Chiri Nani
๐ต 2183 characters
โฑ๏ธ 5:49 duration
๐ ID: 7762214
๐ Lyrics
Wotokumbira muridzi mununguna (kumbira)
Ungatokumbira varidzi chete (kumbira)
Kuvima masango anorura
Unotokumbira muridzi mununguna (kumbira)
Kuvima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi ega (kumbira)
Wotokumbira muridzi (kumbira)
Unotokumbira varidzi muzukuru (kumbira)
Kuvima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Kuvima masango anorura iwe
Unotokumbira muridzi wega (kumbira)
Michero yesango unotokumbira muridzi mununguna (kumbira)
Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira)
He chiro nechiro (aiwa ndechangu)
Aripano anoti (mwana dewangu)
Neasina kuwanikwa hundzi (murume ndewangu)
Hapana chisina muridzi (kumbira)
Ho chirinani kupinda chimwe chii ko (chirinani kupinda chimwe)
Hakuna chisiko chirinani chirinani kupinda chimwe (chirinani kupinda chimwe)
Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chii ko (chirinani kupinda chimwe)
Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe akuna ba (chirinani kupinda chimwe)

Ho ho ho ho ho ho ho ho โฆ.
Unokuwara iwe
Chaviringa ndoenda ini ndorova maiwe ndoenda ini
Chaviringa ini ndoenda ndinenge gwende
Chaviringa ndoenda ini ndorova hoiwe kumusha we
Chaviringa ini ndoenda ndinenge gwende
Chaviringa ndenda hunondoro we hunondoro we hunondoro
Chaviringa ini ndoenda ndinenge gwende ini

Ndinenge gwende ndinenge gwende
Ndinenge gwende ndinenge gwende
Ndinenge gwende ndinenge gwende ndinenge gwende
Ndinenge gwende ndinenge gwende
Hutsike gwende hunenge gwende hunenge gwende

Ho doenda (pahurwendo)
Pahurwendo (pahurwendo)
Ini doenda (pahurwendo gerengende)
Avava pahurwendo pahurwendo pahurwendo

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:30.34] Wotokumbira muridzi mununguna (kumbira)
[00:37.91] Ungatokumbira varidzi chete (kumbira)
[00:42.61] Kuvima masango anorura
[00:45.92] Unotokumbira muridzi mununguna (kumbira)
[00:49.75] Kuvima masango anorura aya
[00:53.49] Unotokumbira muridzi ega (kumbira)
[01:16.47] Wotokumbira muridzi (kumbira)
[01:22.72] Unotokumbira varidzi muzukuru (kumbira)
[01:28.35] Kuvima masango anorura aya
[01:30.26] Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
[01:35.88] Kuvima masango anorura iwe
[01:37.54] Unotokumbira muridzi wega (kumbira)
[01:42.70] Michero yesango unotokumbira muridzi mununguna (kumbira)
[01:50.34] Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira)
[01:57.31] He chiro nechiro (aiwa ndechangu)
[02:00.27] Aripano anoti (mwana dewangu)
[02:03.99] Neasina kuwanikwa hundzi (murume ndewangu)
[02:08.18] Hapana chisina muridzi (kumbira)
[02:11.05] Ho chirinani kupinda chimwe chii ko (chirinani kupinda chimwe)
[02:17.65] Hakuna chisiko chirinani chirinani kupinda chimwe (chirinani kupinda chimwe)
[02:25.28] Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chii ko (chirinani kupinda chimwe)
[02:32.87] Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe akuna ba (chirinani kupinda chimwe)
[03:16.27] Hakuna chisiko chirinani chirinani kupinda chimwe (chirinani kupinda chimwe)
[03:24.48] Hakuna chisiko chirinani chirinani kupinda chimwe (chirinani kupinda chimwe)
[03:31.77] Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chii ko (chirinani kupinda chimwe)
[03:38.58] Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe akuna ba (chirinani kupinda chimwe)
[03:50.71] Ho ho ho ho ho ho ho ho โฆ.
[04:06.92] Unokuwara iwe
[04:16.44] Chaviringa ndoenda ini ndorova maiwe ndoenda ini
[04:20.04] Chaviringa ini ndoenda ndinenge gwende
[04:23.48] Chaviringa ndoenda ini ndorova hoiwe kumusha we
[04:27.60] Chaviringa ini ndoenda ndinenge gwende
[04:32.45] Chaviringa ndenda hunondoro we hunondoro we hunondoro
[04:34.80] Chaviringa ini ndoenda ndinenge gwende ini
[04:37.48] Chaviringa ndenda hunondoro we hunondoro we hunondoro
[04:41.96] Chaviringa ini ndoenda ndinenge gwende
[04:44.92] Ndinenge gwende ndinenge gwende
[04:48.65] Ndinenge gwende ndinenge gwende
[04:52.21] Ndinenge gwende ndinenge gwende ndinenge gwende
[04:56.31] Ndinenge gwende ndinenge gwende
[04:59.94] Hutsike gwende hunenge gwende hunenge gwende
[05:03.24] Ndinenge gwende ndinenge gwende
[05:07.20] Hutsike gwende hunenge gwende hunenge gwende
[05:10.97] Ndinenge gwende ndinenge gwende
[05:22.53] Ho doenda (pahurwendo)
[05:24.70] Pahurwendo (pahurwendo)
[05:26.96] Ini doenda (pahurwendo gerengende)
[05:30.18] Avava pahurwendo pahurwendo pahurwendo
[05:34.08] Ini doenda (pahurwendo gerengende)
[05:37.95] Avava pahurwendo pahurwendo pahurwendo
[05:41.43] Ini doenda (pahurwendo gerengende)