Kamwenje
๐ต 1471 characters
โฑ๏ธ 4:17 duration
๐ ID: 8254909
๐ Lyrics
Hmm kamwenje
Mandibvutira kamwenje
Kuti dima rindimedze
Kuti dziva rindiyeredze
Ndangomirira kuyedze mambo, iii
Zvimwe imwe nguva
Kuchauya njiva yakatakura ruva, yoisa paguva
Pamwe muchatuma mutumwa akarurama
Mondipa mazuva, mondiwedzera nguva
Ndongoda kamwenje (ndotya, ndotya)
Ndaikumbira kamwenje
Handichaoni
Kamwenje (ndotya, ndotya)
Hupenyu hwacho makasa
Anoziva ramangwana ishasha
Kana ini ndavate parupasa, iii
Ndoti rangu ndakabate basa (ndotya, ndotya)

Inongouya mweya yetsvina
Inongodzungaira nerima
Mweya inongoomesa zvamakasima
Motumira moto unoririma
Baba, inombouya mweya yetsvina
Inongodzungaira nerima
Mweya inongoomesa zvamakasima
Motumira moto unoririma
Zvamuri bako rangu rekuhwanda, mamvura mahwe
(Ndingamira naaniko?)
She muri chidzitiro, chinondivharira miseve nenyere
(Ndingamira naaniko?)
She, zvamuri bako rangu rekuhwanda, mamvura mahwe
(Ndingamira naaniko?)
She muri chidzitiro, chinondivharira miseve nenyere
(Ndingamira naaniko?) She
Kwandoyenda husiku, ndodzoka ndiri mupenyu here?
Kwandoyenda husiku, ndodzoka ndiri mupenyu here?
Kwandoyenda husiku, ndodzoka ndiri mupenyu here?
Ndaikumbira kamwenje
Ndongoda kamwenje
Mwenje uno

โฑ๏ธ Synced Lyrics
[00:06.26] Hmm kamwenje
[00:13.48] Mandibvutira kamwenje
[00:21.03] Kuti dima rindimedze
[00:28.63] Kuti dziva rindiyeredze
[00:35.94] Ndangomirira kuyedze mambo, iii
[00:43.88] Zvimwe imwe nguva
[00:45.83] Kuchauya njiva yakatakura ruva, yoisa paguva
[00:51.50] Pamwe muchatuma mutumwa akarurama
[00:55.12] Mondipa mazuva, mondiwedzera nguva
[00:58.73] Ndongoda kamwenje (ndotya, ndotya)
[01:05.98] Ndaikumbira kamwenje
[01:12.27] Handichaoni
[01:14.65] Kamwenje (ndotya, ndotya)
[01:21.80] Hupenyu hwacho makasa
[01:28.43] Anoziva ramangwana ishasha
[01:36.08] Kana ini ndavate parupasa, iii
[01:43.46] Ndoti rangu ndakabate basa (ndotya, ndotya)
[01:51.45] Zvimwe imwe nguva
[01:53.44] Kuchauya njiva yakatakura ruva, yoisa paguva
[01:58.86] Pamwe muchatuma mutumwa akarurama
[02:02.74] Mondipa mazuva, mondiwedzera nguva
[02:06.40] Zvimwe imwe nguva
[02:08.26] Kuchauya njiva yakatakura ruva, yoisa paguva
[02:13.77] Pamwe muchatuma mutumwa akarurama
[02:17.82] Mondipa mazuva, mondiwedzera nguva
[02:21.28] Ndongoda kamwenje (ndotya, ndotya)
[02:29.36] Inongouya mweya yetsvina
[02:32.81] Inongodzungaira nerima
[02:36.33] Mweya inongoomesa zvamakasima
[02:40.31] Motumira moto unoririma
[02:43.78] Baba, inombouya mweya yetsvina
[02:48.20] Inongodzungaira nerima
[02:51.30] Mweya inongoomesa zvamakasima
[02:55.59] Motumira moto unoririma
[02:59.13] Zvamuri bako rangu rekuhwanda, mamvura mahwe
[03:04.13] (Ndingamira naaniko?)
[03:06.29] She muri chidzitiro, chinondivharira miseve nenyere
[03:11.55] (Ndingamira naaniko?)
[03:13.85] She, zvamuri bako rangu rekuhwanda, mamvura mahwe
[03:19.00] (Ndingamira naaniko?)
[03:21.30] She muri chidzitiro, chinondivharira miseve nenyere
[03:26.53] (Ndingamira naaniko?) She
[03:30.50]
[03:37.39] Kwandoyenda husiku, ndodzoka ndiri mupenyu here?
[03:44.96] Kwandoyenda husiku, ndodzoka ndiri mupenyu here?
[03:52.33] Kwandoyenda husiku, ndodzoka ndiri mupenyu here?
[03:58.41] Ndaikumbira kamwenje
[04:06.22] Ndongoda kamwenje
[04:12.49] Mwenje uno
[04:16.58]