Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Yave Mbodza

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Vhunze Moto โ€ข โฑ๏ธ 6:39
๐ŸŽต 1373 characters
โฑ๏ธ 6:39 duration
๐Ÿ†” ID: 27860011

๐Ÿ“œ Lyrics

(Zvinotsengerwa mwana, iye omedza)
(Kutsengera mwana, imi momedza, hamunyare) hamunyare
Hamunyare
(Zvinotsengerwa mwana, iye omedza)
(Kutsengera mwana, imi momedza, hamunyare) hamunyare
Hamunyare

Maitsengera mwana achimedza
Zvinotsengewa mwana achimedza
Zvino kurera rudzii, kusatsengera mwana achimedza?
Kurera rudziiko, kusatsengera mwana achimedza?

Maitsengera mwana, iye omedza
Zvinotsengerwa mwana, iye omedza
Muri mai rudzii? Munotsengera mwana ndimi momedza
Muri mbuya rudzii? Munotsengera mwana ndimi momedza

(Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
(Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
Hamunyare) hamunyare, hamunyare
(Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
(Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
Hamunyare) hamunyare, hamunyare

Hona mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
Mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
Mwana yave cabbage, imi ndimi mamedza
Kuve kamu-salad, imi ndimi mamedza

(Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
(Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
Hamunyare) hamunyare, hamunyare
(Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
(Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
Hamunyare) hamunyare, hamunyare

Muri baba rudziiko? Munotsengera mwana, ndimi momedza
Muri baba rudziiko? Munotsengera mwana, ndimi momedza
Hona mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
Mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:32.21] (Zvinotsengerwa mwana, iye omedza)
[00:38.20] (Kutsengera mwana, imi momedza, hamunyare) hamunyare
[00:52.42] Hamunyare
[00:55.09] (Zvinotsengerwa mwana, iye omedza)
[01:01.36] (Kutsengera mwana, imi momedza, hamunyare) hamunyare
[01:15.22] Hamunyare
[01:18.02]
[01:35.13] Maitsengera mwana achimedza
[01:41.05] Zvinotsengewa mwana achimedza
[01:46.40] Zvino kurera rudzii, kusatsengera mwana achimedza?
[01:58.11] Kurera rudziiko, kusatsengera mwana achimedza?
[02:04.40]
[02:26.85] Maitsengera mwana, iye omedza
[02:32.30] Zvinotsengerwa mwana, iye omedza
[02:38.04] Muri mai rudzii? Munotsengera mwana ndimi momedza
[02:49.62] Muri mbuya rudzii? Munotsengera mwana ndimi momedza
[03:00.97] (Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
[03:06.91] (Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
[03:12.43] Hamunyare) hamunyare, hamunyare
[03:23.72] (Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
[03:29.73] (Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
[03:35.11] Hamunyare) hamunyare, hamunyare
[03:47.33]
[04:15.34] Hona mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
[04:21.28] Mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
[04:26.90] Mwana yave cabbage, imi ndimi mamedza
[04:32.79] Kuve kamu-salad, imi ndimi mamedza
[04:37.88] (Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
[04:43.15] (Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
[04:49.44] Hamunyare) hamunyare, hamunyare
[05:00.99] (Zvinotsengerwa mwana) mwana (iye omedza) omedza
[05:06.44] (Kutsengera mwana) mwana (imi momedza) momedza
[05:12.51] Hamunyare) hamunyare, hamunyare
[05:23.27]
[05:46.99] Muri baba rudziiko? Munotsengera mwana, ndimi momedza
[05:58.05] Muri baba rudziiko? Munotsengera mwana, ndimi momedza
[06:09.62] Hona mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
[06:15.62] Mwana yave mbodza, imi ndimi mamedza
[06:21.04]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings