Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Dudzai

๐Ÿ‘ค Leonard Dembo โ€ข ๐ŸŽผ Singles Collection (Vol. 2) โ€ข โฑ๏ธ 10:05
๐ŸŽต 1021 characters
โฑ๏ธ 10:05 duration
๐Ÿ†” ID: 19314978

๐Ÿ“œ Lyrics

Dudzai mudiwa, kana usingachandida
Ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena
Dudzai mudiwa, kana usingachandida
Ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena

Nhoroondo dzako dzinondizvimbira
Nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa
Nhoroondo dzako dzinondizvimbira
Nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa

Unoudza Gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
Paidamoyo uchandiurayisa
Unoudza Gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
Paidamoyo uchandiurayisa

Rine manyanga hariputirwe
Rimwe zuva dhiya wangu, zvichabuda pachena

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:44.29] Dudzai mudiwa, kana usingachandida
[00:48.06] Ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena
[00:58.94] Dudzai mudiwa, kana usingachandida
[01:02.49] Ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena
[01:13.29] Nhoroondo dzako dzinondizvimbira
[01:16.63] Nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa
[01:27.40] Nhoroondo dzako dzinondizvimbira
[01:30.76] Nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa
[01:41.69] Unoudza Gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
[01:46.87] Paidamoyo uchandiurayisa
[01:55.89] Unoudza Gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
[02:01.04] Paidamoyo uchandiurayisa
[02:10.00] Rine manyanga hariputirwe
[02:13.72] Rimwe zuva dhiya wangu, zvichabuda pachena
[02:24.49] Rine manyanga hariputirwe
[02:28.01] Rimwe zuva dhiya wangu, zvichabuda pachena
[02:31.84]
[04:02.52] Dudzai mudiwa, kana usingachandida
[04:05.80] Ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena
[04:12.83] Dudzai mudiwa, kana usingachandida
[04:16.26] Ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena
[04:23.40] Nhoroondo dzako dzinondizvimbira
[04:26.62] Nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa
[04:34.03] Nhoroondo dzako dzinondizvimbira
[04:37.25] Nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa
[04:44.22] Unoudza Gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
[04:49.66] Paidamoyo uchandiurayisa
[04:52.10]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings