Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Chitekete

๐Ÿ‘ค Leonard Dembo โ€ข ๐ŸŽผ The Very Best Of Leonard Dembo โ€ข โฑ๏ธ 12:32
๐ŸŽต 1940 characters
โฑ๏ธ 12:32 duration
๐Ÿ†” ID: 18190956

๐Ÿ“œ Lyrics

Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari, zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete chamai nababa, pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete chamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
Pauri pane dandemutande, pane tsotso rinobaya, zvandisina shangu ndokutoraseiko?
Pauri pane dandemutande, pane tsotso rinobaya, zvandisina shangu ndokutoraseiko?
Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?
Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?
Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?
Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?
Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
Ave muroora wamai, muroora wamai
Ave muroora wamai, muroora wamai
Ave muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroo-

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[01:01.59] Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari, zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
[01:13.20]
[01:24.75] Honai ruva reChitekete chamai nababa, pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
[01:35.47]
[01:47.44] Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
[01:55.93]
[02:06.74] Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
[02:15.44]
[02:25.84] Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
[02:34.37]
[02:48.64] Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
[02:57.32]
[03:07.38] Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[03:16.78]
[03:26.24] Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[03:35.47]
[07:46.31] Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
[07:57.41]
[08:04.37] Honai ruva reChitekete chamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
[08:14.88]
[08:26.32] Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
[08:34.09]
[08:47.22] Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
[08:55.54]
[09:05.54] Pauri pane dandemutande, pane tsotso rinobaya, zvandisina shangu ndokutoraseiko?
[09:13.95]
[09:23.57] Pauri pane dandemutande, pane tsotso rinobaya, zvandisina shangu ndokutoraseiko?
[09:32.83]
[09:41.27] Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[09:49.32]
[10:02.70] Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[10:11.09]
[10:21.08] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?
[10:27.68]
[10:38.72] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?
[10:44.92]
[10:56.52] Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?
[11:03.25]
[11:14.18] Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?
[11:21.57]
[11:31.98] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
[11:38.50]
[11:49.80] Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
[11:56.30] Ave muroora wamai, muroora wamai
[11:59.76] Ave muroora wamai, muroora wamai
[12:03.53] Ave muroora wamai, muroora wamai
[12:07.16] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:10.72] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:14.35] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:17.55] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:21.18] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:24.77] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:28.36] Kudzai muroora wamai, muroora wamai
[12:31.77] Kudzai muroo-
[12:31.77]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings