Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Mabasa

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Dj Celso โ€ข โฑ๏ธ 7:18
๐ŸŽต 2305 characters
โฑ๏ธ 7:18 duration
๐Ÿ†” ID: 23990886

๐Ÿ“œ Lyrics

Hayiwa hayiwa yiwa
Hoyiwa hayiwa yiwa
Ndozwiwudza ani ko
Kuti kwaita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
Kwaita mabasa kuno
Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
Misodzi yapera apana vachachema
Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
Kwafumuka uko zwichabatsirei ko (kwafumuka)
Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
Kana kurikungwara uko tichavigwa naniko (nani)
Ah ha ndozwiwudza ani ko
Kuti kwaita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
(kwaita mabasa kuno)
Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
Misodzi yapera apana vachachema
Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
Kwafumuka uko zwichabatsirei ko (kwafumuka)
Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
Kana kurikungwara isu (tichavigwa naniko)
Achachema mumwe ndiani
Achanyaradza mumwe ndiani
Achabata mawoko mumwe ndiani
(iwe wafirwa neni ndafirwa)
Zwino achachema mumwe ndiani ko
Vakuru we
Firo yavapo makore ano
Kana ndiyo mhedzisiro yenyika
Achachema mumwe ndiyani
Achanyaradza mumwe ndiyani
Achabata mawoko mumwe ndiyani
Nai vakuruwe vakuru we
Ho vakuruwe vakuru we
Inga paita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
Vakuru we (kwaita mabasa kuno)
Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
Pwere dzotungamira
Mushandi otungamira
Kusare chembere ne harawa
Zwino achaviga mumwe ndiyani
Achabata mawoko mumwe ndiyani
Achachema mumwe ndiyani
Iwe wafirwa neni ndafirwa
Zwino achachema mumwe ndiani ko
Nai vakuruwe bakuru we
Ho vakuruwe vakuru we
Nai vakuruwe vakuru we
Inga paita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
Vakuru we (kwaita mabasa kuno)
Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
Misodzi yapera apana vachachema
Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
Kwafumuka uko zwichayamburei ko (kwafumuka)
Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
Kana kurikungwara isu tichavigwa naniko (nani)
Ndozwiwudza ani ko
Kuti kwaita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Kufukudzika vakuru we
Kwaita mabasa kuno
Kwaita mabasa
Kwaita mabasa
Kwaita mabasa
Kwaita mabasa

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:21.73] Hayiwa hayiwa yiwa
[00:23.50] Hoyiwa hayiwa yiwa
[00:28.54] Ndozwiwudza ani ko
[00:34.17] Kuti kwaita mabasa pano
[00:38.22] Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
[00:44.24] Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
[00:53.58] Kwaita mabasa kuno
[00:56.09] Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
[01:04.62] Misodzi yapera apana vachachema
[01:09.05] Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
[01:14.59] Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
[01:19.55] Kwafumuka uko zwichabatsirei ko (kwafumuka)
[01:25.78] Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
[01:31.94] Kana kurikungwara uko tichavigwa naniko (nani)
[01:39.93] Ah ha ndozwiwudza ani ko
[01:49.38] Kuti kwaita mabasa pano
[01:55.34] Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
[01:59.82] Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
[02:08.07] (kwaita mabasa kuno)
[02:11.71] Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
[02:20.36] Misodzi yapera apana vachachema
[02:24.73] Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
[02:30.76] Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
[02:35.86] Kwafumuka uko zwichabatsirei ko (kwafumuka)
[02:43.20] Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
[02:48.67] Kana kurikungwara isu (tichavigwa naniko)
[02:56.43] Achachema mumwe ndiani
[03:00.02] Achanyaradza mumwe ndiani
[03:02.45] Achabata mawoko mumwe ndiani
[03:05.54] (iwe wafirwa neni ndafirwa)
[03:08.45] Zwino achachema mumwe ndiani ko
[03:11.51] Vakuru we
[03:15.07] Firo yavapo makore ano
[03:18.88] Kana ndiyo mhedzisiro yenyika
[03:21.54] Achachema mumwe ndiyani
[03:24.41] Achanyaradza mumwe ndiyani
[03:27.45] Achabata mawoko mumwe ndiyani
[03:30.84] Nai vakuruwe vakuru we
[03:33.20] Ho vakuruwe vakuru we
[03:36.48] Inga paita mabasa pano
[03:39.08] Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
[03:45.13] Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
[03:51.52] Vakuru we (kwaita mabasa kuno)
[03:56.49] Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
[04:32.24] Pwere dzotungamira
[04:34.36] Mushandi otungamira
[04:36.58] Kusare chembere ne harawa
[04:38.84] Zwino achaviga mumwe ndiyani
[04:41.94] Achabata mawoko mumwe ndiyani
[04:45.36] Achachema mumwe ndiyani
[04:48.12] Iwe wafirwa neni ndafirwa
[04:50.56] Zwino achachema mumwe ndiani ko
[04:53.95] Nai vakuruwe bakuru we
[04:57.01] Ho vakuruwe vakuru we
[04:59.69] Nai vakuruwe vakuru we
[05:02.86] Inga paita mabasa pano
[05:07.24] Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
[05:11.67] Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
[05:17.38] Vakuru we (kwaita mabasa kuno)
[05:22.89] Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
[05:31.61] Misodzi yapera apana vachachema
[05:36.43] Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
[05:41.10] Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
[05:47.81] Kwafumuka uko zwichayamburei ko (kwafumuka)
[05:54.43] Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
[06:00.01] Kana kurikungwara isu tichavigwa naniko (nani)
[06:12.23] Ndozwiwudza ani ko
[06:18.52] Kuti kwaita mabasa pano
[06:22.34] Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
[06:29.64] Kufukudzika vakuru we
[06:36.56] Kwaita mabasa kuno
[06:43.05] Kwaita mabasa
[06:48.83] Kwaita mabasa
[06:53.60] Kwaita mabasa
[06:59.82] Kwaita mabasa

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings