Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Kusina Mai

๐Ÿ‘ค Wanitwa Mos, Master Kg, Jah Prayzah โ€ข ๐ŸŽผ Kusina Mai โ€ข โฑ๏ธ 5:46
๐ŸŽต 1963 characters
โฑ๏ธ 5:46 duration
๐Ÿ†” ID: 6954598

๐Ÿ“œ Lyrics

Wanitwa Mos (Wanitwa Mos)

Zimweya-mweya, zimweya-mweya
Hm-m ini ndarikoniwa
Zvaitoda Mbuya Nehanda
Ah-h ndonzwa kurova kwehana

Hm-m iye-e ho-o
Ah-h hiye, hiye ho-o
Zvaitoda Mbuya Nehanda
Ndega ndonzwa kurova kwehana

Hiye, hiye ho-o
Hiye, hiye ho-o
Zvakutoda Mbuya Nehanda kana Messiah
Ndega ndonzwa kurova kwehana

Hakuyendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuyendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva

Hakuyendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuyendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva

Wademba-demba, wachema-chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?

Wademba-demba, wachema-chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?

Ah-h hiye, hiye ho-o
Ah-h hiye, hiye ho-o
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?

Ah-h hiye, hiye ho-o
Iye hiye ho-o
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?

Haune zivo yoko mwanawe-e (haune zivo)
Hakuna rwiyo rwaunobvumira (hakune)
Hakuna rurimi rwaunotawura (hi-i)
Hakuna weko waunoyeuka

Haune zivo yoko mwanawe-e (haune zivo)
Hakuna rwiyo rwaunobvumira (rurimi rwamai)
Hakuna rurimi rwaunotawura (yo, yo, yo)
Hakuna weko waunoyeuka (yo, yo, yo, yo, yo)

Hakuyendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuyendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva

Hakuyendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuyendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva

Wademba-demba, wachema-chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?

Wademba-demba, wachema-chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?

Ah-h hiye, hiye ho-o
Ah-h hiye, hiye ho-o
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?

Ah-h hiye, hiye ho-o
Hiye, hiye ho-o (ah-h)
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?

Haune zivo
Hakune rurimi, iii, uuu
Haune zivo
Rurimi rwamai

Ah, yo-yo-yo-yo-yo
Ah, yo-yo-yo-yo-yo

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:14.88] Wanitwa Mos (Wanitwa Mos)
[00:16.64] Zimweya-mweya, zimweya-mweya
[00:23.04] Hm-m ini ndarikoniwa
[00:27.59] Zvaitoda Mbuya Nehanda
[00:31.89] Ah-h ndonzwa kurova kwehana
[00:36.35] Hm-m iye-e ho-o
[00:40.55] Ah-h hiye, hiye ho-o
[00:44.51] Zvaitoda Mbuya Nehanda
[00:48.43] Ndega ndonzwa kurova kwehana
[00:53.26] Hiye, hiye ho-o
[00:57.55] Hiye, hiye ho-o
[01:01.75] Zvakutoda Mbuya Nehanda kana Messiah
[01:05.40] Ndega ndonzwa kurova kwehana
[01:08.96] Hakuyendwe kusina amai
[01:13.30] Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
[01:17.39] Hakuyendwe kusina amai
[01:21.96] Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
[01:25.68] Hakuyendwe kusina amai
[01:30.27] Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
[01:34.42] Hakuyendwe kusina amai
[01:38.62] Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
[01:42.07] Wademba-demba, wachema-chema
[01:46.16] Waneta kudana mukoma
[01:50.64] Harifambike sango iwe
[01:54.86] Harifambike sango here?
[01:59.11] Wademba-demba, wachema-chema
[02:03.46] Waneta kudana mukoma
[02:07.68] Harifambike sango iwe
[02:11.76] Harifambike sango here?
[02:16.25] Ah-h hiye, hiye ho-o
[02:20.53] Ah-h hiye, hiye ho-o
[02:24.54] Harifambike sango iwe
[02:28.60] Harifambike sango here?
[02:33.08] Ah-h hiye, hiye ho-o
[02:37.34] Iye hiye ho-o
[02:41.50] Harifambike sango iwe
[02:45.63] Harifambike sango here?
[02:48.98] Haune zivo yoko mwanawe-e (haune zivo)
[02:53.01] Hakuna rwiyo rwaunobvumira (hakune)
[02:56.66] Hakuna rurimi rwaunotawura (hi-i)
[03:01.55] Hakuna weko waunoyeuka
[03:05.66] Haune zivo yoko mwanawe-e (haune zivo)
[03:09.92] Hakuna rwiyo rwaunobvumira (rurimi rwamai)
[03:14.35] Hakuna rurimi rwaunotawura (yo, yo, yo)
[03:18.53] Hakuna weko waunoyeuka (yo, yo, yo, yo, yo)
[03:24.92] Hakuyendwe kusina amai
[03:29.04] Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
[03:33.10] Hakuyendwe kusina amai
[03:37.50] Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
[03:41.71] Hakuyendwe kusina amai
[03:46.12] Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
[03:50.33] Hakuyendwe kusina amai
[03:54.89] Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
[03:57.88] Wademba-demba, wachema-chema
[04:02.17] Waneta kudana mukoma
[04:06.35] Harifambike sango iwe
[04:10.80] Harifambike sango here?
[04:15.03] Wademba-demba, wachema-chema
[04:19.24] Waneta kudana mukoma
[04:23.56] Harifambike sango iwe
[04:27.69] Harifambike sango here?
[04:32.18] Ah-h hiye, hiye ho-o
[04:36.40] Ah-h hiye, hiye ho-o
[04:40.59] Harifambike sango iwe
[04:44.66] Harifambike sango here?
[04:48.85] Ah-h hiye, hiye ho-o
[04:53.49] Hiye, hiye ho-o (ah-h)
[04:57.39] Harifambike sango iwe
[05:01.63] Harifambike sango here?
[05:08.51] Haune zivo
[05:12.46] Hakune rurimi, iii, uuu
[05:25.19] Haune zivo
[05:29.47] Rurimi rwamai
[05:33.79] Ah, yo-yo-yo-yo-yo
[05:38.14] Ah, yo-yo-yo-yo-yo
[05:43.20]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings