Hope
๐ต 1173 characters
โฑ๏ธ 4:52 duration
๐ ID: 7762920
๐ Lyrics
Hona hope hadzina ndima
Ndati hope hadzina ndima, hadzina ndima
Ukagudugudza wasaririra
Haiwa hope hadzina ndima, hadzina ndima
Ukagudugudza wararirira
Apa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wasaririra
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wasaririra
Hona hope hadzina ndima, hadzina ndima
Ukagudugudza wasaririra
Ndati hope hadzina ndima idzi, hadzina ndima
Ukagudugudza wararirira
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wasaririra
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wararirira
Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo, nayo tinayo

Nayo tinayo, nayo tinayo
Pinda mu-shift tione, tiyende, ukagudugudza wasaririra
Tora muzira tiyende, tiyende, ukagudugudza wararirira
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wasaririra
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wararirira, maiyo mai
Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo

(Tinayo) nayo tinayo, nayo tinayo

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:29.07] Hona hope hadzina ndima
[00:38.94] Ndati hope hadzina ndima, hadzina ndima
[00:43.67] Ukagudugudza wasaririra
[00:48.87] Haiwa hope hadzina ndima, hadzina ndima
[00:53.68] Ukagudugudza wararirira
[00:58.93] Apa basa mangwanani, mangwanani
[01:03.64] Ukagudugudza wasaririra
[01:09.08] Haiwa basa mangwanani, mangwanani
[01:13.36] Ukagudugudza wasaririra
[01:18.38]
[01:38.82] Hona hope hadzina ndima, hadzina ndima
[01:43.37] Ukagudugudza wasaririra
[01:48.72] Ndati hope hadzina ndima idzi, hadzina ndima
[01:53.47] Ukagudugudza wararirira
[01:58.60] Haiwa basa mangwanani, mangwanani
[02:03.18] Ukagudugudza wasaririra
[02:08.64] Haiwa basa mangwanani, mangwanani
[02:13.37] Ukagudugudza wararirira
[02:18.07] Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo, nayo tinayo
[02:28.02] Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo, nayo tinayo
[02:33.40] Nayo tinayo, nayo tinayo
[02:48.54]
[03:12.93] Pinda mu-shift tione, tiyende, ukagudugudza wasaririra
[03:22.93] Tora muzira tiyende, tiyende, ukagudugudza wararirira
[03:32.98] Haiwa basa mangwanani, mangwanani
[03:37.23] Ukagudugudza wasaririra
[03:42.74] Haiwa basa mangwanani, mangwanani
[03:47.34] Ukagudugudza wararirira, maiyo mai
[03:52.13] Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo
[04:02.39] Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo
[04:12.69] Nayo tinayo, nayo tinayo
[04:21.99] Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo
[04:32.17] Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo
[04:40.87] (Tinayo) nayo tinayo, nayo tinayo
[04:51.13]