Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ndakuvara

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Wonai โ€ข โฑ๏ธ 4:51
๐ŸŽต 1427 characters
โฑ๏ธ 4:51 duration
๐Ÿ†” ID: 28707465

๐Ÿ“œ Lyrics

Sheedza mai vemwana, ndakuvara
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Dana mai vemwana, ndakuvara iwe
Pakupingudza mombe, ndakuvara

Ndaiti chichatoredzera vakuru
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Nyamba chaifuratira vakuru
Pakupingudza mombe, ndakuvara

Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
Pidigu mai vemwana chandipfura

Sheedzai mai vemwana, ndakuvara
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Danai mai vemwana, ndakuvara kuno
Pakupingudza mombe, ndakuvara

Ndaiti chichatoredzera vakuru vacho
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Nyamba chaifuratira vakuru vaya
Pakupingudza mombe, ndakuvara

Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
Ndaiti mangwana tingazobopawo isu
Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
Pidigu mai vemwana chandikunda

Ndaichichiva tiri mumakura (ah ahhh)
Ndaiti mangwana ndingazobopawo
Chichandirimira chazokura (ah ahhh)
Pidigu mai vemwana chandikunda

Sheedza mai vemwana, ndakuvara
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Dana mai vemwana, ndakuvara ye
Pakupingudza mombe, ndakuvara

Ndaiti chichatoredzera vakuru vacho
Pakupingudza mombe, ndakuvara
Nyamba chaifuratira vakuru vacho
Pakupingudza mombe, ndakuvara

Ndaichichiva chiri mumakura (ah ahhh)
Ndaiti mangwana ndingazobopawo
Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
Pidigu mai vemwana chandipfura

Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
Pidigu mai vemwana chandipfura

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:26.76] Sheedza mai vemwana, ndakuvara
[00:31.72] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[00:36.15] Dana mai vemwana, ndakuvara iwe
[00:40.35] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[00:44.88] Ndaiti chichatoredzera vakuru
[00:49.17] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[00:53.56] Nyamba chaifuratira vakuru
[00:58.07] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[01:02.56] Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
[01:06.82] Ndaiti mangwana tingazobopawo
[01:10.92] Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
[01:15.45] Pidigu mai vemwana chandipfura
[01:37.14] Sheedzai mai vemwana, ndakuvara
[01:41.38] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[01:45.85] Danai mai vemwana, ndakuvara kuno
[01:50.19] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[01:54.62] Ndaiti chichatoredzera vakuru vacho
[01:58.98] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[02:03.23] Nyamba chaifuratira vakuru vaya
[02:07.68] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[02:12.16] Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
[02:16.53] Ndaiti mangwana tingazobopawo isu
[02:20.87] Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
[02:25.37] Pidigu mai vemwana chandikunda
[03:04.45] Ndaichichiva tiri mumakura (ah ahhh)
[03:08.96] Ndaiti mangwana ndingazobopawo
[03:13.16] Chichandirimira chazokura (ah ahhh)
[03:17.65] Pidigu mai vemwana chandikunda
[03:22.06] Sheedza mai vemwana, ndakuvara
[03:26.02] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[03:30.69] Dana mai vemwana, ndakuvara ye
[03:35.03] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[03:39.45] Ndaiti chichatoredzera vakuru vacho
[03:43.94] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[03:48.18] Nyamba chaifuratira vakuru vacho
[03:52.43] Pakupingudza mombe, ndakuvara
[03:57.02] Ndaichichiva chiri mumakura (ah ahhh)
[04:01.34] Ndaiti mangwana ndingazobopawo
[04:05.70] Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
[04:10.28] Pidigu mai vemwana chandipfura
[04:14.57] Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
[04:18.82] Ndaiti mangwana tingazobopawo
[04:23.13] Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
[04:27.52] Pidigu mai vemwana chandipfura
[04:42.21]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings