Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Hama

๐Ÿ‘ค Blessing Shumba โ€ข ๐ŸŽผ Ndi Mwari โ€ข โฑ๏ธ 5:32
๐ŸŽต 1902 characters
โฑ๏ธ 5:32 duration
๐Ÿ†” ID: 18101593

๐Ÿ“œ Lyrics

Ndidzo hama dzatinadzo, shamwari dzerwendo
Dzine rudo rwazondishamisa Mwari wangu
Idzi ndidzo hama dzatinadzo, shamwari dzerwendo
Dzine rudo rwazondishamisa Mwari wangu
Makati chemai navanochema ava vari kuchema nesu
Makati chemai navanochema saka vari kuchema nesu
Kana zvinorema zvichiuya ava vanotiyamura isu
Moyo yedu yadzimbikana vanotinyaradza isu

Kuzungaira kupi nokupi vanomira nesu
Patinotambura kwazvo kwazvo vanotiyamura isu
Kuchema kwose kwose vanotinyaradza isu
Ndidzo hama dzatinadzo dzokutenda
Dzine rudo rwazondishamisa Mwari wangu

Makati rudo pakati pedu rurikupfuta rudo
Patinorasika padzidziso vanotidzora isu
Patinotambura kwazvo kwazvo vanomira nesu
Saka ndidzo hama dzatinadzo
Hama dzokutenda dzine rudo rwazondishamisa Mwari wangu

Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo
(Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo)
Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare
(Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare)
Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo
(Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo)
Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare
(Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare)

Kana zvinorema zvichiuya, moyo yodzimbikana
Pashayiwa simba kwazvo, hama dzangu ngatibate pamwe
Muzvose zvinonetsa, nhamo kana rugare
Imi hama dzangu, hama ndapota ngatibate pamwe
Kana zvinorema zvichiuya, moyo yodzimbikana
Toshayiwa simba kwazvo, hama dzangu ngatibate pamwe
Muzvose zvinonetsa, nhamo kana rugare
Imi hama dzangu, hama ndapota ngatibate pamwe

Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo
(Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo)
Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare
(Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare)
Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo
(Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo)
Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare
(Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:22.06] Ndidzo hama dzatinadzo, shamwari dzerwendo
[00:26.50] Dzine rudo rwazondishamisa Mwari wangu
[00:31.17] Idzi ndidzo hama dzatinadzo, shamwari dzerwendo
[00:36.18] Dzine rudo rwazondishamisa Mwari wangu
[00:40.91] Makati chemai navanochema ava vari kuchema nesu
[00:45.87] Makati chemai navanochema saka vari kuchema nesu
[00:50.60] Kana zvinorema zvichiuya ava vanotiyamura isu
[00:55.45] Moyo yedu yadzimbikana vanotinyaradza isu
[01:05.04] Kuzungaira kupi nokupi vanomira nesu
[01:09.85] Patinotambura kwazvo kwazvo vanotiyamura isu
[01:14.97] Kuchema kwose kwose vanotinyaradza isu
[01:19.57] Ndidzo hama dzatinadzo dzokutenda
[01:24.04] Dzine rudo rwazondishamisa Mwari wangu
[01:33.97] Makati rudo pakati pedu rurikupfuta rudo
[01:38.57] Patinorasika padzidziso vanotidzora isu
[01:43.48] Patinotambura kwazvo kwazvo vanomira nesu
[01:47.73] Saka ndidzo hama dzatinadzo
[01:51.43] Hama dzokutenda dzine rudo rwazondishamisa Mwari wangu
[02:02.98] Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo
[02:03.46] (Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo)
[02:07.72] Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare
[02:08.37] (Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare)
[02:22.12] Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo
[02:22.46] (Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo)
[02:26.91] Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare
[02:27.27] (Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare)
[02:31.54]
[02:55.93] Kana zvinorema zvichiuya, moyo yodzimbikana
[03:00.76] Pashayiwa simba kwazvo, hama dzangu ngatibate pamwe
[03:10.36] Muzvose zvinonetsa, nhamo kana rugare
[03:14.81] Imi hama dzangu, hama ndapota ngatibate pamwe
[03:24.49] Kana zvinorema zvichiuya, moyo yodzimbikana
[03:29.23] Toshayiwa simba kwazvo, hama dzangu ngatibate pamwe
[03:39.02] Muzvose zvinonetsa, nhamo kana rugare
[03:44.17] Imi hama dzangu, hama ndapota ngatibate pamwe
[03:46.89]
[04:31.82] Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo
[04:32.33] (Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo)
[04:36.34] Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare
[04:36.74] (Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare)
[04:50.90] Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo
[04:51.19] (Tarira kunaka kwazvo nokufadza kwazvo)
[04:55.79] Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare
[04:55.96] (Kana hama dzichigara, hama dzichigara pamwechete norugare)
[05:10.56]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings