Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Ziva Nguva

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Vhunze Moto โ€ข โฑ๏ธ 5:14
๐ŸŽต 1039 characters
โฑ๏ธ 5:14 duration
๐Ÿ†” ID: 30129669

๐Ÿ“œ Lyrics

Honaka chinyarara
Wanonoka chinyara
Chinyarara
Urongedze
Honaka chinyarara
Wanonoka chinyara
Chinyarara
Zvirongeke
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva iwe
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguvaiwe
Ziva nguva
Pamunoronga
Rongai nenguva
Pamunoronga
Rongai nenguva
Pamunoshanda
Tangai nenguva
Pamunoshanda paye
Shandai nenguva
Mvura yaturuka
Rimai nenguva
Pakurima paye
Rimai nenguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva iwe
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguvaiwe
Ziva nguva
Inguvai ripambirwe
Pambirai nenguva
Pambirai nenguva
Inguvai tipambire
Pambirai nenguva
Pambirai nenguva
Tozomirira rikwate
Rimbokwata kwenguva
Rigokwata nenguva
Tomirira rikwate
Rimbokwata kwenguva
Rigokwata nenguva
Worimona ripera bundu
Mona ripere bundu
Worimona ripera bundu
Mona ripere bundu
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva iwe
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguva
Ziva nguvaiwe
Honaka chinyarara
Wanonoka chinyara
Chinyarara
Urongedze
Honaka chinyarara
Wanonoka chinyara
Chinyarara
Zvirongeke

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:28.04] Honaka chinyarara
[00:29.04] Wanonoka chinyara
[00:31.09] Chinyarara
[00:32.49] Urongedze
[00:35.35] Honaka chinyarara
[00:37.24] Wanonoka chinyara
[00:39.01] Chinyarara
[00:40.53] Zvirongeke
[00:53.66] Ziva nguva
[00:55.65] Ziva nguva
[00:57.45] Ziva nguva
[01:00.10] Ziva nguva iwe
[01:02.36] Ziva nguva
[01:04.30] Ziva nguva
[01:13.69] Ziva nguva
[01:14.96] Ziva nguva
[01:16.78] Ziva nguvaiwe
[01:19.28] Ziva nguva
[01:30.02] Pamunoronga
[01:31.32] Rongai nenguva
[01:34.57] Pamunoronga
[01:39.16] Rongai nenguva
[01:44.44] Pamunoshanda
[01:49.46] Tangai nenguva
[01:53.11] Pamunoshanda paye
[01:58.96] Shandai nenguva
[02:02.78] Mvura yaturuka
[02:07.96] Rimai nenguva
[02:10.85] Pakurima paye
[02:15.53] Rimai nenguva
[02:22.74] Ziva nguva
[02:24.70] Ziva nguva
[02:26.68] Ziva nguva
[02:28.84] Ziva nguva iwe
[02:31.39] Ziva nguva
[02:42.13] Ziva nguva
[02:42.98] Ziva nguva
[02:44.11] Ziva nguva
[02:46.06] Ziva nguvaiwe
[02:48.15] Ziva nguva
[03:16.86] Inguvai ripambirwe
[03:19.22] Pambirai nenguva
[03:23.45] Pambirai nenguva
[03:25.53] Inguvai tipambire
[03:27.42] Pambirai nenguva
[03:32.24] Pambirai nenguva
[03:34.40] Tozomirira rikwate
[03:36.10] Rimbokwata kwenguva
[03:38.31] Rigokwata nenguva
[03:43.12] Tomirira rikwate
[03:44.93] Rimbokwata kwenguva
[03:47.79] Rigokwata nenguva
[03:53.48] Worimona ripera bundu
[03:54.47] Mona ripere bundu
[04:01.15] Worimona ripera bundu
[04:04.60] Mona ripere bundu
[04:08.63] Ziva nguva
[04:10.64] Ziva nguva
[04:13.16] Ziva nguva
[04:15.59] Ziva nguva iwe
[04:17.28] Ziva nguva
[04:27.60] Ziva nguva
[04:28.59] Ziva nguva
[04:30.66] Ziva nguva
[04:32.54] Ziva nguvaiwe
[04:36.89] Honaka chinyarara
[04:37.90] Wanonoka chinyara
[04:39.34] Chinyarara
[04:41.71] Urongedze
[04:44.86] Honaka chinyarara
[04:46.79] Wanonoka chinyara
[04:48.67] Chinyarara
[04:50.49] Zvirongeke
[04:52.74]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings