Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Tozeza

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Nhava โ€ข โฑ๏ธ 6:09
๐ŸŽต 1518 characters
โฑ๏ธ 6:09 duration
๐Ÿ†” ID: 7764715

๐Ÿ“œ Lyrics

Imi baba manyanya
Imi baba manyanya
Imi baba manyanya kurova Amai
Ndimi baba manyanya kutuka Amai
Munoti isu vana tefara sei?
Isu vana tefara seiko?

Kana mai vachichema pameso pedu
Kana mai vachingochema pamberi pedu apa

Imi baba manyanya kurova Amai
Ndimi baba manyanya kutuka Amai
Munoti isu vana tefara sei?
Isu vana tefara seiko?

Kana mai vachichema pameso pedu
Kana mai vachingochema pamberi pedu apa

Vati ponda hako ndifire pavana
Ponda hako ndifirewo pavana vangu ava

Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Vauya vadhakiwa (tozeza baba)

Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba ava (tozeza baba)
Vauya vakoriwa (tozeza baba)

Hoyi hoyi hoyi hoyi manyanya

Chavanotadza chiiko, chinomirira madhakiwa?
Idoro here rinoti mai ngavatukwe?
Idoro here rinoti mai ngavarohwe?

Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Vauya vadhakiwa (tozeza baba)

Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba ava (tozeza baba)
Vauya vakoriwa (tozeza baba)

Hoyi hoyi hoyi hoyi manyanya
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)

Oh, oh, oh (ho baba)
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe

Unokuvara iwe

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:36.39] Imi baba manyanya
[00:48.54] Imi baba manyanya
[01:00.38] Imi baba manyanya kurova Amai
[01:06.65] Ndimi baba manyanya kutuka Amai
[01:12.04] Munoti isu vana tefara sei?
[01:17.80] Isu vana tefara seiko?
[01:23.70] Kana mai vachichema pameso pedu
[01:29.45] Kana mai vachingochema pamberi pedu apa
[01:53.34] Imi baba manyanya kurova Amai
[01:59.72] Ndimi baba manyanya kutuka Amai
[02:05.04] Munoti isu vana tefara sei?
[02:11.17] Isu vana tefara seiko?
[02:17.05] Kana mai vachichema pameso pedu
[02:22.86] Kana mai vachingochema pamberi pedu apa
[02:28.81] Vati ponda hako ndifire pavana
[02:34.77] Ponda hako ndifirewo pavana vangu ava
[02:40.61] Tozeza baba (tozeza baba)
[02:43.69] Tozeza baba (tozeza baba)
[02:46.66] Tozeza baba (tozeza baba)
[02:49.48] Vauya vadhakiwa (tozeza baba)
[02:53.07] Tozeza baba (tozeza baba)
[02:55.62] Baba chidhakwa (tozeza baba)
[02:58.43] Tozeza baba ava (tozeza baba)
[03:01.78] Vauya vakoriwa (tozeza baba)
[03:04.96] Hoyi hoyi hoyi hoyi manyanya
[03:28.94] Chavanotadza chiiko, chinomirira madhakiwa?
[03:34.26] Idoro here rinoti mai ngavatukwe?
[03:40.12] Idoro here rinoti mai ngavarohwe?
[03:46.06] Tozeza baba (tozeza baba)
[03:49.09] Tozeza baba (tozeza baba)
[03:52.06] Tozeza baba (tozeza baba)
[03:55.05] Vauya vadhakiwa (tozeza baba)
[03:57.93] Tozeza baba (tozeza baba)
[04:00.64] Baba chidhakwa (tozeza baba)
[04:04.10] Tozeza baba ava (tozeza baba)
[04:06.79] Vauya vakoriwa (tozeza baba)
[04:10.35] Hoyi hoyi hoyi hoyi manyanya
[04:16.99] Oh, oh, oh (hoaya oh)
[04:18.83] Oh, oh, oh (hoaya oh)
[04:21.89] Oh, oh, oh (hoaya oh)
[04:24.71] Oh, oh, oh (hoaya oh)
[04:27.96] Oh, oh, oh (hoaya oh)
[04:30.76] Oh, oh, oh (hoaya oh)
[04:33.96] Oh, oh, oh (hoaya oh)
[04:36.93] Oh, oh, oh (ho baba)
[04:41.46] (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
[04:44.33] (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
[04:47.13] (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
[04:50.05] (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
[04:52.81] (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
[04:55.80] (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
[05:09.92] Unokuvara iwe
[05:13.83]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings