Wangu Chaiye
๐ต 1405 characters
โฑ๏ธ 2:49 duration
๐ ID: 17677895
๐ Lyrics
Ka nhai
Sta
Ndakazowana wangu chaiye
Hona kufitana
Hana dzedu dzakaroverana ka1
Zvikanonangana
Kusatenda huroyi shaa
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Kunenge kudada kwevarimugomo Kukandira varipasi mapfihwa
Kupindirana kwemoyo Zvinotofadzawo veruchiva
Handingambofare akaita low
Coz handingambowane mumwe akaita soo
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Ooh
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Aiwa tino danana
Danana
Danana
Ehe tinodanana
Danana
Danana
Tinodanana
Danana
Danana
Mufunge tinodanana
Danana
Danana
Ukazviwanira wako
Hazvibvunzwe ufunge
Kana pachako
Haudzigwe kuti umufunge
Ende rudo soo
Rukakubvuma haungazombode
Rudo ibofu
Dzimwe nguva unonyura usingambozvifungire
Ngarisadoke usina kumuona
Mumwe wako
Akasafona iwewe fona
Ndorudo rwacho
Usaita busy for your lover
Pamwe pacho
Make it easy for your lover
Usazochona
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Ooh
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Aiwa tino danana
Danana
Danana
Ehe tinodanana
Danana
Danana
Tinodanana
Danana
Danana
Mufunge tinodanana
Danana
Danana
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Sta
Ndakazowana wangu chaiye
Hona kufitana
Hana dzedu dzakaroverana ka1
Zvikanonangana
Kusatenda huroyi shaa
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Kunenge kudada kwevarimugomo Kukandira varipasi mapfihwa
Kupindirana kwemoyo Zvinotofadzawo veruchiva
Handingambofare akaita low
Coz handingambowane mumwe akaita soo
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Ooh
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Aiwa tino danana
Danana
Danana
Ehe tinodanana
Danana
Danana
Tinodanana
Danana
Danana
Mufunge tinodanana
Danana
Danana
Ukazviwanira wako
Hazvibvunzwe ufunge
Kana pachako
Haudzigwe kuti umufunge
Ende rudo soo
Rukakubvuma haungazombode
Rudo ibofu
Dzimwe nguva unonyura usingambozvifungire
Ngarisadoke usina kumuona
Mumwe wako
Akasafona iwewe fona
Ndorudo rwacho
Usaita busy for your lover
Pamwe pacho
Make it easy for your lover
Usazochona
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Ooh
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Aiwa tino danana
Danana
Danana
Ehe tinodanana
Danana
Danana
Tinodanana
Danana
Danana
Mufunge tinodanana
Danana
Danana
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:08.66] Ka nhai
[00:10.70] Sta
[00:12.17] Ndakazowana wangu chaiye
[00:14.23] Hona kufitana
[00:15.30] Hana dzedu dzakaroverana ka1
[00:17.47] Zvikanonangana
[00:18.65] Kusatenda huroyi shaa
[00:20.22] Babe wangu anondida
[00:21.90] Kusatenda huroyi
[00:23.55] Babe wangu anondida shaa
[00:25.51] Kunenge kudada kwevarimugomo Kukandira varipasi mapfihwa
[00:29.27] Kupindirana kwemoyo Zvinotofadzawo veruchiva
[00:32.31] Handingambofare akaita low
[00:35.26] Coz handingambowane mumwe akaita soo
[00:39.08] Mazuvano
[00:40.89] Chakabvondoka mumoyo
[00:44.17] Ndakazviwanira munhu wangu bho
[00:47.30] Asinganditemese musoro
[00:50.93] Ooh
[00:51.81] Mazuvano
[00:53.81] Chakabvondoka mumoyo
[00:57.18] Ndakazviwanira munhu wangu bho
[01:00.30] Asinganditemese musoro
[01:04.05] Aiwa tino danana
[01:05.65] Danana
[01:06.45] Danana
[01:07.25] Ehe tinodanana
[01:08.88] Danana
[01:09.62] Danana
[01:11.02] Tinodanana
[01:12.13] Danana
[01:12.98] Danana
[01:13.73] Mufunge tinodanana
[01:15.30] Danana
[01:16.12] Danana
[01:16.93] Ukazviwanira wako
[01:19.08] Hazvibvunzwe ufunge
