Ndine Mubvanzo
๐ต 1052 characters
โฑ๏ธ 5:40 duration
๐ ID: 23477529
๐ Lyrics
Ndinoti seiko, seiko Mwari nhai?
Nhai Mwari seiko, seiko Mwari iwe?
Kwandiri seiko?
Ndinoti seiko, seiko Mwari nhai?
Nhai Mwari seiko, seiko Mwari iwe?
Kwandiri seiko, seiko baba haa?
Ndine mubvunzo mumwechete Mwari undiudze
Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
Saka ndati seiko seiko baba haa?
Ndine mubvunzo mumwechete Mwari undiudze
Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
Saka ndati seiko oh, seiko baba, haa, hee, haa, hee?
Ndine mubvunzo mumwechete Mwari undiudze
Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
Saka ndati sei aha, seiko baba ahaa?
Maria akachema, zviya Jeso aroverwa
Zvikanzi zvavuya sei Mwari unditaurire?
Saka ndati seiko, seiko, seiko, seiko, seiko, seiko ahaa?
Jobho akachema paya arwadziwa
Zvikanzi zvavuya sei Mwari unditaurire?
Saka ndati sei, seiko, seiko ha?
Ndinoti seiko, seiko Mwari wangu?
Nhai Mwari seiko, seiko Mwari we?
Kwandiri sei, seiko oh, seiko ahaa
Hee, haa, hee, haa, hee, haa
Hee, haa, hee, haa, hee, haa
Hee, haa, hee, haa, hee, haa
Hee, haa, hee, haa, hee, haa
Hee, haa, hee, haa, hee, haa
Hee, haa, hee, haa

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[01:15.99] Ndinoti seiko, seiko Mwari nhai?
[01:20.94] Nhai Mwari seiko, seiko Mwari iwe?
[01:25.50] Kwandiri seiko?
[01:28.68]
[01:35.21] Ndinoti seiko, seiko Mwari nhai?
[01:40.19] Nhai Mwari seiko, seiko Mwari iwe?
[01:44.91] Kwandiri seiko, seiko baba haa?
[01:54.32] Ndine mubvunzo mumwechete Mwari undiudze
[01:59.30] Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
[02:03.53] Saka ndati seiko seiko baba haa?
[02:13.45] Ndine mubvunzo mumwechete Mwari undiudze
[02:18.10] Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
[02:22.62] Saka ndati seiko oh, seiko baba, haa, hee, haa, hee?
[02:35.08]
[03:30.12] Ndine mubvunzo mumwechete Mwari undiudze
[03:35.05] Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
[03:39.52] Saka ndati sei aha, seiko baba ahaa?
[03:49.66] Maria akachema, zviya Jeso aroverwa
[03:54.20] Zvikanzi zvavuya sei Mwari unditaurire?
[03:58.79] Saka ndati seiko, seiko, seiko, seiko, seiko, seiko ahaa?
[04:08.75] Jobho akachema paya arwadziwa
[04:13.58] Zvikanzi zvavuya sei Mwari unditaurire?
[04:17.99] Saka ndati sei, seiko, seiko ha?
[04:27.86] Ndinoti seiko, seiko Mwari wangu?
[04:32.84] Nhai Mwari seiko, seiko Mwari we?
[04:37.64] Kwandiri sei, seiko oh, seiko ahaa
[04:44.94] Hee, haa, hee, haa, hee, haa
[04:52.14] Hee, haa, hee, haa, hee, haa
[04:59.18] Hee, haa, hee, haa, hee, haa
[05:06.34] Hee, haa, hee, haa, hee, haa
[05:13.31] Hee, haa, hee, haa, hee, haa
[05:21.27] Hee, haa, hee, haa
[05:36.92]