Marangwanda
๐ต 1232 characters
โฑ๏ธ 3:11 duration
๐ ID: 32399237
๐ Lyrics
So so so so Souljah Luv
Makuruwaniii
Shandiswa naMwari semuenzaniso
Aiwa ka chiDzidziso ndichochi chiziviso nekuti chishamiso-oh .
Kana zvinhu zvichidaiso- oh
(CHORUS)
Marangwanda achamuka
Nemusi ndichasvika
nekuti ini ndakabuka
Madhimoni ndichipisa
Ngoma ndichibika
Ndoda kuenda kose,
Mativi mana enyika, enyika
Ndivazivise kuti ishe
Achadzika
Mwari vachadzoka
Ndoda kuenda kose,
Mativi mana enyika, kuenda nenyika
Ndiizivise kuti ishe
Achadzika
Mwari vachadzika
* Verse *
Ndoda kutsanangura, kubvanyangura,
Kuita kuspukurira
Musi uya Mwari vandisunungura
Negumbo riya riya ndanga ndatambura
Ndanga ndayaura
Unonzwa vakuti apuhwa mari Sauro
Vamubhadhara
Simba raMwari ndava kurimhan'ara
Haana kupona akatiza muchipatara
Nhasi ndouya negumbo ndichivadzorera
Aka mabvazuva, toda vagoziva
Kuti madokero vane maimbiro
Kumaodzanyemba toda vagovimba naMwari
(Marangwanda Achamuka)
(CHORUS)
*Verse*
Ndoda kuti muterere Mwari musavadherere
Zvakaitika pandiri itai mupembere
Harahwa neChembere
Ini ndingaswerere, Mwari wangu aripo
Hapana chingatiwomere.
Usazon Nyadenga nyika
Usazotsvaga zvakavanzika
Ukafunga zvakadzikadzika
Zvishamiso zvinoitika .
(ACHAMUKAA)
(CHORUS)
TODA KUENDA KOSEE
AAAAKOSEEEEE
(Ndoda kuenda kose)
Soulja Soulja
Makuruwaniii
Shandiswa naMwari semuenzaniso
Aiwa ka chiDzidziso ndichochi chiziviso nekuti chishamiso-oh .
Kana zvinhu zvichidaiso- oh
(CHORUS)
Marangwanda achamuka
Nemusi ndichasvika
nekuti ini ndakabuka
Madhimoni ndichipisa
Ngoma ndichibika
Ndoda kuenda kose,
Mativi mana enyika, enyika
Ndivazivise kuti ishe
Achadzika
Mwari vachadzoka
Ndoda kuenda kose,
Mativi mana enyika, kuenda nenyika
Ndiizivise kuti ishe
Achadzika
Mwari vachadzika
* Verse *
Ndoda kutsanangura, kubvanyangura,
Kuita kuspukurira
Musi uya Mwari vandisunungura
Negumbo riya riya ndanga ndatambura
Ndanga ndayaura
Unonzwa vakuti apuhwa mari Sauro
Vamubhadhara
Simba raMwari ndava kurimhan'ara
Haana kupona akatiza muchipatara
Nhasi ndouya negumbo ndichivadzorera
Aka mabvazuva, toda vagoziva
Kuti madokero vane maimbiro
Kumaodzanyemba toda vagovimba naMwari
(Marangwanda Achamuka)
(CHORUS)
*Verse*
Ndoda kuti muterere Mwari musavadherere
Zvakaitika pandiri itai mupembere
Harahwa neChembere
Ini ndingaswerere, Mwari wangu aripo
Hapana chingatiwomere.
Usazon Nyadenga nyika
Usazotsvaga zvakavanzika
Ukafunga zvakadzikadzika
Zvishamiso zvinoitika .
(ACHAMUKAA)
(CHORUS)
TODA KUENDA KOSEE
AAAAKOSEEEEE
(Ndoda kuenda kose)
Soulja Soulja