[01:20.77] Kana pachako
[01:21.95] Haudzigwe kuti umufunge
[01:23.99] Ende rudo soo
[01:25.03] Rukakubvuma haungazombode
[01:27.17] Rudo ibofu
[01:28.26] Dzimwe nguva unonyura usingambozvifungire
[01:30.75] Ngarisadoke usina kumuona
[01:32.43] Mumwe wako
[01:33.75] Akasafona iwewe fona
[01:35.44] Ndorudo rwacho
[01:37.00] Usaita busy for your lover
[01:39.06] Pamwe pacho
[01:40.27] Make it easy for your lover
[01:42.01] Usazochona
[01:43.88] Mazuvano
[01:45.75] Chakabvondoka mumoyo
[01:49.01] Ndakazviwanira munhu wangu bho
[01:52.23] Asinganditemese musoro
[01:55.81] Ooh
[01:56.77] Mazuvano
[01:58.89] Chakabvondoka mumoyo
[02:02.09] Ndakazviwanira munhu wangu bho
[02:05.29] Asinganditemese musoro
[02:08.82] Aiwa tino danana
[02:10.53] Danana
[02:11.28] Danana
[02:12.05] Ehe tinodanana
[02:13.74] Danana
[02:14.50] Danana
[02:15.89] Tinodanana
[02:17.02] Danana
[02:17.88] Danana
[02:18.65] Mufunge tinodanana
[02:20.22] Danana
[02:21.01] Danana
[02:28.22] Kusatenda huroyi
[02:30.19] Babe wangu anondida
[02:31.67] Kusatenda huroyi
[02:33.25] Babe wangu anondida shaa
[02:41.14] Kusatenda huroyi
[02:43.01] Babe wangu anondida
[02:44.65] Kusatenda huroyi
[02:46.20] Babe wangu anondida shaa
[02:47.78]
[00:10.70] Sta
[00:12.17] Ndakazowana wangu chaiye
[00:14.23] Hona kufitana
[00:15.30] Hana dzedu dzakaroverana ka1
[00:17.47] Zvikanonangana
[00:18.65] Kusatenda huroyi shaa
[00:20.22] Babe wangu anondida
[00:21.90] Kusatenda huroyi
[00:23.55] Babe wangu anondida shaa
[00:25.51] Kunenge kudada kwevarimugomo Kukandira varipasi mapfihwa
[00:29.27] Kupindirana kwemoyo Zvinotofadzawo veruchiva
[00:32.31] Handingambofare akaita low
[00:35.26] Coz handingambowane mumwe akaita soo
[00:39.08] Mazuvano
[00:40.89] Chakabvondoka mumoyo
[00:44.17] Ndakazviwanira munhu wangu bho
[00:47.30] Asinganditemese musoro
[00:50.93] Ooh
[00:51.81] Mazuvano
[00:53.81] Chakabvondoka mumoyo
[00:57.18] Ndakazviwanira munhu wangu bho
[01:00.30] Asinganditemese musoro
[01:04.05] Aiwa tino danana
[01:05.65] Danana
[01:06.45] Danana
[01:07.25] Ehe tinodanana
[01:08.88] Danana
[01:09.62] Danana
[01:11.02] Tinodanana
[01:12.13] Danana
[01:12.98] Danana
[01:13.73] Mufunge tinodanana
[01:15.30] Danana
[01:16.12] Danana
[01:16.93] Ukazviwanira wako
[01:19.08] Hazvibvunzwe ufunge
[01:20.77] Kana pachako
[01:21.95] Haudzigwe kuti umufunge
[01:23.99] Ende rudo soo
[01:25.03] Rukakubvuma haungazombode
[01:27.17] Rudo ibofu
[01:28.26] Dzimwe nguva unonyura usingambozvifungire
[01:30.75] Ngarisadoke usina kumuona
[01:32.43] Mumwe wako
[01:33.75] Akasafona iwewe fona
[01:35.44] Ndorudo rwacho
[01:37.00] Usaita busy for your lover
[01:39.06] Pamwe pacho
[01:40.27] Make it easy for your lover
[01:42.01] Usazochona
[01:43.88] Mazuvano
[01:45.75] Chakabvondoka mumoyo
[01:49.01] Ndakazviwanira munhu wangu bho
[01:52.23] Asinganditemese musoro
[01:55.81] Ooh
[01:56.77] Mazuvano
[01:58.89] Chakabvondoka mumoyo
[02:02.09] Ndakazviwanira munhu wangu bho
[02:05.29] Asinganditemese musoro
[02:08.82] Aiwa tino danana
[02:10.53] Danana
[02:11.28] Danana
[02:12.05] Ehe tinodanana
[02:13.74] Danana
[02:14.50] Danana
[02:15.89] Tinodanana
[02:17.02] Danana
[02:17.88] Danana
[02:18.65] Mufunge tinodanana
[02:20.22] Danana
[02:21.01] Danana
[02:28.22] Kusatenda huroyi
[02:30.19] Babe wangu anondida
[02:31.67] Kusatenda huroyi
[02:33.25] Babe wangu anondida shaa
[02:41.14] Kusatenda huroyi
[02:43.01] Babe wangu anondida
[02:44.65] Kusatenda huroyi
[02:46.20] Babe wangu anondida shaa
[02:47.78]