Home ๐ŸŽฌ Bollywood ๐ŸŽต Pakistani ๐ŸŽค English Pop

Tatenda Taona

๐Ÿ‘ค Shingisai โ€ข ๐ŸŽผ Tatenda Taona โ€ข โฑ๏ธ 5:09
๐ŸŽต 1666 characters
โฑ๏ธ 5:09 duration
๐Ÿ†” ID: 9264136

๐Ÿ“œ Lyrics

Tatenda taona
Tatenda taona

Mupi wehupenyu
Ndomuitirei (ndomuitirei)
Murapi wemoyo
Ndozvitaura sei? (ndozvitaura sei?)

Kuti imi muriko
Matenga anorema
Kuti munorarama
Nyeredzi dzopupura

Izvi zvamaita
Ndinokurumbidzai (ndinokurumbidzai)
Imimi munondida
Ndinokunamatai (ndinokunamatai)

Muromo wangu zvino
Haunyarari kwete
Vose vachandiona
Vachataura chete

Haiwa Jehovah
Mabasa enyu ose
Tatenda taona
Kubata kwenyu kwose

Musiki mukuru
Makazviita sei
Mugoni wazvose
Mati imi ndikudei

Izvo zvandinoona
Ndinozvitenda hangu
Nezvo zvamunondipa
Ndinogashirawo

Zvese zvandinazvo
Ndinozviripa nei
Hupenyu nemoyo
Mati ini ndikupei

Muromo wangu zvino
Haunyarari kwete
Vose vachandiona
Vachataura chete

Haiwa Jehovah
Mabasa enyu ose
Tatenda taona
Kubata kwenyu kwose

Muromo wangu zvino
Haunyarari kwete
Vese vachandiona
Vachataura chete

Haiwa Jehovah
Mabasa enyu ose
Tatenda taona
Kubata kwenyu kwose

Netsoka dzangu zvino
Ndichafambira imi
Vose vachandiona
Vachataura chete

Haiwa Jehovah
Mabasa enyu ose
Tatenda taona
Kubata kwenyu kwose

Maoko angu zvino
Achabatira imi
Vose vachandiona
Vachataura chete

Haiwa Jehovah
Mabasa enyu ose
Tatenda taona
Kubata kwenyu kwose

Haiwa Jehovah
Mabasa enyu ose
Tatenda taona
Kubata kwenyu kwose

Mabasa enyu (tatenda taona)
Kubata kwenyu kwose (tatenda taona)
Tenda, tenda, wona (tatenda taona)
Mabasa enyu ose (tatenda taona)
Kubata kwenyu kwose (tatenda taona)
Tatenda, tawona (tatenda taona)

Muromo wangu zvino
Haunyarari kwete
Vose vachandiona
Vachataura chete

Haiwa Jehovah
Mabasa enyu ose
Tatenda taona
Kubata kwenyu kwose

Tatenda taona (mabasa enyu)
Tenda, tenda, wona (tatenda taona)
(Tatenda taona)
(Tatenda taona)

โฑ๏ธ Synced Lyrics

[00:02.64] Tatenda taona
[00:08.00] Tatenda taona
[00:13.97] Mupi wehupenyu
[00:16.68] Ndomuitirei (ndomuitirei)
[00:19.72] Murapi wemoyo
[00:22.38] Ndozvitaura sei? (ndozvitaura sei?)
[00:25.35] Kuti imi muriko
[00:27.81] Matenga anorema
[00:30.34] Kuti munorarama
[00:33.31] Nyeredzi dzopupura
[00:36.27] Izvi zvamaita
[00:38.89] Ndinokurumbidzai (ndinokurumbidzai)
[00:42.40] Imimi munondida
[00:45.10] Ndinokunamatai (ndinokunamatai)
[00:47.62] Muromo wangu zvino
[00:50.63] Haunyarari kwete
[00:53.48] Vose vachandiona
[00:56.06] Vachataura chete
[00:58.75] Haiwa Jehovah
[01:01.60] Mabasa enyu ose
[01:04.30] Tatenda taona
[01:07.52] Kubata kwenyu kwose
[01:10.62]
[01:22.29] Musiki mukuru
[01:24.15] Makazviita sei
[01:26.93] Mugoni wazvose
[01:29.71] Mati imi ndikudei
[01:32.53] Izvo zvandinoona
[01:35.89] Ndinozvitenda hangu
[01:38.47] Nezvo zvamunondipa
[01:41.35] Ndinogashirawo
[01:44.25] Zvese zvandinazvo
[01:46.91] Ndinozviripa nei
[01:49.85] Hupenyu nemoyo
[01:52.40] Mati ini ndikupei
[01:55.18] Muromo wangu zvino
[01:58.06] Haunyarari kwete
[02:01.29] Vose vachandiona
[02:03.84] Vachataura chete
[02:06.79] Haiwa Jehovah
[02:09.63] Mabasa enyu ose
[02:12.16] Tatenda taona
[02:15.36] Kubata kwenyu kwose
[02:18.58]
[02:29.72] Muromo wangu zvino
[02:32.35] Haunyarari kwete
[02:34.96] Vese vachandiona
[02:37.94] Vachataura chete
[02:40.79] Haiwa Jehovah
[02:43.34] Mabasa enyu ose
[02:46.39] Tatenda taona
[02:49.13] Kubata kwenyu kwose
[02:51.64] Netsoka dzangu zvino
[02:54.69] Ndichafambira imi
[02:57.55] Vose vachandiona
[03:00.64] Vachataura chete
[03:03.04] Haiwa Jehovah
[03:05.99] Mabasa enyu ose
[03:08.85] Tatenda taona
[03:11.75] Kubata kwenyu kwose
[03:14.47] Maoko angu zvino
[03:17.23] Achabatira imi
[03:20.41] Vose vachandiona
[03:22.92] Vachataura chete
[03:25.85] Haiwa Jehovah
[03:28.57] Mabasa enyu ose
[03:31.32] Tatenda taona
[03:34.32] Kubata kwenyu kwose
[03:37.13] Haiwa Jehovah
[03:40.11] Mabasa enyu ose
[03:42.78] Tatenda taona
[03:45.22] Kubata kwenyu kwose
[03:47.83] Mabasa enyu (tatenda taona)
[03:52.53] Kubata kwenyu kwose (tatenda taona)
[03:59.48] Tenda, tenda, wona (tatenda taona)
[04:04.56] Mabasa enyu ose (tatenda taona)
[04:10.09] Kubata kwenyu kwose (tatenda taona)
[04:16.14] Tatenda, tawona (tatenda taona)
[04:22.79] Muromo wangu zvino
[04:25.18] Haunyarari kwete
[04:27.69] Vose vachandiona
[04:30.28] Vachataura chete
[04:33.41] Haiwa Jehovah
[04:36.13] Mabasa enyu ose
[04:38.97] Tatenda taona
[04:41.97] Kubata kwenyu kwose
[04:45.07] Tatenda taona (mabasa enyu)
[04:50.42] Tenda, tenda, wona (tatenda taona)
[04:56.25] (Tatenda taona)
[05:01.33] (Tatenda taona)
[05:07.28]

โญ Rate These Lyrics

โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†โ˜†
Average: 0.0/5 โ€ข 0 ratings