Chirege Chiyambuke
๐ต 1784 characters
โฑ๏ธ 3:51 duration
๐ ID: 16813765
๐ Lyrics
Makati chirege chiyambuke
Honde iya hoo
Hazvichadirika zvega (honde)
Honde iya hoo
Kwedu tinoda chirwirangwe (chirwirangwe)
Honde iya hoo
Kwedu hakuna ngoromera (honde)
Honde iya hoo
Ngwarira mhunza musha ine banga kumusana
Ine chiringa
Ngwarira mhunza musha ine pfumo kumusana
Ine chiringa
Haiwa toyangara, hatichanyura pakadzika
Tiri muchikepe
Haiwa kufunga mwana kubaya hura wamai
Tiri muchikepe
Ndarota mombe nhema yamuka iri chena
(Haiya heya, haiya heya hoo)
Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
(Haiya heya, haiya heya hoo)
Mavanzwa, mavanzwa kutaura
(Haiya heya, haiya heya hoo)
Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
(Haiya heya, haiya heya hoo)
Mavanzwa, mavanzwa kutaura
(Haiya heya, haiya heya hoo)
Haiwa ukamaiko ukama hunenge usahwira, ukamai?
Haiwa ukamai ukama hunenge usahwira, ukamai?
Haiwa kuvavarira, hama kusunga mbariro, tine tariro
Haiwa kuvavarira, hama kusunga mbariro, tine tariro
(Honde iya hoo) hmm tine tariro
Hazvichadirika zvega (honde) honde iya hoo
Handina zibundu handina, handina godo remoyo
Handi- (handina) handina (zibundu handina)
Handi- (handina) handina (godo remoyo)
Handi- (handina) handina (zibundu handina)
Handi- (handina) handina (godo remoyo)
Handi- (handina) handina (zibundu handina)
Handi- (handina) handina (godo remoyo)
Handi-

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:19.64] Makati chirege chiyambuke
[00:22.61] Honde iya hoo
[00:25.86] Hazvichadirika zvega (honde)
[00:29.08] Honde iya hoo
[00:32.16] Kwedu tinoda chirwirangwe (chirwirangwe)
[00:35.19] Honde iya hoo
[00:38.47] Kwedu hakuna ngoromera (honde)
[00:41.25] Honde iya hoo
[00:42.98] Ngwarira mhunza musha ine banga kumusana
[00:46.44] Ine chiringa
[00:49.12] Ngwarira mhunza musha ine pfumo kumusana
[00:52.72] Ine chiringa
[00:55.48] Haiwa toyangara, hatichanyura pakadzika
[00:59.27] Tiri muchikepe
[01:01.64] Haiwa kufunga mwana kubaya hura wamai
[01:05.16] Tiri muchikepe
[01:07.75] Ndarota mombe nhema yamuka iri chena
[01:11.14] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:14.00] Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
[01:17.46] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:20.41] Mavanzwa, mavanzwa kutaura
[01:23.47] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:26.73] Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
[01:29.88] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:32.71] Mavanzwa, mavanzwa kutaura
[01:36.04] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:38.92] Haiwa ukamaiko ukama hunenge usahwira, ukamai?
[01:45.31] Haiwa ukamai ukama hunenge usahwira, ukamai?
[01:51.56] Haiwa kuvavarira, hama kusunga mbariro, tine tariro
[01:57.76] Haiwa kuvavarira, hama kusunga mbariro, tine tariro
[02:02.45] (Honde iya hoo) hmm tine tariro
[02:05.71] Hazvichadirika zvega (honde) honde iya hoo
[02:10.97] Handina zibundu handina, handina godo remoyo
[02:16.32] Handi- (handina) handina (zibundu handina)
[02:19.69] Handi- (handina) handina (godo remoyo)
[02:22.63] Handi- (handina) handina (zibundu handina)
[02:25.92] Handi- (handina) handina (godo remoyo)
[02:29.17] Handi- (handina) handina (zibundu handina)
[02:32.09] Handi- (handina) handina (godo remoyo)
[02:35.10] Handi-
[02:36.33]
[02:49.31] Makati chirege chiyambuke
[02:52.22] Honde iya hoo
[02:55.42] Hazvichadirika zvega (honde)
[02:58.50] Honde iya hoo
[03:01.69] Kwedu tinoda chirwirangwe (chirwirangwe)
[03:04.76] Honde iya hoo
[03:07.96] Kwedu hakuna ngoromera (honde)
[03:11.04] Honde iya hoo
[03:12.51] Ndarota mombe nhema yamuka iri chena
[03:15.87] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:18.81] Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
[03:21.82] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:25.14] Mavanzwa, mavanzwa kutaura
[03:28.14] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:31.21] Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
[03:34.35] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:37.68] Mavanzwa, mavanzwa kutaura
[03:40.63] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:44.06]