00:27.67] Chengetai mai nababa
[00:38.71] Chengetai mai nababa vayaka
[00:49.78] Chengetai mai nababa
[00:52.65] (Chengetai mai nababa)
[00:55.21] Chengetai mai nababa vayaka
[00:57.93] (Chengetai mai nababa)
[01:00.71] Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
[01:03.67] (Chengetai mai nababa)
[01:06.10] Ndokutsanya pagwirikwiti ukararama wani
[01:09.39] (Chengetai mai nababa)
[01:13.01]
[01:28.49] Chengetai mai nababa
[01:31.22] (Chengetai mai nababa)
[01:33.73] Chengetai mai nababa vayaka
[01:36.68] (Chengetai mai nababa)
[01:39.25] Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
[01:42.04] (Chengetai mai nababa)
[01:44.60] Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
[01:47.99] (Chengetai mai nababa)
[01:50.18]
[02:17.62] Chido chaMwari kuvanavo
[02:23.08] Chido chaMwari kuvanavo
[02:28.45] Chido chaMwari kuvanavo
[02:33.72] Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
[02:37.21] (Chengetai mai nababa)
[02:39.32] Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
[02:42.30] (Chengetai mai nababa)
[02:45.07] Vakakubvumbamira muhondo iwe
[02:50.65] Ndokukubvumbamira pahondo
[02:56.04] Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
[02:59.11] (Chengetai mai nababa)
[03:01.45] Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
[03:04.30] (Chengetai mai nababa)
[03:08.18]

⭐ Rate These Lyrics

Average: 0.0/5 • 0 ratings