Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Kunze Kwadoka

๐Ÿ‘ค Oliver Mtukudzi โ€ข ๐ŸŽผ Putumayo Presents: African Party โ€ข โฑ๏ธ 5:29
๐ŸŽต 1301 characters
โฑ๏ธ 5:29 duration
๐Ÿ†” ID: 7856756

๐Ÿ“œ Lyrics

Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?

Perekedza mwana zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo zuva ravira kunze kwadoka

Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?

Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro zuva ravira kunze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko zuva ravira kunze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka

Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka

Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Zuva ravira kunze kwadoka

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:40.73] Nhai mwana wanga uripi? Unani?
[00:48.80] Nhai mwana wanga unani? uripi?
[00:56.93] Nhai mwana wanga uripi? Unani?
[01:05.10] Nhai mwana wanga unani? Uripi?
[01:29.52] Perekedza mwana zuva ravira kunze kwadoka
[01:37.63] Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
[01:45.84] Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo zuva ravira kunze kwadoka
[02:18.94] Nhai mwana wanga uripi? Unani?
[02:26.72] Nhai mwana wanga unani? Uripi?
[02:34.86] Nhai mwana wanga uripi? Unani?
[02:42.98] Nhai mwana wanga unani? Uripi?
[02:51.16] Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
[02:59.29] Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro zuva ravira kunze kwadoka
[03:07.37] Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko zuva ravira kunze kwadoka
[03:14.55] Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko zuva ravira kunze kwadoka
[03:23.68] Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
[03:31.74] Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka
[04:20.32] Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
[04:28.42] Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
[04:36.68] Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka
[04:44.88] Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka
[04:53.05] Nhai mwana wanga uripi? Unani?
[04:56.86] Zuva ravira kunze kwadoka
[05:00.45] Nhai mwana wanga unani? Uripi?
[05:04.94] Zuva ravira kunze kwadoka
[05:08.60] Nhai mwana wanga uripi? Unani?
[05:13.16] Zuva ravira kunze kwadoka
[05:16.71] Nhai mwana wanga unani? Uripi?
[05:21.27] Zuva ravira kunze kwadoka
[05:26.74]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings