Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Njuga

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Tsimba itsoka โ€ข โฑ๏ธ 5:28
๐ŸŽต 1507 characters
โฑ๏ธ 5:28 duration
๐Ÿ†” ID: 28832191

๐Ÿ“œ Lyrics

Dzimwe nguva unozviparira wega

Imwe nhamo unozviparira wega

Kana rufu unozvitsvakira wega

Dzimwe nyaya tinozviparira tega

(Fume njuga yadya mugwandi)
Ungashora aniko? (Inga njuga yadya mugwandi)
Ugonangana naani? (Fume njuga yadya mugwandi)
Iwe ndiwe waigwanda (inga njuga yadya mugwandi)
Apa ndiwe waisora (fume njuga yadya mugwandi)
Hona hurukuro yaenda (inga njuga yadya mugwandi)
Ende wekukuraya waenda (fume njuga yadya mugwandi)

Dzimwe nguva tinozviparira tega

Imwe nhamo unozvitsvakira wega

Kana rufu unozviparira wega, iwe

Dzimwe nyaya unozviwanira wega

(Fume njuga yadya mugwandi)
Ungashora aniko pakadaro? (Inga njuga yadya mugwandi)
Ugonangana naani? (Fume njuga yadya mugwandi)
Apa hurukuro yaenda (inga njuga yadya mugwandi)
Wekukuraya waenda (fume njuga yadya mugwandi)
Wongodzungaira nedenda (inga njuga yadya mugwandi)
Hee kuyaura nenhamo (fume njuga yadya mugwandi)

Pazvairehwa wakaramba (fume njuga yadya mugwandi)
Kukuudza wakaramba (inga njuga yadya mugwandi)
Apa hurukuro yaenda manje (fume njuga yadya mugwandi)
Wekukuraya waenda apa (inga njuga yadya mugwandi)
Wongodzungaira nedenda iwe (fume njuga yadya mugwandi)
Haa kuyaura nenhamo (inga njuga yadya mugwandi)

Pazvairehwa wakaramba (fume njuga yadya mugwandi)
Kukuudza wakaramba (inga njuga yadya mugwandi)
Iwe ndiwe waigwanda, hinde (fume njuga yadya mugwandi)
Iwe ndiwe waisora (inga njuga yadya mugwandi)
Hee, wongodzungaira nedenda iwe (fume njuga yadya mugwandi)
Umm rubatsiro rwaayenda (inga njuga yadya mugwandi)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:23.41] Dzimwe nguva unozviparira wega
[00:27.32]
[00:35.37] Imwe nhamo unozviparira wega
[00:39.50]
[00:47.38] Kana rufu unozvitsvakira wega
[00:51.21]
[00:59.26] Dzimwe nyaya tinozviparira tega
[01:03.50]
[01:14.26] (Fume njuga yadya mugwandi)
[01:17.23] Ungashora aniko? (Inga njuga yadya mugwandi)
[01:23.44] Ugonangana naani? (Fume njuga yadya mugwandi)
[01:29.40] Iwe ndiwe waigwanda (inga njuga yadya mugwandi)
[01:35.38] Apa ndiwe waisora (fume njuga yadya mugwandi)
[01:41.34] Hona hurukuro yaenda (inga njuga yadya mugwandi)
[01:46.99] Ende wekukuraya waenda (fume njuga yadya mugwandi)
[01:54.59]
[02:13.03] Dzimwe nguva tinozviparira tega
[02:16.65]
[02:24.88] Imwe nhamo unozvitsvakira wega
[02:28.42]
[02:36.71] Kana rufu unozviparira wega, iwe
[02:41.63]
[02:48.66] Dzimwe nyaya unozviwanira wega
[02:53.05]
[03:03.85] (Fume njuga yadya mugwandi)
[03:06.76] Ungashora aniko pakadaro? (Inga njuga yadya mugwandi)
[03:12.82] Ugonangana naani? (Fume njuga yadya mugwandi)
[03:18.65] Apa hurukuro yaenda (inga njuga yadya mugwandi)
[03:24.73] Wekukuraya waenda (fume njuga yadya mugwandi)
[03:30.92] Wongodzungaira nedenda (inga njuga yadya mugwandi)
[03:36.24] Hee kuyaura nenhamo (fume njuga yadya mugwandi)
[03:43.41]
[04:08.30] Pazvairehwa wakaramba (fume njuga yadya mugwandi)
[04:14.20] Kukuudza wakaramba (inga njuga yadya mugwandi)
[04:20.21] Apa hurukuro yaenda manje (fume njuga yadya mugwandi)
[04:26.23] Wekukuraya waenda apa (inga njuga yadya mugwandi)
[04:32.34] Wongodzungaira nedenda iwe (fume njuga yadya mugwandi)
[04:37.79] Haa kuyaura nenhamo (inga njuga yadya mugwandi)
[04:44.48] Pazvairehwa wakaramba (fume njuga yadya mugwandi)
[04:50.28] Kukuudza wakaramba (inga njuga yadya mugwandi)
[04:56.45] Iwe ndiwe waigwanda, hinde (fume njuga yadya mugwandi)
[05:02.50] Iwe ndiwe waisora (inga njuga yadya mugwandi)
[05:07.84] Hee, wongodzungaira nedenda iwe (fume njuga yadya mugwandi)
[05:13.74] Umm rubatsiro rwaayenda (inga njuga yadya mugwandi)
[05:21.37]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings