Tamba Yangu Nditambe Yako
๐ต 1670 characters
โฑ๏ธ 7:51 duration
๐ ID: 18507522
๐ Lyrics
Shamwari ndine urombo, kuti ndikutaurire nezvenyaya iyi
Ndinotya kuti ungagumbuke

Uyo wawakadanana naye
Ndakadanana naye nyaya dzinondinakidza ndedzako iwe shamwari yangu

Honaka iwe shamwari
Tamba yangu hoo ini nditambe yako
Ini usambondityira
Honaka iwe shamwari
Tamba yangu hoo ini nditambe yako
Ini usambondityira bodo

Ini usambondityira kana
Honaka iwe shamwari
Tamba yangu hoo ini nditambe yako
Ini usambondityira nyangwe
Honaka here shamwari
Tamba yangu hoo ini nditambe yako
Ini usambondityira bodo
Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mumoyo
Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mupfungwa
Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa murudzi
Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mudzinza
Usapedzawo nguva shamwari
Kutaura nezvangu zvako uchazvironga riniko iwe?

Musiye shamwari akadarowo anezvinondinetsa mupfungwa
Ndati ndewangu kani Lucy ndewangu
Ndati ndewangu kani Lucy ndewangu
Ndati ndewangu kani mwana ndewangu
Ndati ndewangu kani mwana ndewangu
Ndati ndewangu kani mwana ndewangu
Usangotore ngozi

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:38.14] Shamwari ndine urombo, kuti ndikutaurire nezvenyaya iyi
[00:43.51] Ndinotya kuti ungagumbuke
[00:56.47] Shamwari ndine urombo, kuti ndikutaurire nezvenyaya iyi
[01:01.71] Ndinotya kuti ungagumbuke
[01:14.82] Uyo wawakadanana naye
[01:16.84] Ndakadanana naye nyaya dzinondinakidza ndedzako iwe shamwari yangu
[01:33.14] Uyo wawakadanana naye
[01:35.21] Ndakadanana naye nyaya dzinondinakidza ndedzako iwe shamwari yangu
[01:51.55] Honaka iwe shamwari
[01:53.28] Tamba yangu hoo ini nditambe yako
[01:56.53] Ini usambondityira
[02:09.36] Honaka iwe shamwari
[02:11.25] Tamba yangu hoo ini nditambe yako
[02:14.29] Ini usambondityira bodo
[03:21.62] Shamwari ndine urombo, kuti ndikutaurire nezvenyaya iyi
[03:26.86] Ndinotya kuti ungagumbuke
[03:39.67] Shamwari ndine urombo, kuti ndikutaurire nezvenyaya iyi
[03:44.75] Ndinotya kuti ungagumbuke
[03:54.06] Uyo wawakadanana naye
[03:55.70] Ndakadanana naye nyaya dzinondinakidza ndedzako iwe shamwari yangu
[04:08.57] Uyo wawakadanana naye
[04:10.13] Ndakadanana naye nyaya dzinondinakidza ndedzako iwe shamwari yangu
[04:26.41] Honaka iwe shamwari
[04:28.17] Tamba yangu hoo ini nditambe yako
[04:30.95] Ini usambondityira kana
[04:40.52] Honaka iwe shamwari
[04:42.40] Tamba yangu hoo ini nditambe yako
[04:45.95] Ini usambondityira nyangwe
[04:54.81] Honaka here shamwari
[04:57.07] Tamba yangu hoo ini nditambe yako
[04:59.71] Ini usambondityira bodo
[05:09.16] Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mumoyo
[05:23.19] Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mupfungwa
[05:37.69] Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa murudzi
[05:52.17] Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mudzinza
[06:09.80] Usapedzawo nguva shamwari
[06:11.93] Kutaura nezvangu zvako uchazvironga riniko iwe?
[06:27.71] Ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mumoyo
[06:42.21] Musiye shamwari akadarowo anezvinondinetsa mupfungwa
[06:51.88] Ndati ndewangu kani Lucy ndewangu
[06:54.90] Ndati ndewangu kani Lucy ndewangu
[06:58.25] Ndati ndewangu kani mwana ndewangu
[07:02.05] Ndati ndewangu kani mwana ndewangu
[07:05.75] Ndati ndewangu kani mwana ndewangu
[07:13.45] Usangotore ngozi
[07:44.68]