Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ndipeiwa zano

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Ziwere โ€ข โฑ๏ธ 7:09
๐ŸŽต 1734 characters
โฑ๏ธ 7:09 duration
๐Ÿ†” ID: 22702243

๐Ÿ“œ Lyrics

Hoye woye woye, hoye woye woyere mambo
Woyewe woye vakomana
Hee ah, hoo ah

Ndatadza kushiringinya, ndiri pamakumbo paamai
Kushaya mufaro ndakatsika rukuvhute rwaasekuru vangu
Ndoita ripi zano nhai vakomana kani?
Ndingaite ripi zano varume hoye hoyere mambo?

Woyewe woye
Woyewe woyere mambo
Woyewe woye vakomana
Ayiwa yiwa yiwa

Ndatadza kushiringinya, ndiri pamakumbo paamai
Kushaya mufaro ndakatsika rukuvhute rwaasekuru vangu
Ndoita ripi zano, nhai vasikana kani?
Ndingaite ripi zano pasi pano, vakomana ndashupika?
Ndipeiwo zano, hoye hoyere mambo

Chandakatadza chiiko, nhai Mwari wangu?
Chandinotadza ndachishaya, vakomana ndashupika
Ndoita ripi zano, ndiwane rugare ini
Ndingaite ripi zano varume, ndiwane rugare iwe
Ndipeiwo zano, hoye hoyere mambo

Chandakatadza chiiko, nhai baba?
Chandinotadza ndachishaya, vasikana ndatambura
Ndoita ripi zano, ndiwane rugare ini?
Ndingaite ripi zano varume, ndiwane rugare iwe?
Ndipeiwo zanowo, hoye hoyere mambo

Woyewe woye
Woye woyere mambo
Woyewe woye vakomana
Hee ah, hoo ah

Ndatadza kushiringinya, ndiri pamakumbo paamai
Kushaya mufaro ndakatsika rukuvhute rwaasekuru woye
Ndoita ripi zano, nhai vasikana kani?
Ndingaite ripi zano pasi pano, vakomana ndashupika?
Ndipeiwo zano, howe woyere mambo

Woyewe woye
Woyewe woye
Woyewe woye, vakomana
Ayiwa-yiwa-yiwa-yiwa-yiwa

Ndoita ripi zano?
Ndingaite ripi zano?
Ndipeiwo zano, hoye hoyere mambo

Chandandakatadza chiko, nhai Mwari wangu?
Chandinotadza ndachishaya, vakomana ndashupika
Ndoita ripi zano?
Ndingaite ripi zano pasi pano, vakomana ndatambura?
Ndipeiwo zano hoye hoyere mambo

Woyewe woye
Woyewe woye
Woyewe woye vakomana
Hee ah, hoo ah

Ndoita ripi zano, ayiwa-yiwa-yiwa-yiwa-yiwa?
Ndingaite ripi zano, hoye woyere mambo?

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:31.25] Hoye woye woye, hoye woye woyere mambo
[00:36.81] Woyewe woye vakomana
[00:39.77] Hee ah, hoo ah
[00:42.01] Ndatadza kushiringinya, ndiri pamakumbo paamai
[00:47.83] Kushaya mufaro ndakatsika rukuvhute rwaasekuru vangu
[00:53.34] Ndoita ripi zano nhai vakomana kani?
[00:58.65] Ndingaite ripi zano varume hoye hoyere mambo?
[01:04.04]
[01:15.42] Woyewe woye
[01:18.06] Woyewe woyere mambo
[01:20.89] Woyewe woye vakomana
[01:23.74] Ayiwa yiwa yiwa
[01:26.06] Ndatadza kushiringinya, ndiri pamakumbo paamai
[01:31.75] Kushaya mufaro ndakatsika rukuvhute rwaasekuru vangu
[01:37.30] Ndoita ripi zano, nhai vasikana kani?
[01:42.42] Ndingaite ripi zano pasi pano, vakomana ndashupika?
[01:48.36] Ndipeiwo zano, hoye hoyere mambo
[01:54.07]
[02:21.37] Chandakatadza chiiko, nhai Mwari wangu?
[02:27.06] Chandinotadza ndachishaya, vakomana ndashupika
[02:32.27] Ndoita ripi zano, ndiwane rugare ini
[02:37.51] Ndingaite ripi zano varume, ndiwane rugare iwe
[02:43.27] Ndipeiwo zano, hoye hoyere mambo
[02:59.54] Chandakatadza chiiko, nhai baba?
[03:05.01] Chandinotadza ndachishaya, vasikana ndatambura
[03:10.67] Ndoita ripi zano, ndiwane rugare ini?
[03:15.96] Ndingaite ripi zano varume, ndiwane rugare iwe?
[03:21.72] Ndipeiwo zanowo, hoye hoyere mambo
[03:27.13]
[03:54.81] Woyewe woye
[03:57.45] Woye woyere mambo
[04:00.31] Woyewe woye vakomana
[04:03.08] Hee ah, hoo ah
[04:05.31] Ndatadza kushiringinya, ndiri pamakumbo paamai
[04:10.97] Kushaya mufaro ndakatsika rukuvhute rwaasekuru woye
[04:16.49] Ndoita ripi zano, nhai vasikana kani?
[04:21.89] Ndingaite ripi zano pasi pano, vakomana ndashupika?
[04:27.37] Ndipeiwo zano, howe woyere mambo
[04:32.81] Woyewe woye
[04:35.53] Woyewe woye
[04:38.02] Woyewe woye, vakomana
[04:40.62] Ayiwa-yiwa-yiwa-yiwa-yiwa
[04:43.79] Ndoita ripi zano?
[04:49.00] Ndingaite ripi zano?
[04:54.36] Ndipeiwo zano, hoye hoyere mambo
[05:00.38]
[06:00.25] Chandandakatadza chiko, nhai Mwari wangu?
[06:05.75] Chandinotadza ndachishaya, vakomana ndashupika
[06:11.16] Ndoita ripi zano?
[06:16.39] Ndingaite ripi zano pasi pano, vakomana ndatambura?
[06:22.12] Ndipeiwo zano hoye hoyere mambo
[06:27.73] Woyewe woye
[06:30.43] Woyewe woye
[06:33.09] Woyewe woye vakomana
[06:35.74] Hee ah, hoo ah
[06:38.60] Ndoita ripi zano, ayiwa-yiwa-yiwa-yiwa-yiwa?
[06:43.92] Ndingaite ripi zano, hoye woyere mambo?
[06:49.53]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings