Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Gogogoi

๐Ÿ‘ค Alick Macheso โ€ข ๐ŸŽผ Magariro โ€ข โฑ๏ธ 7:10
๐ŸŽต 996 characters
โฑ๏ธ 7:10 duration
๐Ÿ†” ID: 18213634

๐Ÿ“œ Lyrics

Gogogoi pamusha pano, ini ndigashireiwo
Mwana wenyu ndadzoka kubva kwandaiva ndiri kure

Gogogoi pamusha pano, ini ndigashireiwo
Mwana wenyu ndadzoka kubva kwandaiva ndiri kure

Ndaizviziva kuti hazvikufadzei imi
Zvizhinji kwazvo izvo zvainditadzisa

Ndaizviziva kuti hazvikufadzei imi
Zvizhinji kwazvo izvo zvainditadzisa

Basa rangu riye, tarirai zvandava nhasi
Mudzimai, vana ava pamwe nekuraramazve

Basa rangu riye, tarirai zvandava nhasi
Mudzimai, vana ava pamwe nekuraramazve

Maishora zvandaivaka, ndisati ndakura
Hezvo chero nemi vedzinza motozvifarirawo

Maishora zvandaivaka, ndisati ndakura
Hezvo chero nemi vedzinza motozvifarirawo

Imo mukuzvarwa zvinonzi unenge wakapfumbata
Zvipo zvekushanda, mabasa ekuzvibatsirawo

Imo mukuzvarwa zvinonzi unenge wakapfumbata
Zvipo zvekushanda, mabasa ekuzvibatsirawo

Changu chipo chakava chekufadza vamwe vabva kumabasa
Vakazorora nevamwe vanozvifarirawo

Changu chipo chakava chekufadza vamwe vabva kumabasa
Vakazorora nevamwe vanozvifarirawo

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:32.84] Gogogoi pamusha pano, ini ndigashireiwo
[00:36.86] Mwana wenyu ndadzoka kubva kwandaiva ndiri kure
[00:41.57]
[00:47.45] Gogogoi pamusha pano, ini ndigashireiwo
[00:51.49] Mwana wenyu ndadzoka kubva kwandaiva ndiri kure
[00:55.86]
[01:01.82] Ndaizviziva kuti hazvikufadzei imi
[01:05.66] Zvizhinji kwazvo izvo zvainditadzisa
[01:09.94]
[01:16.17] Ndaizviziva kuti hazvikufadzei imi
[01:19.76] Zvizhinji kwazvo izvo zvainditadzisa
[01:25.11]
[01:31.06] Basa rangu riye, tarirai zvandava nhasi
[01:34.60] Mudzimai, vana ava pamwe nekuraramazve
[01:39.65]
[01:45.37] Basa rangu riye, tarirai zvandava nhasi
[01:49.13] Mudzimai, vana ava pamwe nekuraramazve
[01:53.73]
[03:13.70] Maishora zvandaivaka, ndisati ndakura
[03:17.37] Hezvo chero nemi vedzinza motozvifarirawo
[03:24.45] Maishora zvandaivaka, ndisati ndakura
[03:28.02] Hezvo chero nemi vedzinza motozvifarirawo
[03:35.00] Imo mukuzvarwa zvinonzi unenge wakapfumbata
[03:38.45] Zvipo zvekushanda, mabasa ekuzvibatsirawo
[03:45.41] Imo mukuzvarwa zvinonzi unenge wakapfumbata
[03:48.97] Zvipo zvekushanda, mabasa ekuzvibatsirawo
[03:55.81] Changu chipo chakava chekufadza vamwe vabva kumabasa
[03:59.66] Vakazorora nevamwe vanozvifarirawo
[04:06.38] Changu chipo chakava chekufadza vamwe vabva kumabasa
[04:10.29] Vakazorora nevamwe vanozvifarirawo
[04:15.37]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings