Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Zvichiti bhohwa

๐Ÿ‘ค Bling4 โ€ข ๐ŸŽผ Zvichiti bhohwa โ€ข โฑ๏ธ 2:52
๐ŸŽต 1811 characters
โฑ๏ธ 2:52 duration
๐Ÿ†” ID: 29594072

๐Ÿ“œ Lyrics

Kufa kana kufenda
Kuf kaf
Mmm, Four yeah (ayo Mag won't you hit 'em up?)

Hapana paticharamba tichikuti bhoo zvichitibhohwa
Kana pagedhi pasina keeper bhora rinogohwa
Batwa uchitsara masinhi uri kuMbare unofa nekurohwa
Ukaita babie usina skiri riningitorwa (yeah)

Zvagara vamwe vari ku-cheater vamwe vari kutendeka (iii)
Vamwe vakatorara vamwe vari kubereka
Mastreetss makatozara nyoka dzinotoyevedza
Nzizi dzinotoyeredza (yeah) zvinokuendesa

Togara taka-packer togara tiri ready
Haa ukandiona ndichiseka ndenge ndiri happy
Haa musoro wangu haubude panze unogara uri mu-hat
Ukazonyanya kudhibha unorohwa zheti

Yeah zviriko zviriko zviriko zvemangoma zviriko
Mangoma takamatinya but hobho aripo (yeah)
Haisi ginya but mu-top four ndirimo
Yeah mutop four ndirimo

Yeah system yakachinja system yaka-switcher
Ukangonyebera kubwaira chete waskipwa
Kuroora ndukuda but ndushaya mwana akatsiga
Vese varungoperera kumota dzaka pimbwa

Hapana paticharamba tichingoti bhoo zvichitibhohwa
Kana pagedhi pasina keeper bhora rinogohwa
Batwa uchitsara masinhi uri kuMbare unofa nekurohwa
Ukaita babie usina skiri riningitorwa

Zvagara vamwe vari ku-cheater vamwe vari kutendeka
Vamwe vakatorara vamwe vari kubereka
Ma-streetss makatozara nyoka dzinotoyevedza
Nzizi dzinotoyeredza (yeah) zvinokuendesa

Kufu, isusu takatyora mabhanditi
Tikabva tasiya tavaudza shiti
Tikati hamusisina kana hit
Munotopesana ka ne-beat

Isusu tinorova hipu yekuhopo
Nditori Putin wekuMoscow
Everything is under control
Enda ku-Muntros Studio montroo

Handiti vatiitira chimbiti
Ma-street handiti
Unoziya heatwave here heat
Nediti, chikiti chakange chine gwirikwiti
Yakaramba kuita kufu yekumechi
Hee mangoma kaa totenzi
Itai tirecorde kaa tisende

Chikapai chebende
Pakabva zino pakasara vende
Maka-plaster plaster futi nesemende
Kufu (Likee)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:01.33] Kufa kana kufenda
[00:04.83] Kuf kaf
[00:07.13] Mmm, Four yeah (ayo Mag won't you hit 'em up?)
[00:09.82] Hapana paticharamba tichikuti bhoo zvichitibhohwa
[00:12.94] Kana pagedhi pasina keeper bhora rinogohwa
[00:15.28] Batwa uchitsara masinhi uri kuMbare unofa nekurohwa
[00:18.30] Ukaita babie usina skiri riningitorwa (yeah)
[00:21.28] Zvagara vamwe vari ku-cheater vamwe vari kutendeka (iii)
[00:24.38] Vamwe vakatorara vamwe vari kubereka
[00:27.15] Mastreetss makatozara nyoka dzinotoyevedza
[00:29.64] Nzizi dzinotoyeredza (yeah) zvinokuendesa
[00:33.09] Togara taka-packer togara tiri ready
[00:35.34] Haa ukandiona ndichiseka ndenge ndiri happy
[00:38.11] Haa musoro wangu haubude panze unogara uri mu-hat
[00:41.19] Ukazonyanya kudhibha unorohwa zheti
[00:43.75] Yeah zviriko zviriko zviriko zvemangoma zviriko
[00:48.22] Mangoma takamatinya but hobho aripo (yeah)
[00:51.52] Haisi ginya but mu-top four ndirimo
[00:53.54] Yeah mutop four ndirimo
[00:55.18] Yeah system yakachinja system yaka-switcher
[00:58.04] Ukangonyebera kubwaira chete waskipwa
[01:00.78] Kuroora ndukuda but ndushaya mwana akatsiga
[01:03.54] Vese varungoperera kumota dzaka pimbwa
[01:06.04] Hapana paticharamba tichingoti bhoo zvichitibhohwa
[01:09.09] Kana pagedhi pasina keeper bhora rinogohwa
[01:11.59] Batwa uchitsara masinhi uri kuMbare unofa nekurohwa
[01:14.65] Ukaita babie usina skiri riningitorwa
[01:17.25] Zvagara vamwe vari ku-cheater vamwe vari kutendeka
[01:20.51] Vamwe vakatorara vamwe vari kubereka
[01:23.33] Ma-streetss makatozara nyoka dzinotoyevedza
[01:25.96] Nzizi dzinotoyeredza (yeah) zvinokuendesa
[01:28.45] Kufu, isusu takatyora mabhanditi
[01:33.25] Tikabva tasiya tavaudza shiti
[01:35.90] Tikati hamusisina kana hit
[01:38.56] Munotopesana ka ne-beat
[01:41.50] Isusu tinorova hipu yekuhopo
[01:44.39] Nditori Putin wekuMoscow
[01:47.16] Everything is under control
[01:49.98] Enda ku-Muntros Studio montroo
[01:52.87] Handiti vatiitira chimbiti
[01:55.22] Ma-street handiti
[01:58.32] Unoziya heatwave here heat
[02:01.07] Nediti, chikiti chakange chine gwirikwiti
[02:06.76] Yakaramba kuita kufu yekumechi
[02:09.84] Hee mangoma kaa totenzi
[02:12.67] Itai tirecorde kaa tisende
[02:15.31] Chikapai chebende
[02:18.06] Pakabva zino pakasara vende
[02:20.88] Maka-plaster plaster futi nesemende
[02:23.66] Kufu (Likee)
[02:27.05]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings