Ngatimukudzei Mwari (Live)
๐ต 497 characters
โฑ๏ธ 5:54 duration
๐ ID: 17451556
๐ Lyrics
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Anorayira zuva rivhenekere nyika
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Zvinhu zvose zvipenyu zvinochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Vanhu vose vapenyu vanochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Anorayira zuva rivhenekere nyika
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Zvinhu zvose zvipenyu zvinochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Vanhu vose vapenyu vanochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu